Chitsauko 22

1 Warume hama, wanababa, inzwi zvino kuzvidawirira kwangu. 2 Pawakanwa kuti iye aitauranechiHebhuru, wakanyanyara zvikuru. Iye akati: 3 Ini zvechokwandi ndiri murume mujuda, wakaberekwa kuTarisi kuSisiria, uye kurerwa muguta iri kuGamarieri, takadzidziswa mitemo nekuchegetedzwa mirairo yaMwari, kunge imi nhasi. 4 Ini, takatera nzira iyi kusvikira mukufa, ndichitewera wakadzi kunyangwe newarume, ndaiwaisa mutorongo. 5 Kungewo mukuru weprisita wanondipupurira, newakuru wemukereke; sa ini, akatora tsama kune hama, dakaenda kuDamasiko kuti niwawone ikoko, kuti ndiwaudzwe wakasungwa kuJerusarema, kuti wazorangwa 6 Asi zvakaitika, ndiri munzira, ndakuda kusvika kuDamasiko, zuwa rakuda kudzika, pakarepo chiendza chekudenga chakanevheneka chaibva kudenga chakandikumberedza. 7 Ini ndakadona pasi, ndakanzwa imi izwi richiti: Sauro, Sauro, unonditerereiko: 8 Ini ndakapidura: Ndimi aniko Ishe? Iye akanditi: Ini NdiriJesu, wenazareta, waunotera. 9 Wese wakanga warineni wakaona chiedza, wakabatwa nekutya; asi iwo awana kunzwa izwi reuya aitaura neni. 10 Ini ndiakati: Ishe? uye Ishe wakandi: simuka, enda kudamasiko, ikoiko uchataurirwa zvose zvaunofanira kuita. 11 Ini ndakaga ndisinga kwanise kuwona, nekuda kwechiendzwa chaipenya, ini ndakasimudzwa newaya wakanga warineni, nukudaro ndasvika kuDamasiko. 12 Umwe murume ainzi Ananiasi, Aitya nekuda kwemitemo, akanga anezvapupu zvakanaka kune wajuda wese wakanga waripazvimbo iyona; 13 Akauya kwandiri, akamira pamberi pangu, akati: hama Sauro, chiwona; nguwa yacho ndakatanga kuwona. 14 Iye akanditi: Mwari wana baba wedu abvumira kuti iwe uziwe kuda kwake, uye wona akarurama uyu, iwe wakanzwa murume wemurumo wake. 15 Nekuti iwe uchawa zmupupure wake kune wanhu wese, zvawakaona nezvawakanzwa. 16 Zvino, wakamirirei? Simuka, uya ndikubhabhatidze, ngeza zviwi zvako, ndana zita raIshe. 17 Zvakaitika kwandiri, pandadzoka kuJerusarema, pandai namata mutemberi pakauya, ndakabatwa neMweya; 18 Ini ndawona uya aindiudza: Kasika uye buda muJerusarema, nekuti awabvumi kupupura kwano kwandiri. 19 Ini ndakati: Ishe, iwo wanoziwa kuti ndaisunga nekurowa wayan wanotenda kwamuri. 20 Ropa raStefani, mupupuri wako, aidona, iniwo ndakanga ndiripo, ndaizwa tsitsi nerufu rwake, ndaichegeta nguwo dzimunhu wadauraya. 21 Iye akandi: Enda nekuti ini ndichakutumira kure, kuene wahedeni 22 Iwo wanzwa kusvikira shoko iri, wakasimudza inzwi wachiti: mubvisei panyika! azvina kunaka kuti Iye ararame. 23 Iwo pawaidanidzira, wakabvisa guwo dzake, wakakanda ivhu kudenga, 24 Mukuru wemasoja akatuma kuti waende naye kuzvimbo yokurwa kuti wamabvuzve nekumurowa, achimubva kuti aiturirei kudaro. 25 paakanga akasungwa nengetani, Pauro akataura nemukuru wezana akanga aripo ipapo: Zvibvimirwe kurowa murume muRoma asina kutogwa? 26 Mukuru wezana anzwa zvinhu izvi, akaenda akanoudza mukuru wemasoja, achiti: Murikuda kuitei, nekuti murume uyu muroma. 27 Uye mukuru wemasoja, akasvika paduze naye, akati: ndiudze kuti iwe urimuroma? iye akati: hongu. 28 Mukuru wemasoja akapidura: Ini nemare ijinji ndakatora wanhu waroma. Pauro akati: Ndinazvo kubva pandakaberekwa. 29 Wese waida kumubvudza wakabuda ipapo; mukuru wemasoja akatya, wachinzwa kuti Pauro akanga arimuroma, akanga asugwa. 30 Nenzuwa ramangwana, waida kuziwa kuti aipomerwa ngei newajuda, akamubvisa ngetani, akaudza wakuru wemaprisita newakuru wau wese; akaundza Pauro, akamuisa pamberi pake.