Chitsauko 21

1 Zvakaitika patakuabuda paari, waenda, takaenda, takauya kuKosi, zuwa ramangwana kuRhodzi, takaenda kuPatara. 2 Padakaona chekepe chaipfura nekuFonisia, takakwira machiri tekaenda. 3 Patakaenda kuSaipurasi, tasiya roboswe takaenda kuSiria, takauya kuTire; nekuti chikepe chaida kusiya nhumbi dzacho. 4 Isu takagara ipapo kumazuwa manomwe; takaona wadzidzi, wanoti kuMweya kuna Pauro, kuti asakwire kuJerusarema. 5 Zuwa iro wakapfura napo, pakabuda takatewera nzira yedu, takaperekedzwa newana newakadzi kusvikira kunze kweguta; wakapfugama kumahombekompe, tikanamata. 6 Takamuresana umwe na umwe, takakwira chikepe; iyo wakadzokera kudzimba dzawo. 7 Isu, patakapedza rwedo kuenda kuTire, takasvika kuToremai; takanga tine chisuwo nehama, takagara nawo kwezuwa rimwe. 8 Zuwa ramangwana, Pauro nesu takanga ntinaye, takabuda ipapo, takauya kuKesaria; pakadapida kumba maFiripi, muvhageri(akanga ari umwe wenomwe), takagara naye. 9 Uyu akanga anewana vana, waiporofita. 10 Isu takagara ipapo kwemazuwa akareba, wakadzika kuJudea umwe muporofita, ainzi Agabhusi; 11 Iye, pakauya kwatiri, akatora bhanire yaPauro, akabva asunga mawoko namakumbo, akati; Mweya mutswene ndizvo zvaunorewa: Nokudaro wajuda kuJerusarema wachakusunga murume muridzi webhanire, wakakupa mumawoko yewahedeni. 12 Isu, patakunzwa izvi, takamukumbira isuwo newaya wakanga waripazvimbo iro, kuti iye asakwire kuJerusarema. 13 Asi Pauro akapidura: Murikuitei, muchichema munorwadzisa myoyo wangu? Nekuti ini ndakagadzirira, kwete chete kuti ndisungwe, asi kuti ndife kuJerusarema, nezita raIshe Jesu. 14 Iye aina kubatwa nekutya, isu takanyanyara, wakati: Itai kuda Mwari. 15 Kubva muzuwa, isu takarogedza, uye takakwira kuJerusarema. 16 Amwe wadzidzi wekuKesaria wakaendawo nesu, waiwodza imwe Munasoni, KuSaipurosi, mudzidzi wekare, watino chanyira. 17 Patakasvika kuJerusarema, hama takadzigamuchira nekuda kwakanaka. 18 Muzuwa ramangwana, Pauro akapida nesu muimba yaJakobho, wakuru wese wakauya ikoko. 19 Wanechisuwo, iye akawaratidza nemufananidzo mwari zvakanga akaita kuwahedeni nekuda kwebasa rake. 20 Iwo pawakanzwa. wakakudza Ishe, wakawati: iwe unouya, hama, zviuru zvewajuda wagani wakatenda, wanoshigirira mumirairo. 21 Wakazwa nenyaya yako, kuti wajuda wese warikuhadeni, iwe unodzidzisa kugara kuriwe kwaMuzisi, kuti amufanire kuchecheudzwa wana wedu, kana kufamba netsika dzawo. 22 Saka muchaita seiko? Iwo wakazwa kuti iwe wasvika. 23 Naizwozwo ita izvi zvatinotaura: tine warume vana waita mhiko. 24 Tora warume, wachenese nawo, wakatema kuti warege, wanogura musoro, zviwai kuti apana chinhu chatakuudzwa kwamuri, iwe waifamba uchichegeta murayiro. 25 ndewapiko wakatenda kuhedeni, isu takanyora, takatonga kuti musape murayiro, neropa, nenyama yemhuka, nechiwi cheupobwe. 26 Saka Pauro, akaenda naye, wacheneswa zuwa remangwana, akapida mutemberi, akaudza kuti zvadzadziswa mazuwa ikuchenesa, pawakapiwa nawo, umwe nekupakwake. 27 Mazuwa manomwe akada kupera, wajuda newaEzhia, wachiona, akaona Pauro wakamutsa wanhu wazhinji uye wakamubata, 28 Kadanidzira: Warume wekuIsraeri, tibatsireiko; murumwe uyu arida zvimbo dzose anodzidzisa zvinotsausa wanhu wedu, nekuda kwemutemo, nekuzvimbo; kunze kwaizi, iye akaisa wagerike kutemberi, akabvisa zvimbo iye tswene! 29 ( Nekuti asati aona guta reTirofimasi pamwe chete nawo, waifunga kuti Pauro akanga aunza mukati metemberi). 30 Guta rose ramatswa, kwakauya kubataba kwewanhu: Wakabata Pauro, wakamuendza kunze kwetemberi; uye musuwo wakavarwa. 31 Iwo, waitsaga kumuuraya, naum yakasvika kuna mukuru wemasoja, kuJerusarema wose wakauya nekunetsana. 32 Wakamutora nemasoja nemukuru wezana, akamanya kusvikra kwawari. Iwo nemukuru wemasoja, wakamira kuruwa Pauro. 33 Saka muruku wemasoja, akasvika paduze naye, wakamusonga, nemageni mairi; akabvudza kuti ndiye aniko, zvaakanga akaita. 34 Uye muwazhinji waidanidzira umwe na umwe, nemaitiro ake: asi iye akanga asinga ziwe namauto, iye akawatuma kuti waende naye kudzimba dzawarwi. 35 Paakasvika pamatanho bongozozo rewnhu rakanga rakurisa zvekuti akaita zvokutakurwa nawarwi. 36 Wanhu wazhinji waitewera wakaramba wachidanidzira: muedzwei panze! 37 Pauro, apedyo kupida muzvimbo yawarwi, akati kuti mukuru wemasoja: Ndinobvumirwa kutaura chimwe chinhu here? Iye akati: Iwe unoziwa mugirike? 38 Ausiwe hsre muijipita, akamutsa bope akatugamirira zviuru zvina zvawapanduki mugwenga nguwa dzakapfura here? 39 Asi Pauro akamuti: Ini ndirimurume mujuda wekuTarisi, guta risina kukusha yekuSirisia; ini ndinokukumbira kuti nditaure newanhu. 40 Akamubvumira, pPauro akamira pamatanho, akaninira wano nerwoko rake; Akazwa kunyarara kukuru, Akataura nechiHrbheru, akati: