Ndima 13

1 Unhu umwe noumwe ngaazwiyese pasi pamasimba makugwane,nokuti hakuna simba lisina kubva kuna Mwali.Masimba alipo akayesiwapo na Mwali. 2 Saka unolamba simba unojivhisa zwakayesiwapo naMwali;zwino ivho vhanojivhisa vhanozwitolera mhaka. 3 Nokuti vhabati havha hlisi uno bata basa lakanaka,asi kune vhano bata basa lakayipa.Unoda kusahla simba naa?Etayi zwakanaka,ukolumbijiwa nazwo. 4 Nokuti ndiye ushumiri wa Mwali kauli kuti akuyetere zwakanaka.Asi kana utshiyeta zwakayipa,ihla;nokuti habati pfumo pasina.Nokuti ndiye ushumiri waMwali,utshivhiji wokutshamwa kune unoyeta zwakayipa. 5 Nayezwo munofanira kuzwi yesapasi pavho,musingadlalo nokuda kokutshamwa koga,asi nokuda kehana vho. 6 Nokuti nemhaka yeyo monolipavho vho utero.Masimba ndivho vhalanda vha Mwali,vhanolamba vhatshinga batira tshinhu yetsho. 7 Lipirani vhose zwavhano fanigwa kulipigwa:utero kuna vhanofanira kuteregwa, ulipo kuna vhanofanira kulipigwa, kuhla kuna vhanofanira kuhliwa, kukuja kuna vhano fanira kukujiwa. 8 Musavha netshikwerethi nounhu,asi kudanana.Nokuti unoda umwe wazajisa utero. 9 Milayo,"Usayeta vhupombe, usavhulaya, usaba, usatshivha," kana ulayo upiyo noupiyo zwakakuvhanganyiwa pabungo lokuti,"Ida vhamwe sezwaunozwida iwe." 10 Ludo hagu yeteri umwe zwakayipa.Nayezwo,ludo gunozajisa utero. 11 Nokuti ndihezwi, zwatinozivha tshikati, kuti zwinotshatovha tshikati tshokumuka kenu muhope.Nokuti zwino kupijiwa kedu kavha paduze kupinda zuvha latakatanga kutenda nalo. 12 Vhusiku hwapinda,nezuvha liripaduze.Nayezwo ngatilase mabasa eswiswi,ngati simire nhumbi jokugwa jetshiyeja. 13 Ngati yende nezura yakafanira,sapamasikati, tisingayenda nokutamba kakayipa nokubahxwa kana novhupombwe nokusiringa kana negakavha negodo. 14 Asi simirani Ishe Jeso Khiristo,usatswaka kufaja nyama,nokusiringa kuko.