Chitsauko 3

1 Kwaiwe kuAndioki, mukereke yakanga iri ikona!amwe waporofita newadzidzisi: Bharabhasi na Simoni ainzi Nigeri, Rusiasi wekuSairini, Manaeni, akanga akakura na Herodi Mubati, na Sauro. 2 Aita basa kunaIshe, akatsanya, Mweya Mutswene wakati: Tiparadzenei na Bharabhasi na Sauro, kubasa randakakudanirai. 3 Saka wachitsanya, nekunamata, waisa muwoko umwe na umwe wakawonekana. 4 Naizwozwo izvi, wakatwa ne Mweya Mutswene wakadzika kuSerusia, uye wakaenda kuSaipurasi. 5 wasvika kuSaramisi, wakaparidza shoko raMwari mumasinagoga yewajuda; uye panga pana Johani Mushandi achiwabatsira. 6 Wakapfura nomuchiwa yePafosi, wakasangana neimwe nianga, nemuporofita wenhema yechiJuda, ainzi Bhari Jesu. 7 Arimuchegete wemubati wenyika ainzi Segio Paurusi, murume akanga anewochecheri. Akadana Bharabhasi naSauro, waitsaka zvikuru kunzowa shoko raMwari. 8 Erimasi n'anga (zvairewa zita rake) aiwapikisa akaendza kutsausa mubati uyu pakutenda. 9 Asi Sauro, ainzi Pauro, wakazazwa neMweya Mutswene, wakamutarisisa, wakati: 10 Iwe mwana wadhiabhorisi, une kunyegera kuzere, nemuwingi wezvinhu zvose zvakarurama,kose namano akaipa aurege kunyorotsa nzira dzakarurama dzaIshe. 11 Zvino, rwoko raIshe ruchaiya pamusoro pako, iwe uchawa bofu, usingachawone zuwa nemazuwa madoko. :Panguwa iwowo ubofu wakahara paari, akawona rima; achifamba mumicheto, aitsaka munhu kuti amubatsire kumubata rwaoko. 12 Mubati akti aona zvakanga zvaitika, akatenda, akachamiswa nedzidziso raIshe. 13 Waenda kuPafosi, Pauro newese wakanga wanaye waenda kuPega, guta rePamufiria. Asi Johani, wakasiyana nawo, akadzokera kuJerusarema. 14 Iwo wapfura kuPega, wakauya kuAndioki,yekuPesidhia; wachipida kusinagoge umwe musi wesabata, wagara. 15 Wapedza kuwerega mitemo yewaporofita, wakuru wesinangoge awakati wataure, wakati: Warume kana mune shoko rekukurudzira wanhu, taurai. 16 Pauro akasimuka achiita chiratidzo nemowoko, akati: Warume waIsraeri, imi munoyta Mwari, izwai: 17 Mwari wewana waIsraeri asarudza nyika yedu, akasimudzira wanhu, wari waranda munyika yeijipita, nemowoko wakasimika, akawabvisa ikona. 18 Nemakore anokwana makumi mana wakajaira nekuchigirira murenje. 19 Aparadza wanhu waigra munyika yeKanani, kuti iwe nhaka yawo. 20 Zvapera izvi, makore anemazana mana namakumi mashana, naizwozwo akawapa watongi, kuzvikira nguwa yaSamueri. 21 Zvapera izvi, wakakumbira Mambo, awapa Sauro mwanakomana waKishi, worudzi rwaBhenjimini, akatonga makore makumi mana. 22 Achimubvisa akasimudza mambo Dhavhidhi, akapawo zvapupu, akati: Ini ndakawona Dhavhidhi, mwanakomana waJese murume wepamoyo wangu, anoita kudada kwangu. 23 Kubva kwezvizvarwa zvikuru izvi Mwari akaudza Muponesi weIsraeri, Jesu; 24 Akatanga na Johani, asi auya , achiparidza rubhabhatidzo rekuzvindemba kune wana wese waIsraeri. 