Chitsauko 15

1 Amwe wakanga wakadzika kuJudea waidzidzi dzimwe hama, wachiti: Kana imi mukasa checheudzwa maererano netsika yaMuzisi , haakwanisi kuponeswa. 2 Izvi zvakasvitsa Pauro na Bharabhasi kwawari, saka Pauro na Bharabhasi, kuti waende kuJerusarema Pamwe chete nawamwe vatendi kuti wadoona wapostori navakuru pamusoro peshoko iri. 3 Naizwozwo iwo wagadzirirwa rwendo wakaweneka kereke, wakapfura nekuFonisia nomuSamaria, wachiimba nekutendeuka kwewahedeni; waipa mufaro mukuru kuhama dzose. 4 Wachisvika kuJerusarema, wakagamuchirwa, newapostori newatendi; wakawaudza zvikuru Mwari zvaakaita kwawari; 5 Asi amwe wafarisi wakanga wakatende, wakamuka, wakati zvakafanira kuchecheudzwa, kuwatuma kuti wachegete murairo waMuzisi. 6 Wapostora newatende wakaugana kuti wanzwa nyaya yawo. 7 Pakanga panepopoto, Petro akasimuka, akati: Hamadzangu, ziwai kuti kubva kare Mwari akandisarudza pamberi penyu, kuti waise muromo wangu kuwahedeni kuti wanzwe shoko, kuti rikure. 8 Uye Mwari, ndiye anoziwa moyo, akawapa zvapupu, akawapa Mweya Mutswene, kunge kwatiriwo. 9 Apana musiyano kwatiri nekwawari, wakacheneswa moyo yawo nekutenda. 10 Saka zvino, sei muchiendza Mwari, munoisa joko rinorema kuwadzidzi; kugona kutakurwa nesu kana nemadzibaba yedu? 11 Asi tinotenda kuti nenyasha dzaIshe Jesu Kristu, isu takaponeswa, kunge iwo zvekare. 12 Wanhu wese wakanyarara; Wakanzwa Bharabhasi na Pauro, waitaura Mwari zwakaita zviratidzo zvikuru pakati pewahedeni. 13 Pawakanyanyara, Jakobho akapidura, achiti: Hama dzangu, nditererei: 14 Simoni akataura chikutanga kuti Mwari akachanyira wahedeni, kuti atora wanhu muzita rake. 15 Neizvi wakabvumirana mashoko yewaporofita, sezvanyorwa: 16 Zvapera izvi ndichadzoka, ndichawaka tende yaDhavhidhi, yakadona; ndichawakazve mutongo ayo, ndichadzoka ndichisimudzazve; 17 Kuti wanhu wese wanorarama watsake Ishe, kune wahedeni wese wanodanwa nezita rangu, ndizvo zvinorewa Mwari, akaita zvenyu zvose, 18 zvaiziwikana kubva kare. 19 Naizwozwo ini ndinotonga kuti uya muhedeni anotendeuka kuMwari haafanire kushuchikana. 20 Asi ngatiwanyorerei tsamba tichiwataurira kuti warenge kudya zvakabviswa mazvimufananidzo, kubva paupombwe, nekudya nyama yemuka dzakadzipwa uye neropa. 21 Nekuti Muzisi, kubva kare, kuti guta rimwe na rimwe riparedze mumasinagoge, zvichiweregwa masabata ose. 22 Ipapo wapostora neawakuru, nekereke yose, wakasarudza amwe arume, kuti watumwe na Pauro na Bharabhasi kuAndioki: kuJuda, yakanga inezita zinonzi Bhanabhasi: naSirasi, warume watugamirira hama. 23 Wakanyora pakati pawo kuti: Wapostora newakuru, nehama - kune hama dzedu mahedeni, warikuAndioki, Siria nekuSiriasi, kwaziwai. 24 Tanzwa kuti amwe wakabuda kwatiri wasina mumvumo yedu wakakanganisa mweya wenyu watisina kutuma; 25 Saka tose takadenderana kuti tisarudze amwe warume, tiwatumire kwamuri, newadiwa wedu Pauro na Barabhasi. 26 Warume wakaisa upenyu wawo mujonzi nekuda kwezita raIshe wedu Jesu Kristu. 27 saka tatumira Juda na Siria, wachakuudzai zvenyu pachawo. 28 Nekuti Mweya Mutswene wakauya kwatiri, kuti tirege kukuremedzai mutoro upi zvawo unopfura zvinodikanwa izvi: 29 Munofanira kurega zvokudya zvakabayirwa zvemufananidzo, neropa, nenyama yemhuka dzakapiwa uye neupombwe; imi makachegeta, itai zvakanaka. Rambai muchiita zvakanaka. 30 warume awa wakaburuka, wakaenda kuAndioki, wakaugana wazhinji, wakawapa tsamba. 31 Uye pawawerenga, wakafara nekunyaradzwa. 32 Saka Judas na Siria, akanga arimuporofita, mashoko mmazhinji wakawakurudzira nekusimbisana hama. 33 Wakagara mazuwa mashoma, wakabvumira kuti wadzokere murugare nehama newapostora. 34 --- 35 Uye Pauro na Bharabhasi wakagara kuAndioki, wachidzidzisa uye wachiparidza, neamwe, neshoko raIshe. 36 Kwapera mazuwa, Pauro akati kuna Bharabhasi: Ngatidzokere ndimbochanyire hama mumaguta matakaparidzira shoko raIshe, kuti tiwone kuti warisei. 37 Bharabhasi akakurudzira kuti watore Johani anonzi Mako. 38 Asi Pauro haana kuona zvakanaka kuti watore naye nekuti akanga ambomusiyapaPamufira wakanga wakasyana naye, wakanga wasina kuenda naye kubasa iro. 39 Awana kuwirira wakapesana umwe na umwe; Bharabhasi atora Mako wakaende kuSaipurasi. 40 Asi, Pauro akatora Sirasi, wakaendawakatuma hama nyasha dzaMwari. 41 Akapfura neAsiria nokuSiriasi, wachisimbisa Kereke.