Chitsauko 20

1 Bope yakati yapera, Pauro akadana wadzidzi, shure kwekuwakurudzira akaonekanawo akasimuka akaenda kuMasedhonia. 2 Akafamba nemumatu ayo achitaura mashoko mazhinji, yekukurudzira wanhu uye pekupedzisira akasvika kuGirisi. 3 Akagara ipapo mwedzi mitatu, nokuda kwekuti wajuda wakanga waita ragano yakaipa pamusoro pake paakanga wondakukwira chikepe kuti aende kuSiria, akafunga kudzokerazve nekuMasedhonia. 4 akaperekedzwa kuEzhia naSapota, kuBheria; kuwaTesaronika, naAristakusi, naSekundo, naGayo wekuBhebhe, naTimoti; wekuEzhia, Tikikasi naTirofimasi. 5 Waenda kumberi wakatimirira kuTroasi. 6 Apera mazuwa yezvigwa zvisina mbiriso, wakakwira chikepe wakaenda kuFiripi, mazuwa mashano takauya kwawari, takagara mazuwa manomwe. 7 nomusi wekutanga wevhiki, takaungana newadzidzi kuti tigore chigwa, Pauro ainetsana nawo, aida kwenda zuwa ramangwana; wakataura kusvikira pakati pewosiku. 8 Makanga mune mwenje muzhinjimuimba yapamusoro matakanga tichisagana. 9 Pazvimbo pakanga pane umwe jaya ainzi Yutiko, akanga abatwa nehope chaizvo, uye, Pauro akaramba achitaura kwenguwa refu, Yutiko, akanga anyatsobatwa nehope, akadona pasi achibva kuimba yechitatu; akasimudzwa akafa. 10 Asi, Pauro akadzika, akamuisa mawoko, akamubata, akati: Musashushikane, nekuti mweya wake uchiri mahari. 11 Akadzoka achikwirazve, akamedura chingwa akadya, akataura kusvukira kudzuka kwezuwa; ipapo akaenda, 12 Akamutsa mujaya, wakagara wakanyaradzwa. 13 Isu, patakaende nechikipe, takenda kusvika kuAsosi, takanga tiriko kuti tigamuchere Pauro, nekuti ndizvo zvaakanga rayira; iye aenda netsoka. 14 Uye iye paakapinda nesu kuAsosi, isu takamutora takaenda kuMitireni. 15 Wakaenda wakasvika zuwa ramangwana kumbere kweKiyosi; rimwe zuwa takaenda kuSamusi; takagara kuTrogiri, zuwa ramangwana takaenda kuMiretasi. 16 Nekuti Pauro akanga aendakuEfeso, kuti asapedze nguwa kuEzhia; Nekuti iye aimanya kuti aenda kuJerusarema zuwa rePestakusti, kana zvichigoneka. 17 Asi iye akatumira tsamba kubva kuMitarisi kusvikira kwaEfeso, akadana wakuru wekereke. 18 Pawakaona Pauro, iye akati: imi munoziwa kuti kubva zuwa rekutanga radakapida muEzhia, magariro adaita nemi panguwa iwo; 19 Tichishandira Ishe nekusvininipesa, nekuchema, nekuendzwa, wakararama kwandiri nezvito zvawajuda; 20 Kunge ini, zuwa wamunowanawo, apaa chadakasiya kutaura kwamuri, ndaidzidzisa paruzhinji nemudzimba; 21 Ndichipa zvapupu, kuwajuda nekugiriki, kuzvidemba kuti watendeuka kuna Mwari, nokutenda kwaIshe wedu Jesu Kristu. 22 Asi zvino ndiripano, ini neMweya, tirikwenda kuJerusarema, atiziwe chichichaitika; 23 Kunge Mweya Mutswene guta rimwe na rimwe ripi zvapupu, matorongo nekutambzwa kwakandimirira. 24 Asi apana zvezvino izvi zvandinokushesa, adina upenyu wadinoda, kuti nemufaro nepedze basa rangu, Basa randakagamuchira kuIshe Jesu kuti Ndipe zvapupu zveshoko nenyasha dzaMwari. 25 Zvino, ini ndinoziwa kuti mese imi, wadakaparidzira Umambo waMwari, amuchawone chiso changu. 26 Naizwozwo ndinokupai zvapupu zviripachena ndakachena kuropa renyu rese; 27 Nekuti ini adina kumira kuparidza kurudziro raMwari. 28 Zvichenjerei imi pachenyu neboka rose, ramaitwa watariri waro naMweya Mutswene, kuti mufudze kereke yaMwari, iye yakatora neropa rake. 29 Nekuti izvi ini ndinozviziwa, kwaenda kwangu wachapida mapere asingagarike nawo, awastwire tsitsi makwai; 30 Uye pakati penyu pachasimuka warume wahataura zvisina kurura, kuti atore wadzidzi. 31 Saka rindirai, muchiragarira kuti nemakore matatu, usiku nezuwa akandimire kukuudzai nemisodzi umwe ne umwe. 32 Zvino, hama, ndinokupai kuna Mwari, neshoko renyasha; iye anesimba kuti awake achakupai nhaka kune wese wakaruramiswa. 33 Ini hadina kuchiwa chemunhu kana serivha, kana goredhi kana guwo. 34 Imi monoziwa kuti, zvinondinetsa newakanga waneni, mawoko angu akandirashandira. 35 Zvese takakuratidzai kuti shandai kudai, kuti mubatsire wanorwara; uye ragarirai shoko raIshe Jesu, inoti: Asi wakaropafadzwa uya anopa kukuda uya anogamuchira. 36 Apedza kutaura izvi, akapfugama, akanamata newese. 37 Wese wakachema wakamubudira; Pauro wakamutsvoda; 38 Akatsamwa zvikuru neshoko rakanga ataura, kuti achaonezvi chiso chake; wakamuperekedza kuzvikira kuchikepe.