Ndima 10

1 Zwino ndakavhona umwe utumwa unesimba atshijikita kumakole.Akasimira gole, neulalavhungu wa nga uli panyezulu pape kumeso kuke kanga kaetasezuvha nesoka jije jikayeta sephuphu jemoto. 2 Wanga akabata bhuku nuku, yakavugwa muluvhoko gugwe.Akaesa lusoka gugwe goludli panyezulu pegugwa nolumose panyezulu penyika. 3 Akadavhijira neihwi gulu seledau inobonga.Iye wakati adavhijira, kuti mibvumo mishanu nemivhiri kukabvisa mahwi ako. 4 Zwino kutinhira kemishanu nemivhiri kakati kalevha, ndanga ndonwala, ndikahwa ihwi litshibva kumakole litshiti, "Zwakalehwa nokubvuma nemishanu nemivhiri.Usangazwinwalira." 5 Yapo utumwa uya wandakavhona akamira panyezulu pegungwa napanyezulu penyika wakamulujira luvhoko gugwe goludli kumakole. 6 Akapika naiye uli upenyu nokusingaperi peri, wakasika makole, nezwirimo munyika,nezwirimo, mugugwa nezwirimo kuti tshikati hatshingavhipo.Utumwa akati, "Hakunga vhinokunonoka. 7 Asi namazuvha mhungo loutumwa wetshishanu nambiri kana atshilija mhalapala, zwakajumbama zwa Mwali zwitshapesiwa sezwaakapalijira, vhalanda vhavhe ivho vhaporofita." 8 Yapo mhungo liya landakahwa litshibva kumakole lakalevhereka futhi kandiri litshiti: "Enda, utole bhuku yakavuliwa iri muluvhoko ngoutumwamakamira pagungwa napanyezulu penyika." 9 Ndikaenda kutumwa ndikatimkaali ndipeyi bhuku nhuku iye ahati kandiri, "Tola uyidle itshivhsngwajisa mudumbu mumo asi mulomo mumo itshazipa sovhutshi." 10 Yapo ndakatola buku nhuku muluvhoko goutumwa ndikaidla.Ikazipa mulomo mangu sovhutshi, asi ndakati ndaidla, mudumbu manhu mukagwaja. 11 Vhakati kandir, "Unofanira kuporofita fithu panyezulu pavhanhu vhanji, luji, nendimi, namaji She."