25 Asi Johani apedza Basa rake, Akati: Imi munofunga ndiri aniko? Ini adisi Kristu, asi kubva kwangu kuchauya uya, andikwanisi kubvisa shangu dzke mutsoka dzake. 26 Warume ne hama, wana wezvizvarwa zvaAbhurahama, waripakati penyu wanotya Mwari, imi makatumirwa shoko reruponeso. 27 Nekuti wahari weJurusarema, wakuru wawo awamuziwe, wanowatonga, kuti waite izwi remaporofita, inowerekwa sabata ose. 28 Kunyangwe wasina kuwona mhaka paari, wakakumbira Pirato kuti amuuraye. 29 Iye apedza kuzadzisa zvazvakanyorwa naye, wakamubvisa pamuchijikwa, wakanomuwika. 30 Asi Mwari akamumutsa kubva kuwafi. 31 Wazhinji wakamuwona waikwira kuGarerea, warizvapupu kuwanhu. 32 Isu tinoparidza shoko rechipikirwa rakarairwa munyika ino; Mwari akatozadzisa kwatiri, achimutsa Jesu. 33 Sezvanyorwa mubhuku ramapirerema: Iwe uri Mwanakomana wanhu, ndiri ndakakumbereka. 34 wakamumutsa kuwafi, kuti asadzoke mukuwora, akati: Ini ndichapa kune wakarurama maropafadzo akawimbiswa na Davhidhi. 35 Nokudaro zvakanyorwa mune imwe pisarema tinoti: Hadibvumire kune watswene wangu wawone kuwora. 36 Nekuti zvechokwandi, Dhavhidhi akaterera mazano aMwari, amafa, akaiswa pakaiswa wana baba wake akawona rufu. 37 Asi uya Mwari waakamutsa aina kuona kuwora. 38 Hama dzangu ndinoda kuti muziwe, ngei uyu anokuparidzirai kuregererwa kuzviwi. 39 Kwese pamitemo yamuzisi azvina kuita wakanga usinga ruramiswe, wanokuramiswa wese wanotenda. 40 Saka uyai, kune zvisauye kwamuri izvo zvakanyorwa mubhuku yewaporofita: 41 Imi washuri, uyai mushamiswe, munotsakatika; nekuti ini nditoita mabasa mazuwa tenyu, mabasa amusinga tende, munhu akakuudzai 42 Muchibva musinagoge muno, wakawakumbira kuti sabata inotewera wataure zvekare izvona. 43 Wapedza musagano wemusinagoge, wazhinji wajuda newakanga wakatendeuka, wakatewera Pauro na Bharabhasi; wakaramba wachitaura akawakurudzira kuti warambe wari munyasha dzaMwari 44 Sabata yaitewera wakaunganidza guta rose kuti wanzwi shoko raMwari. 45 Asi wajuda, wachiona wazhinji, wakazazwa negodo, wakataura zvakaipa pamusoro pezvakanga zvaitarwa na Pauro, wachitaura wachituka. 46 Asi Pauro na Bharabhasi, wakapidura wasigatye wachiti: Zvaga zvakafanira kuti shoko raMwari ritanga kutaurwa nemi; Asi imi makaramba, musatongi wakafanira upenyu usigapere, isu tinouya kune wahedeni. 47 Ndizvi zvatakatumwa naIshe, achiti: Ini ndakakuita chiendza kune wahedeni, kuti iwe uye muponesi kuzvikira migomo yenyika. 48 Kune wahedeni, makanzwa izvi here, farai mukudze Mwari; wakatendeuka waya wakanga wakatarirwa neupenyu usingapere. 49 Shoko raMmwari yaiparidzwa mudunhu rose. 50 Asi wajuda wakasarudza wajuda wakdzi watya waikudzikana newarume wairemekedzwa wegutawakatanga kutewera Pauro na Barabhasi, akawadzika mudunhu rawo. 51 Asi iwo, wakazunza guruwa patsoka dzawo, ndobva waenda kuIkoniamu. 52 wadzidzi waizadzwa neMweya Mutswene.