Chitsauko 26

1 Ipapo Agripa akati kuna: pauro iwe unotenderwa kuzwitaurira saka Pauro, akatambanudza muwoko wake akatanga kuzwidairira: 2 Mambo Agripa, ndinoona kuti ndine rombo rakanaka kuti ndimire pamberi penyu nhasi ndizwidairire pamusoro pezwese zwandakapomerwa ne waJudha; 3 Uye zwikuru nekuti imi munoziwa tsika dzewaJudha; uye nemakakatanwa awo naizwozwo ndinokumbira mundiitire nemoyo murefu chaizwo. 4 Zviro kwazwo, waJudha, wose zwawo wanoziwa inini mararamiro kubvira paukomana, hwangu munyika yekwangu nemuJerusarema, 5 Iwo wanondiziwa kubvira kutanga ndainge ndichirarama sefarisi. 6 Uye zvino, nekuda kwechipikirwa chakaita Mwari nanababa wenyu, ini ndiripano ndichitogwa. 7 Marudzi yedu gumi namawiri, wakaramba wachichandira Mwari zuwa nemanheru, mirai isviki; netariro, mambo Akripe, Ini ndinopomerwa nemajuda. 8 Ndinotonga zvakanaka kwamuri kuti Mwari anomuswa wakafa? 9 Ini ndakanga ndafunga kwandiri, ndizwo zvadaigona kupikisa zvaJesu. 10 Uye ndizwo chaizwo zwandakaita muJerusarema; nemuwono yandakanga ndapiwa nawapirisita wakuru, ndakaisa wazhinji wewatsvene mutorongo uye pawainge wachiuraiwa ndaitenderana nazwo. 11 Ndaiwashugurudza mazhinji muma sinagoge, ini ndaiwamanikidza kumura Mwari. ndakanga ndakatsamwa kwawari, kunyangwe maguta yewamwe ini daitera; 12 pane imwe yerwendo idzi ndakanga ndichienda kuDhamasiko ndine muwono uye ndatumwa nawapirisita wakuru; 13 Nenguwa ndinenge dzamasikati mambo ndiri munzira ndakaona chiedza chakabva kudenga chaipenya kupfura zuwa, chakawaima chakandipoteredza ini newandairwa nawo. 14 Tese taka donhera pasi ,uye ndakaziwa izwi richiti kwandiri nemutauro wechiHebhuru: Sauru,Sauro unonditambidzireiko zwakakuomera iwe kuti ukawe zwibayiso. 15 Ipapo ndakati ndimi aniko,ishe ;ishe akapindura akati ndini Jesu wamunotambudza. 16 Zwino chisimukai umire netsoka dzako ndazwiratidza kwauri kuti ndikugadzei sehumboo hwawanoona kwandiri uye uye nezwandichakuratidzai. 17 Ndichakununudzai kubva kuwanhu wekwako uye kubva kuwa hedheni ndirikukutuma kwawari; 18 Kuti upenye hope yawo nekuwadzora kubva kubva kuchidima kuti vauye kuchiedza nekubva musimba rasatani kuti vauye kuna Mwari kuti wagamuchire kanganwiro yezwitema uye wawone nzvimbo pakati pawo wakaitwa watsvene nekutenda kwandiri. 19 Saka, ipapo mambo Agripa, handina kuramba kuteerera kuchiratidzo chakabva kudenga. 20 Ndandakatanga kuparidza kuna awo waiwa muDhamasiko , neawo waiwe muJerusarama. NewaJudea, wese uye nekuwahedheniwo kuti watendeke wapetuke kuna Mwari. Wagoratidza kutendeuka kwawo nemabasa awo. 21 Ndizwo zwakaita kuti waJudha wandisunge muchechi uye waedze kundiuraya. 22 Asi ndakabatsirwa naMwari kusvikira nhasi, uno uye ndakamira pano kuti ndipupure kuwadoko nekuwakuru zwimwe chetezwo. handina kutaura zwinodarika zwawakataura newaporofita uye na Mozisi zwichaitika. 23 Kuti kristu achatambudzika uye saiye wokutanga kumuka kuwakafa, achaparidza chiedza kuwanhu wake uye nekuwa hedheni. 24 Ipapo Fesitasi akati kuna Pauro nenzwi guru: Pauro wakupenga, kudzidza kwako kukuru kwakukupengesa! 25 Akapindura: Akati andisi kupenga chaungamire fesitasi; zwandiri kutaura ichokwadi uye zvinewatongi; 26 Mambo wanoziwa, zviro izwi uye ndinongona kutaura ndakasununguka, kwavari ndinogutsikana kuti apana chimwe chezviro; izvi chichawapunyutsa nokuti azvina kuitwa pakahwanda. 27 Mambo agripa, munotenda waporofota here? 28 Ini ndinoziwa kuti munotenda. Agripa akati kuna Pauro: Unenge unoda kundiita mukristu nuguwa doko. 29 Pauro akati: Nguwa pfupi kana refu ndinonamata kuna Mwari kuti, murege kuwa imi basi, asi wese awa wakaterera kwandiri nhasi kuti wawe seni, kunze kwengetani idzi chete. 30 Mambo akasimuka. pamwe chete nemubati, wa Bhenisi, uye nawese wakanga aripo naye. 31 Vakabuda mumba uye, pawaitaurirana wakati: Munhu uyu haasi kuita chiro chinofanira rufu kana kuvarwi mujeri. 32 Kuti atongwe ikona pamusoro penyaya idzi. Uye Agapi akati kuna festari: Murume uyu aifanira kusunugrwa, ndai iye asina kutaurira Kesari.