Chitsauko 23

1 Pauro, akatarira kudare guru, akati: Warume nehama, nepfugwa dzakanaka kuti ndirikufamba pamberi paMwari kusvira mazuwa anhasi. 2 Asi mukuru yewaprisita Ananiasi akatuma wakanga waripaduze naye, kuti wamurowe mumuromo. 3 Saka Pauro akati: Mwari achakuruwa, madziro adona! Iwe uripo kuti utonge nekuda kwemutemo, asi nemitemo unotuma kuti wandirowe? 4 Uye wakanga waripo wakati: Iwe unotuka muprisita mukuru waMwari? 5 Uye Pauro anoti: Ini ndakanga ndisingaziwe, hama, kuti uwo wakanga ari mukuru wemaprisita; nekuti zvakanyorwa: kuti usataure zvakashata pamusoro pemukuru wewanhu. 6 Uye Pauro, achiziwa kuti imwe tsvimbo ndiwasadusei, imwe ndiwafarisi, iye akadanidzira mudare guru: Warume hama, ini ndirimufarise, mwana wemufarise; nekuda kwetariro uye nekumuswa kwewakafa ini ndirikutongwa. 7 Uye iye, ataura izvi, wafarise newasaduse wakanetsana; uye wazhinji wakapesana; 8 nekuti wasaduse wanoti akuna kumuswa, kunyangwe ngirozi kana mweya; asi wafarise warikwese. 9 Kwakawa nepopoto; uye wanyori wakasimukawakanga warikuwafarise, wainetsana, wachiti: Apana chakaipa chataona mune murume uyu; kana ngirozi kana kuti mweya wakataura naye? 10 Wakanetsana kukuru, mukuru wemasoja, akatya kuti Pauro asa urwaiwe nawo, akatuma masoja kuti wamubvisi pamberi pawo, wakamutora wakaenda naye mutsvimbo dzawarwi. 11 Usiku wakatewera Ishe, akauya, akati: Tsunga moyo, Pauro! nekuti kudaro wapa zvapupu dzvangu kuJerusarema, ndinoda kuti upe zvekare zvapupu izvi kuRoma. 12 Uye zuwa rasvika, wajuda wakaita ragano, wakasvisunga nemhiko yekuzvituka kuti warege kudya kana kumwe kuzvikira wauraya Pauro. 13 Wakanga wari wanhu wanosvika makumi mana wakaita mhiko iyo. 14 Wakaenda kune wakuru newakuru newaprisita, wakati: Takaita mhiko pamusoro pekutumwa uko, aapana chatichabata kusvikra tauraya Pauro. 15 Zvino imi, wakuru wedare, ziwesai mukuru wemasoja kuti mangwana muuya naye kwamuri, kuti tinyatso bvudzisisa; iye asati asvika, isu takagadzirira kuti timouraye, 16 Uye mwanakomana wehanzvadzi waPauro, akati anzwa ragano iyi, akauya akapida mudzimba dzewarwi, akataurira Pauro. 17 Pauro, akadana nemukuru wezana, akati: Tora mukomana uyu kuna mukuru wemasoja, nekuti anezvaharikuda kutaura. 18 Saka iye akamutora, akaenda naye kune mukuru wemasoja, akati: Musugwa Pauro, andikumbira kuti ndioye nemukomana uyu kuno, anezvino kuti akutsanagurirei. 19 Uye mukuru wemasoja, akabata rwoko, akaenda kutsvimbo yakawada, akamubvudza: Unei kuti utaure? 20 Iye akati: Wajuda wawirirana kuti mangwana wakumbire Pauro kuti auye Kudare Guru, kunge warikuda kumubvudza zvinhu; 21 Asi imi musabvimirane nawo; nekuti warume wanosvika mazana mana wakagadzirira, waripamusoro pekutukwa waita mhiko kuti tisadye kana kumwa kusvikira tamuuraya; iwo watogadzirira, wachimirira mubvumo wenyu. 22 Nokudaro mukuru wemasoja akaudza mukomana kuti: Ainde uye asaudze munhu kuti wataura zvakawadzika. 23 Uye iye akadana, wakuru wezana wawiri, akati: gadzira masoja anosvika mazana mawiri kuti waenda kuna Kesaria; nemakumu manomwe yemabhiza nemazana mawiri yewarume wanemapfumo nenguwa dzepfubabwe dzenanheru. 24 Uye gadzirirai mhuka kuti muende muisa Pauro pariri, muchimutora aponeswa kusvikira kuna mubati Ferikisi. 25 Iye akanyora tsamba, yataura richiti: 26 Kiraudhiyo Risiasi, kuna changamire, mubati Ferikisi, kwaziwai. 27 Murume uyu akasugwa newajuda, wakanga waripanguwa yekuda kumuuraya, ndakauya nemasoja ndikamutora, pakabvudzwa kuti akanga arimuroma. 28 Uye ini, ndaida kuziwa kuti warikumupomererei, dakaida naye kuDare Gure kwawo. 29 Iwo waimupomera nekuda kwemutemo dzawo; iye akanga asina musva kana yerufa haro. 30 Padakaudzwa kuwajuda wakanga wakagadzirira kuti wauraye murume, ndichavhadakubvudza, ndatumawo waimupa mosva kuti wauye kuzotaura kuti aitei. iwe wakanaka. 31 Masoja akati atora Pauro, ndizvo zvawakanga wabvudzwa, wakauya naye manheru kuAndipatirisi. 32 Uye zuwa remagwana wakamusiya achiida naye nemabhiza, wakadzoka kumba yewarwi. 33 pawakasvika kuKesaria, wakapa tsamba kune wabati, wakaisa pauro mumawoko ake. 34 Uye mubati, apedza kuwerega tsamba, akabvudza kune ndiweguta ripiko; paakaziwa kuti akanga ariwekuKesaria, 35 akati: ''Ndichazonzwa naya yako kana wapomere wasvika''. wakaraura kuti wamuchegete muzida weHerodhi.