Kunza 4

1 Napenepo Mosisi hadadhaira, achiti; Hiyo hawadzaditendi ine, hawadzadivhizwe fhalalagu: thaguwe nanadzaloga; thaguwe wanadzaloga: CHAGAMIRE HAANA kukuuyira hiye. 2 Apo CHAGAMIRE hadaloga Chanhi hicho chaunacho mumajha? Apo iye hadadaira: dhiswimbo. 3 Apo iye hadamuvhudza: Ithuse patsi. Apo iye hadaithusa patsi, hidatsaduka nhoca: apo Mosisi hadaiwala iyo. 4 Apo hadavhudza CHAMIRE Mosisi:Thasamula bhokolako, apo ibhatire kumuche. Apo iye adathasula bhoko lache, apo iye hadaibata, Idaita tsimbo mumajha hache. 5 Naizwi wanadzatenda cuti hacuuyira CHAGAMIRE, Mulugu wawa bhabha wako, Mulugu wawaAbraama, Mulugu wa Isaque, na Mulugu wa Jacobo. 6 Apo hadavhudzazwe CHAGAMIRE: hika chichino bhocolacolo padhiti lako. Apo iye hadaika bhocolache padhiti lache; apo pache hadalibhudhisa, bhocolachero lidhagala namaperer yacuchena kuti beee niga kusa. 7 Apo hadamuvhudza: Yiridzazwe bhocolaco padhiti laco; apo hiye adayiridzazwe bhocolache padhiti lache; apo hadayiridzazwe cachiwiri padhiti, lidachena niga zwalo zwakale. 8 Zwigaitika, kuti wachikulamba, kabhe cutewerera chidzindikiro chacutoma, wanadzatenda chidzidikiro chakupedzesera. 9 Apo wagalaba cutenda zwidzidikiro yizwi zwiwiri, kabhe cucuvhazwe nafhalalakolo, tola madzi haamukulo, huyatsai mumathaca; apo hanadzaita madzi yawanadzatola mumukulo, hanadzaita magazi patsi. 10 Apo hadaloga Mosisi kuna CHAGAMIRE: Apo chagamire! Ine dinerini mwamuna wamasoko iyadzulo nhe penago yadzana, kabhe kubhudira panu mudalogapo cunanhamubhasawanu; thaguwe dinanonoca pakuloga dinamathatha. 11 Apo CHAGAMIRE hadamudaira: bhani adapa mulomo kumudhu? Penago bhani hadaita dziko nazwimumu, nazwinaenda namapofu? dinerini hine, CHAGAMIRE? 12 Chichino, apo, doko ine dinadzaita ine mulomo wako,dinadzacufudisa zwakuloga. 13 Apo iye hadaloga: Apo chagamire! tumirani nawanu munatumirayo. 14 Apo CHAGAMIRE hadanhagalirwa naMosisi, achiroga: Hadimudziwi ine mubale wako Arao, mulevita, wakuti iye analoga muche? Apo iye anadzabhuda kudzakutambira, achikuona, achidhekerwa mumoiyo mwache. 15 Iwepo unadzamuvhudza iye, unadzaika pamulomo wako masoko, apo ine dinadzaita pamulomo wako masoko, apo ine nadzakufudisani zwakuita. 16 Apo iye anadzaloga naiwe kuwadhu; apo iye anadzakuitira iwe pambuto iyamulomo, apo iwe unadzaita kunaiye pabhuto iyaMulugu. 17 Apo unadzabhata tswibo iyi mumajha hako iyako , iyo yakuti unadzaita naiyo maminimini. 18 Dhiani hadaenda Mosisi, apo pache hadayirira kunatswadzwala wache Jetero, hadamuvhudza: Dhichaenda chichino, apo dhichayirira kuwabhale wagu wali kuIgipito, dende kaona kuti wachiripo. Apo Jetero hadavhudza Mosisi: Famba namutsetso. 19 Hadamuvhudzambo CHAGAMIRE Mosisi kuMidia: Doko, apo uyirire kuIgipito, thaguwe waulaiwa wetse wakaswaga kukuulaiya. 20 Dhiani Mosisi hadatola mukadzi wache nawanawache, apo hadawatola hadawakwiza padoqui, hadayirira kudziko laIgipito: hadatolabo iye Mosisi tswimbo iyaMulugu mumajha hache. 21 Apo hadamuvhudza CHAGAMIRE Mosisi: paco unayirira cuiGipito, Ona zwaco ugaite pamberi paFarao yetse midzaidzai yagu daika mumajha ako: ine pano, dhiano dinadzaomesa moyo moyowako, cuitira cuti udzalebe kwenda kuwadhu. 22 Apo unadzamuvhudza Farao: CHAGAMIRE aloga cunaiwe: Israeri dimwanawagu, dhaguweragu. 23 Dhacuvhudzacale cuti leka wanawagu waende, cuti wadisewedzere, apo iwe hauna cuwatendera cuhenda: apo ine dhichaulaiya mwana wako, wadhaguwe. 24 Apo zwidaitika mugira, pao wadaema CHAGAMIRE hadabhuda cuonananayo, apo akada cuwaulaiya. 25 Napenepo Zipola hadabhata bhuwe lacutwa, adhaguwanda canda lacuber lamwanawache, hadalithusa mumwedo iyache, achiti: Dhizyodi iwepo diwe mwamunawagu waghazi. 26 Napenepo hadamusia hachienda. Apo iye hadaloga: Mwamuna waghazi, nathaguwe lacuchequiwa. 27 Apo CHAGAMIRE hadavhudza Arao: Doko watambire Mosisi cuthseseti. Apo iye adaenda,Apo iye hadamuswikira mubhago la Mulugu, apo hadamubejali. 28 Napenepo mosisi hadapaganidza cuna Arao masoko aCHAGAMIRE iyache hadamutuma nao, nazwetse zwidzidikiro zwikcadapiwa iye. 29 Apo wadaenda Mosisi na Arao, apo wadauganiza wetse waculuwaculu wa wana waIsiraeri: 30 Apo adaloga Arao hetse masoco iyacuti CHAGAMIRE hakadavhudza Mosisi, hadaita maminimini pamberi pamatso pawana waIsiraer. 31 Apo wadhu wadatenda; wachivha cuti CHAGAMIRE hakadamusa wana waIsiraeri, apo cuti hakadaona kubhonera, quao wadacotama wadanamata.