Chitsauko 14

1 Zvakaitika kuIkoniamu, wachipida mumasinagoge yewajuda, wakataura uye wazhinji wakatenda, wese majuda nemakireke. 2 Asi wajuda wakaramba kutenda wakamutsa moyo wedzvimwe ndudze uye wakawakaganisa pfugwa dzawo kuti wawenge hama. 3 Saka iwo wakataura nguwa yakarepa, wachitaura wasingatye muna Ishe, waipa zvapupu mushoko renyasha, wakaita munana nezviratidzo namawoko awo. 4 Uye wazhinji weguta wakapesana; amwe aitsigira majuda amwe wapostori. 5 Wakazviisa pamusoro, wajuda newahedeni, newakuru, wakataura zvakaipa , uye akawataka namabwe. 6 Iwo wachiswa izvona wakaida kutsvimbo yanziRikonia, nedunhu rese rakanga rakapoteredzana. 7 ipapo wadzidzi wakaparidza. 8 MuRistira maigara umwe murume akanga arimitanakumbo, akanga akamberekwa akaremera kubva mudubu ramai wake, akanga asati abhofamba. 9 Iwo akanzwa Pauro achitaura; akamutarisisa akaona kuti murume uyo akanga anekutenda kuti anopora, 10 Akati: neinzwi guru simuka nerudye makumbo ako. Iye akasimuka akafamba. 11 Wazhinji waona zvakanga zvaitwa na Pauro, wakasimudza inzwi rawo nerurime rekuRikonia wachiti: wana mwari wafanana newanhu, uye wasimu wauya kwatiri. 12 Wakadana Bharabhasi weZeusi; Pauro weHerimesi; nekuti awa wakanga wariwakuru pakuataura. 13 Waprisita weZeusi, wakanga waripedyo neguta, akauya nehando namaruwa wakapida nepamusuwo, newamwe waiwatera, waida kupa zvibayiro kwavari. 14 Asi wapostora Bharabhasi na Pauro, pawakanzwa izvi, wakabvarura guo dzawo, wakajamba kune wazhinji, 15 wachiti: Warume, munoitirei zvadaro? isu ndiri wanhu kunge imi, tichiitawo zvamuitawo; tinokuparidzirai shoko kuti mutendeuke pazvino zvisina maturo kuna Mwari mupenyu, akaita denga nenyika, nyika, negugwa, nezwese zwirimo. 16 Panguwa dzakapfura akarega ake ndudzi dzosedzchifamba munzira yawo. 17 Asi, haana kusiya pasi zvangapupurira, muchiita zvakanakakubva kudenga, ichitipa mvura, nguwa yezvimbereko, wachizadza moyo yedu nechikafu chimufaro. 18 Ndataura izvi, kuti wadziwise wanhu wazhinji awa kuti warege kubayiro. 19 Asi kwakauya mamwe majuda kubva kuAndioki, e de Ikoniamu, wakasvipidura kuwanhu wazhinji; wachitaka Pauro, wakamutora wakaendesa kunze kweguta, wachikunga kuti afa. 20 Asi, wadzidzi wakamukomberedza, iye akasimuka, akapinda muguta; namangwana wakaenda kuBhebhe. 21 Aparidza kuguta iro, akaita wadzidzi wakawanda, wakadzokera kuRistira, Ikoniamu, Andioki, 22 Wachisimbisa wadzidzi, nekuwakurudzira kuti warambe wari pakutenda, tinofanira kutambudzika kuti mupinde Mumabo waMwari. 23 Pauro na Bharabhasi wakagadza watugamiriri mukereke imwe na imwe, wachinamata nemutsanyu, wakatumwa na Ishe, kune zvawakatenda. 24 Wakapfura nemuPisidhi, wakauya Pamufiria. 25 Wakataura shoko mupega, wakadzika kuAtaria. 26 Ipapo wakaende kuAndioki, wakamikizwa nyasha dzaMwari nemabasa akatozadziswa. 27 Pawakasvika, wakaugana mukereke, wakataura zvino zvikuru zvanga zvatwa na Mwari kwaari; iwo wakavhura musuwo kune wahedeni. 28 Iwo wakagara ipapo kwete nguwa choma