Chitsauko 19

1 Aporosi paakanga achiri paKurinde, Zvakaitika, Pauro akafamba nemugwagwa wakanga uchipida nemukati penyika, Iye akauya kwaEfeso; akawana amwe adzidzi ipapo, 2 akawati: Makagamuchira Mweya Mutswene here makatenda? Wakapidura wakati: Kwete atina kutonzwa kuti kune Mweya Mutswene isu. 3 Iye akawati: Zvino makagamuchira rubhabhatidzo rupi? Wakapidura wakati: Rubhabhatidzo rwaJohani. 4 Saka Pauro akati: Rubhabhatidzo rwaJohani rwawa rubhabhatidzo rwokutendeuka, akaudza wanhu kuti wanotende kuna iye aizouya kumashure kwake, iye Jesu Kristu. 5 Wakati wanzwa izvi, wakabhabhatidzwa muzita raIshe Jesu. 6 Pauro akati aisa mawoko pamuro pawo, Mweya Mutswene wakauya pamusoro pawo; wakataura nendimi wakaporofita. 7 Wakanga wari warume wane gumi nawawiri wose. 8 Pauro akapida musinagogi, akataura asigatye imomo kwemwedzi mutatu, achikakawadzana nawo zvinyoronyoro pamusoro peUmambo waMwari. 9 Asi amwe awo wakawomesa moyo yawo, wakaramba kutenda, wakashoropodza nzira iyo pamberi pewanhu, saka abva pawari; akatora wadzidzi akaenda nawo, akanoita urukuru nawo zuwa nezuwa pachikoro chaTirano. 10 Izvi zvakaramba zvichiitwa kwamakore mairi; zvekuti wajuda wese newagirike waigara munyika yeZhia wakanzwa shoko raIshe Jesu. 11 Mwari akaita mabasa anoshamisa na mawoko a Pauro, 12 Zvokuti kunyabgwe nehangachepfu namaaporoni akanga aripamwiri wake zvakaendeswa kuwarwere, zvirwere zvawo zvikaporeswa, uye mweya yakaipa yakabva pawari. 13 Amwe wajuda waifamba wachidziga mweya yakaipa, wakaidza kudana zita raJesu paawo wakanga wakapatwa nemadimoni, wachiti: Muzita raJesu, anoparidzwa na Pauro ndinokuraira kuti ubude. 14 Wanakomana wanomwe waSikevha, muprisita mukuru awajuda, wakanga wachiita izvozvo. 15 Asi mweya yakaipa wakawapidura wakati: Jesu ndinomuziwa, uye tinoziwa nezvaPauro; asi imi, ndimi wananiko? 16 Ipapo murume akanga anemweya yakaipa akatsvetukura pawari, akawakurira wose. akawaruwa zvekuti wakamanya wachibuda mumba wasina kupfeka. 17 Izvi zvakati zvaziwekanwa nawajuda nawagirike waigara muEfeso, wese wakabatwa nekutya; uye zira raIshe Jesu rakakudzwa nekukudzwa kukuru. 18 Zvino wazhinji wakanga watenda, wakauya wakareurura pachena mabasa awo akanga akaipa. 19 Wazhinji wakanga wachiita zveunganga wakauganidza mabhuku awo pamwete, wakaapisa pamberi paanhu, wakati, wawerenga mutengo amabhuku acho, mare ikasvika madhirakema zviuru makomi mashanhu. 20 Nenzira iyi Shoko raIshe rakapararira kwazvo uye rikakura musimba. 21 Shure kokunge zvose izvi zvaitika, Pauro akafuna zvokuenda kuJerusarema achipfura, nekuMasedhonia, nukuAkaya achiti: Kana ndabosvika ikoko, ndinofanira kuchanyira Roma. 22 Akatuma wabatsire wake wairi tomti naErastasi, Masedhonia, iye achimbosara kunyika ainzi Ezhia penguwa. 23 Nenguwa yakaita saiyoyo bope guru rakamuka pamusoro penzira Iyi. 24 Umwe murume mupfuri wesirivha ainzi Dhemetiri, akatanga kugadzira zvitembere zvisirivha zvaAritemisi, zvakatanga zvichipfumisazvikuru mhizha dzawo. 25 Akauganidza ose, pamwechete newabata newashandi basa rakadaro, akati kwaari: warume imi munoziwakuti takatanga tichiwona pfuma yakanaka nebasa iri. 26 Zvino munozvionawo nokunzwirakuti murume uyu Pauro akadzidzisa, kwete chete kuEfeso, asi Ezhia yose, akatsausa anhu wazhinjimuno muefesouye zviri pachena kuti nomunyika yose yeEzhia zvayo, anoti wamwari wakaitwanawanhu awasi hawasi wamwari chaiwo. 27 Zvino njodzi iripo ndewokuti arisi basa redu bedzi richarasikirwa nembiri yaro, asiyo tembere mwari wedu mukuru Aritemisi anoti awabatsiri, uye mukurukuru ake, kuEzhia yese munyika ngauye kuzoparadzwa. 28 Iwo, pawakanzwa zvinhu izvi, wakazadzwa neasha, wakadanidzira wachiti: Mukuru ndiAritemisi wekuEfeso! 29 Pakerepo guta rose rakanyoganiswa, wanhu wakabata Gayo naAritakusi, shamwari dzaPauro dzekuMasedhonia 30 Pauro, akada kuya pamberi pewanhu, asi wadzidzi hawana kutendera. 31 Ne amwe wakuru wekuEzhia, wakanga warishamwari dzake waktumira shoko, wachikumbira kuti asazviratidze munhandare. 32 Ungano yakanga yanyokaniswa amwe aidaidzira chimwe chinhu,amwe chimwe; nekuti wazhinji wewanhu wakanga wasingatoziwe kuti sei wakanga waripo. 33 Wajuda wakasundidzira Arekizanda mberi. Uye amwe azhinji waidanidzira wachimuraira zvokuita akanenera wanhu kuti wanyarare kutira kuti agone kuzvidairira pamberi pewanhu. 34 Asi paakaona kuti iye aiwe mujuda, wese wakadanidzira pamwechete, penguwa dzenenge maawa mairi wachiti: Mukuru ndiAritemisi wawaEfeso! 35 Munyore weguta akanyaradza wanhu, akati: Warume weEfeso, kunyika yose ariziwe here kuti guta reEfeso ndiro rinochegeta tembere raAritemisi, mukuru nemufananidzo wake, uyu akawa uchibva kudenga? 36 Naizwzwo, sezvo izvi zvisigagone kurambika munofanira kuti munyarare, murenge kumanya kuita chinhu; 37 Mauya nawarume, awa pano kunyangwe zvavo wasina kubata tembere dzedu kana kumura mwarikadzi. 38 Zvino kana Dhemitiri nedzimwe mhizha dzanadzo akanga anemhosva na anizvake matare yedzimhosva akavurirwa, uye watongi warimu wanogona; kuwakwirira awo. 39 Kana pane chimwe chinhuzve chamugada kutaura chinofanira kutaurwa pawogano iri pamutemo. 40 Asi sezvazviri izvi tirpanjodzi yekuti tigagopuwa mhosva yekumutsa bongozozo nekuda kwezvaitika nhasi kana pane chimwezve zvamugande kutaurwa paungano iri pamutemo. 41 Akati ataura izvi akaraira kuti ungano iparare