Chitsauko 18

1 Apedza akabva kuAtene, akauya kuwaKurinde. 2 Akaona umwe mujuda, ainzi akwira, aigara kuPondasi, haanga abva kuya kubva kuItari, nomukadzi wake Pirisira ( nekuti kiraudioakanga arayira kuwajuda wese wabve muRoma), akauya kwawari. 3 Nekuti waishanda pamwe chete, wakagara naye, waishanda; nekuti akanga anebasa rekuita matende. 4 Iwo wainetsana musinagogi sabata imwe na imwe; achiedza kugomberedza majuda nemagirike. 5 Sirasi na Timoti wakadzika kuMashedonia, Pauro akabatwa neMweya, kuti apezvapupu kuti Kristu ndye Jesu. 6 Asi wakapikisa wakatuka, akazunza guo dzake akati: Ropa renyu ngariwe pamusoro penyu; ini ndakachena; kubva zvino ndichaenda kuwahedeni. 7 Achibva ipapo, akapida umwe na umwe, ainzi Jastisi, aishandira Mwari, nekuti akanga arimumbike yemusinagoge. 8 Krispasi, mukuru wesinagogi, akatenda munashe neumba yake yose wakurinde wazhinji, pakanzwa, wakatenda uye wakabhabhatidzwa. 9 Ishe wakataura muchiratidzo na Pauro: Usatya, asi taura, usanyarara. 10 Nekuti ini ndinewe, apana anoisa rwoko rwake puri kuti akuite zvakaipa, nekuti ini ndine wanhu wazhinji muguta rino. 11 Iye agara ipona gore rese nemudzi mtanhatu, achiwadzidzisa shoko raMwari. 12 Panguwa iwo Gario akanga arimubate weAkaya, majuda akabatana mukurwesa Pauro, wakamuudza kudare redzimhosva, 13 Wachiti: Arikugomberedzera wanhu kuti wanamate Mwari nenzira inoponesa nemurayiro. 14 Pauro achida kumvura muromo, Gario akati kune wajuda: munonyunyuta pamusoro pemhosva dzikuru, wajuda, kana matadza kupikisana zvakanga zviri nyore kwandiri kuti ndikuteerei. 15 Asi sezvo inchowa mubvudzo, nezita, nemurayiro uripakati pedu; pazvino izvi andide kutonga. 16 Akawabvisa mudare yedzemhosva. 17 Asi wagiriki, wakatendeukira kuna asosteni mukuru wesinagogi, wakawarowa; pamberi pendare; Gario akanga asizvichoshese. 18 Pauro, akangara mazuwa mashoma, iye akawenekana nehama dzake, ipapo akaenda kuSirasi, wakanga warikuPirisi na Akwira; akauwera bvudza rake paKenikireya, nekuti akanga akaita mhiko. 19 Akasvika kwaEfeso, akawasiya apapo; Asi iye akapida musinagogi, ataurirana newajuda. 20 Iwo, wakakimbira kuti warambe warinawo penguwa idhoko, iye aina kubva. 21 Akawawenekawo, wachiti: Kana achida, ndichadzoka kwamuri. iye akabuda kweEfeso. 22 Akati aburika paKesaria, achimuresa kereke, akadzika kuAndioki. 23 Achipfura nguwa, iye akaenda kumaguta kuGaratia kuFirigia, wachisimbisa newadzidzi. 24 Akasvika umwe mujuda, ainzi Aporosi, Achizvarwa cheArekizandira, akanga arimurume akadzidza, aino ruziwo rwamagwaro chaizvo. 25 Akanga akadzidziswa nzira dzaIshe; kunyangwe waiziwa rubhabhatdzo rwaJohani. 26 Akatanga kutaura musinagogi asingatye; Akwira na Prisita, achinzwa, wakatitora, wakachatso kutsanagura nzira dzaMwari. 27 Iye aida kupfura Akaia, hama dzakawakurudzira, wakanyora wadzidzi kuti wamugamucheri; pawakasvika, akabatatsira wazhinji wakanga watenda munyasha. 28 Nekuti pakutaurirana akapikisa wajuda, zvinesimba pamberi pawanhu achiratdza kubva muagwaro kuti Jesu ndiye Kristu