Chitsauko 17

1 Wakati wapfuura nomuAmufiripo neAporonia, wakauya kuwaTesaronika,kwakanga kune imwe sinagogi yewajuda. 2 Pauro, dzakanga dziri tsika dzake, akapinda mawari, masabata anoita matatu waibvudzana nyaya dzemagwaro. 3 Achiwatsanagura, nokuwaratidza kuti Kristu aifanira kufa uye agomuka kubva kuwakafa; (iye aiti) Jesu uyu ndiye Kristu, wandinokuparidzirai. 4 Amwe akatenda, ndokubatana na Pauro naSirasi; nawazhinji watya; uye newakadzi wazhinji. 5 Asi wajuda wasingatende, wakabatwa negudo, wakatora amwe wanhu wakanga wakaipa pamusika, wakaunganidza wanhu wazhinji watotanga bope muguta; 6 Wakamanyira kuimba kwaJason, wakatsanga kuwaudza kune wazhinji. awana kuwawona, wakatora Jasoni, newamwe wanhu wakuru weguta, wachiti: Waya wanoisa kusagadzikana munyika yese wauya kuno. 7 Uye Jason akawagamuchira muimba yake, wese warikumhura murayiro waKesar, kuti kune umwe mambo, anonzi Jesu. 8 Ungano rewazhinji, newakuru weguta, wanswa zvino izvi. 9 Wakaita kuti Jason na amwe waripe rubatso ndokubva wamuregerera. 10 Hama dzakatuma Pauro na Sirasi kuenda kuBheria; pawakasvika ikoko wakaenda kumasinagogi yewajuda. 11 Nekuti iku kwakanga kune tsika kudarika wakanga warikuBheria, wakagamuchira shoko nechido chese, wainzvera magwaro zuwa ne zuwa, kuti waone kuti ndezvechokwandi. 12 Naizwozwo wazhinji wacho wakatenda, newakadzi waGirike wairemekedzwa; newarume, kwete wachoma. 13 Asi wajuda wekuTesaronika pakanzwa kuti kubheria shoko raMwari rakaparidzwa na Pauro, wakauya ikoko, wakakuchidzira bope. 14 Asi ipapo hama dzakaparadzana na pauro, kuti waende kungugwa; asi Sirasi na Timoti wakaramba waripo. 15 wakaperekedza Pauro, wakamutora wakaenda naye kuAtene; wakakurudzira Sirasi na timoti, kuti wauye kwaari nekukasika, iwo wakaenda. 16 Pauro akawamirira kuAtene, mweya wake waishushikana makati make, achiona guta racho rakanga risere nemufananidzo. 17 Saka akataurirana nawajuda, newatya Mwari; mumusika zuwa ne zuwa, kuti wauya kusvira ikoko. 18 Boka nawachenjere nawaEpikoro nawaStoikiwaita naro naye; amwe waite: Ko uyu mataurire ake asina maturo arikuendza kutiko? amwe wachiti: Pamwe iye anoparidza wana mwari wokumwe. Nekuti iye aiwaparidzira shoko raJesu Kristu nekumuka kwake. 19 Wachimutora, wakaenda naye kuAreopagasi wachiti: Tinoda kuziwa kuti dzidziso itsva iyi yauri kudzidzisa? 20 Urikunza pfungwa dzitsva munzewe dzedu; saka tirikuda kuziwa kuti zvinorewei. 21 (WaAtene wese newatorwa waigara ipapo wasina nguwa yawo wasina chimwe chawaita kunze kwekungotaura nokuteerera shoko itsva). 22 Pauro, aripaka ti pewaAeropagasi, wakati: Warume weatenes, ini ndinowona kuti muriwatende; 23 Neiko padaipfura nemaguta yenyu ndaiona zvamunonamata ndakaona aritari, rakanyorwa kunzi: KUNA MWARI ASINGASIWIKANWE. zvino munonmata zvinhu zvisinga ziwekanwe, izvi ndzizvo zvadinokuparidzirai; 24 Mwari akasika nyika, nezvinhu zvose zviri mairi; ariIshe wekudenga nenyika, aagare nguwa wakaitwa nemunhu. 25 Uye haachandirwe ne rwoko remunhu; kunge uchida chinhu; nekuti iye ndiye anopa upenyu wese, kufema, nezvinhu zvose; 26 Neropa imwe iye akaita nyika yose, kuti wagare pasi panyika, wakataurirwa nguwa nezvimbo dzawo chaidzo dzawakagara; 27 Kuti watsake Ishe, zvimwe wagamuona, kunyangwe asiri kure kwedu. 28 Nekuti maari ndimo matinorarama, matinofamba, uye matino gara; sezvonorewa amwe madetembi: Nekuti isuwo tirichibereko chake. 29 Sezvo tirichibereko chaMwari, atifanire kufunga kuti umwari wakaita se wakaita segoridhe, kana sirivha, kana ibwe, chimufananidzo chakawezwa noumhizha wemunhu. 30 Naizwozwo Mwari, arege ake kuragarira nguwa dzakare zvino ndinoparidzira munhu wese, manguwa yose, kuti wazvedembe. 31 Iye akamirira umwe musi kuti atonge nyika nekururama nemurume waakagadza; akaratidza izvi kuwanhu, achiwamutsa kuwafi. 32 Wachinzwa kumutswa kwewakafa, amwe wakamutuka; amwe waite: isu tichanzwa zvekare nezvako pauchadzoka. 33 Nokudaro Pauro akabuda pakati pawo. 34 Amwe arume wakasvika paari, wakatenda; amwe wakanga warikuDhiniasi kuAreopagasi, umwe mukanzi ainzi Dhamarasi, neamwe.