Ndima 4

1 Zwino titshatitshini Abhurahama,tategulu vhedu panyama, waka waneni? 2 Nokuti dleni Abhurahama akalulamisiwa namabasa awe, anga dleni ane tshinhu tshaano zwilumbija natsho, asi hana panda ka Mwali. 3 Nokuti lunwalo gunoti tshini? "Abhurahama waka tenda Mwali, kukahi kaali ndiko kululama." 4 Nokuti kuno unobata basa ubairo,hauhwi ndiwe makombolero, asi nditshakau lingana. 5 Kune asingabati asi unotenda kuna iye unolulamisa unhu asingadi mwali, kutenda kuke ndiko kunohwi kululama. 6 Sezwino lehwa na Dhavita kuti wakatendiwa unhu unohwi na Mwali waka lulama kuze kemabasa. 7 Atshiti, "Vhakakombolegwa vhakanganganwigwa, zwisina kuluga zwavho navhaka fukijigwa zwivhi zwavho. 8 Uka lopafajiwa unhu asingahwi naIshe unezwivhi." 9 Zwino kulopafajiwa uku ndikho kavhakafumba naa,kana navhasina kufumba naa?Nokuti tinoti, "Kuna Abhurahama kutenda kuke kakahwi kutenda kuke ndikokululama." 10 Zwino zwakadlalo seni?Atofumba kana asina kufumba na?Hazwina kudlogo afumba,asi asina kufumba! 11 Waka sumbijiwa sumbijo yokufumba kuti tshivhe tshisumbijo tshokululama kokutenda wayanga asanhu afumba. Kuti avhe bhabha vhevhose vhano tenda, mangwe vhasina kufumba. 12 Avhe bhabha vhakafumba kunayavho vhasina kufumba koga asi vhanoyenda vho mugwala lokutenda ka bhabha vhedu Abhurahama kavhanga vhanako vhasanhu vha Fumba. 13 Nokuti tshipikigwa tshokuti utshavha ugali wenhaka yenyika hayitshina kupiwa Abhurahama kana luji gugwe nou layiro asi nokululana kokutenda. 14 Nokuti dleni vhoulayo vhali vhagali vhenhaka, kutenda hakuna basa netshipikigwa tshinokonesiwa. 15 Nokuti ulayo unovhuyisa kutshamwa asina ulayo, asi hapana kupfuka vho. 16 Saka ndizwokutenda kuti zwivhe zwemakombolero kuti tshipikigwa tshivhe nesimba kuluji gose gusanhuguli goutemo koga,asi ndogo kutenda ka Abhurahama.Iye bhabha vhedu tose, 17 sezwazwika nwagwa zwitshihwi, "Ndaka kuyeta bhabha vhema luji manji."Panda kaiye, waka tenda iye, Mwali, unopa vhakafa vhupenyu nokudana zwisipo sezwinenge zwiripo. 18 Wakatenda netalisiro pasina talisiro, kuti avhe bhabha vhamaluji manji, sezwanga zwa levherekwa, "Luji gugo gutshadlalo." 19 Haana kukonwa simba pakutenda, atshifunga umbiri uwe wanga watofa(zwawo zwanga zwavha namakole anenge zana),nokufa ketshibebo tsha Sara. 20 Asi ukatalira tshipikigwa tsha Mwali, Abhurahama hana kunyungwa nokusa tenda.Asi, ukakwatisa pakutenda akakuja Mwali. 21 Atshi zivhatshayizwo kuti itshotshakapikigwa, wanga ane simba lokutshiyeta vho. 22 Saka zwakahwi kaali ndiko kululama "zwaka vhagwa kuti ndikho kululama." 23 Zwino hazwina kunwagwa "nokuda kuke kuti zwivhagwe kaali zwanga zwisina kumwali iye oga. 24 Asi nokuda kedu vho,nesu titshadlago isu tino tenda kune wakamusa Jeso Ishe wedu kuvhakafa. 25 Iye waka esewa kulufu nokuda kokupfuka keji ukamusiwa nokuda koku lulamisiwa kedu.