Chitsauko 16

1 Iye akauya kuDhebhe neRistira; kwakanga kune umwe mudzidzi, ainzi Timoti, mwanakomana weumwe mukadzi mujuda akanga arimutende, asi baba wake wangawari mugirike. 2 Aipupurirwa zvakanaka nehama dzake akanga arikuRistira nekuIkonia. 3 Pauro akanda kuenda naye; wachimutora, wakamuchecheudzwa, nekuda kwemajuda, wakanga warikutsvimbo iwowo; nekuti wese waiziya baba wake, kuti akanga arimugireke. 4 Iwo, wachipfura nemuguta, wakasvitsa mashoko akanga ataurwa newapostora nawakuruwe wemuJerusarema, kuti wamachegete. 5 Nokudaaro makereke akasimbiswa nekutenda, zuwa rimwe ne rimwe wanhu waiwedzera. 6 Wachipfura muFirigia, nemaguta yeGaratia, wakarambiswa kutaura shoko neMweya Mutswene kuEzhia. 7 Iwo pawakauya kuMisia, wakaendza kuenda kuBhitinia; asi Mweya auna kumubvumira. 8 Wapfura kuMisia, wakadzika kuTroasi. 9 Pauro akaita chiratidzo mausiku: umwe murume wekuMasedhonia akasviisa pamberi paPauro, akawakumbira achiti, timbatsirei! 10 Paakaona chiratidzo, wakatsaka kuenda kuMasedhonia, akataura kuti Ishe wanda kuti tiparedze Shoko kwawari. 11 Saka, wakaenda kuTronde, takabva tichimanya nzira reSamotraria, zuwa ramangwana wakaenda Neaporisi. 12 Kubva ipona wakaenda kuFiripi, guta rekutanga kuMasedhonia, korono; takawepo muguta iri mazuwa mashoma nana. 13 Zuwa ramangwana rakanga ririsabata takabuda muguta, kwaitwa munamato; patakagara, takataura newakadzi kuti wakatibatsira. 14 Umwe mukadzi, ainzi Ridia, waitegesa nguo, muguta reTiatira, aichandira Mwari; ite akatinzwa; moyo Mwari waakabvura, wakanzwisisa Pauro zvaitaura. 15 Uye pakabhabhatidzwa, neumba yake, Iye akatikumbira, wachiti: Kana muchitonga kuti ini ndakatendeka kunaIshe, wakapnda muimba yake. akatikumbirisi tikatenda. 16 Zvakaitika, pataenda kundonamata, takasangana neumwe jaya akanga anemweya wekuhuka; achifembera aiudza Mware kuna ana ishe wawo. 17 Iye kechipiri Pauro neni, akadanidzira, achiti: Warumwe awa waranda waMwari wekumusorosoro, warikuya kuzoparidza nrira dzeruponeso. 18 Aita zvinyu izvi kumazuwa akawada. Asi, Pauro haana kufara nazvo, akatendeuka akati kumweya: Muzita raJesu Kristu ini ndinokutuma kuti ubude maari. nguwa imwe chete mweya wakabuda. 19 vanaishe wawo, wachiona kuti tariro remare yangayapera. wakabata Pauro na Sirasi, wakamutora paruzhinji, pamberi pewakuru. 20 Wakaisa pamberi pewatongi, wakati: murume uyu anomutsa bope muguta redu, uye mujuda; 21 Iwo wakataura tsika dzawo kuti atigamuchire, kana kuita, nekuti isu tiri maroma. 22 Wazhinji wakawasimukira kwawari; nemasoja,wakabvarura nguwo dzawo, wakawatuma kuti warohwe. 23 Shure kwekurohwa zvikuru, wakawaisa mutorongo, wakakumbira kuti wachegete wetorongo awachegete kwazzvo. 24 Anzwa mitemo uyu, akwakanda mujere remukati kati, wakawasunga makumbo pamatanga. 25 Pakati pawo usiku, Pauro na Sirasi, wainamata, wakatanga kuimbira Mwari; uye amwe wakanga wakasunga waiwazwagwa. 26 Pakarepo pakawa kudengenyeka kwenyika kukuru zvokuti nheyo dzetorongo dzakasunuguka; uye misuwo dzose dzakanvurika, majeni ose awakanga wakasugwa nawo akavurika. 27 28 Muchegete, wetorongo akamuka uye paakaona masuwo; yetorongo azaruka, akavumura munhodo wake; akada kusviuraya, nekuti akafunga kuti wasugwa wakanga wapunyuka. Asi Pauro akadanidzira achiti: usasvikwadza tirimuno tose. 29 wakumbira kuti mwenje, akavura mukati, achitetemera, akapfugama pamberi paPauro na Sirasi. 30 Wakasimuka, akati: Ishe, ndinoita sei kuti ndipone? 31 Iwo wakati tenda munaJesu Kristu, uchaponeswa, iwe neumba yako. 32 Wakamuudza masoko yaIshe, wese wakanga warimumba. 33 Wakaenda nawo, mausiku iwawo, akawasuka zviroda zvakanga warohwa, ipapo wakabhabhatidzwa newese. 34 Akawatora akaenda nawo kumba kwawo, akaisa chikafu; akafara zvikuru, wakatenda kuna Mwari neumba yake ose. 35 Umwe mosi, watongi wakatuma wachegete, wachiti: Bvisai warume awa. 36 Wachegete wetorongo wakataura mashoko akataura Pauro, akati: Watongi ngawakusei; naizwozwo budai, edai nerugare. 37 Asi Pauro akati: Iwo wakatirowa wazhinji waripo, kunyangwe zvedu tirisiri waroma, wakatiisa mutorongo, wakatiisa panze machewande wande? Nokudaro kwete! Asi wakauya usiku wakabviswa. 38 Saka wachegete wakadzoka wachiti kune watongi wakatya pawakanzwa kuti akanga arimuroma. 39 Pawakauya, wakakumbira; achiwabvisa, wakakumbira kuti wabude muguta. 40 Uye iwo, wabuda mujeri, wakapinda muumba maRidhia; achiwona hama, wakawanyaradza wakabuda.