1 Vafarisi navanyori vanga vavha kuJerusarema vamuunganira. 2 Zvinovafarisi navanyori vanga vavha kuJerusarema vamuunganira. Zvino vakaona kuti vadzidzi biyake vanga vaja vasina kushamba manja. 3 (Nekuda kwekuti vafarisi nevaJudha havafanire kuja kana kushamba avone aina kuchena nekuti ndomutemo wavone. 4 Kana vafirisi vadzoka kuvha kunzvimbo yekutengesera, havaji kusvikira vashamba manja 5 Vafarisinevanyori vakavhunza Jaso seiko vadzidzi vako vasinga fambe mutsika dzevakuru asi vaneja vasina kushamba mhanja 6 Asi akati kwavari'' Isaya wakaporofita zvitsvene pamusoro penu imi vanyengeri. Sezvakanyorewa Vanendiremekedza pakutaura asi moyo yavo iri kurefu neni. 7 Pasina vanendinamata, vasidzidzisa murairo yevanhu sedzidziso dzavo.' 8 Makasiyan murairo waMwari mukabatirira patsika dzevanhu.'' 9 Akati zvakare kwavari muneramba zvakadi murairo waMwari kuti musichengeta tsika dzake. 10 Nekuti Mozesi akati kwavari remekedzeni baba venyu namai venyu,akati, Uyo anetaura zvakaipa pamusoro pababa vake kana mai vake zvechokwadi achasvika pakuuraiwa,' 11 Asi imi muneti,'Kana munhu akati kuna baba vake kana mai vake,''Chipi nechipi chaungawane chine kuyamura kuvha kwandiri iKabhoni (ndekuti ,'Chipo'), 12 saka humusamuvhunidza kuti aitire chimwe chinhu baba vake namai vake. 13 Murikutorera shoko raMwari simba nekuda kwetsika dzenu dzamakaisira vanhu.Nezvimwe zvinji zvamuneita''. 14 Akadana chaunga zvakare akati kwavari, ''Teeredzeni kwandiri,mose,munzvisise. 15 Hakuna chingavhe kunze kwemunhu chingamusvibise kana chikapinda maari.Chinovha mukati memunhu ndicho chine musvibisa. 16 ''Kana pane anzeve, nganzve. 17 Zvino Jeso paakabva pachaunga ndokupinda muba,vadzidzi vake vakamuvhunza mayererano nemifananidzo 18 .Jeso akati,''Hamusati mavekunzvisisa nemiwo. Hamuzivi here kuti chipi nechipi chinepinda mumuviri wemunhu hachimusvibise, 19 nekuti hazvipinde mumoyo make, asikuti zvinepinda muwura wozozvibuditsa?''Nechitawuhwa ichi Jeso akazotemera kuti chekuja chose chakachena. 20 Akati ndeicho chinevha mumunhu chine ipisa. 21 Nokuti mukati make munhu,kunze kwemoyo,aneremba anemufungo wakaipa, 23 kuhura, kuba, kuuraya, hufeve, godo, huipi, kunyengera, manzviro, godo, kunyepa, kuzvikudza, makuhwa. 22 Zvose zvakaipa izvi zvinevha mukati, ndizvo chaizvo zvinoipisa munhu. 24 Akaburika pakerepo kunyika yeTire neSidhoni.Kwakereko akanguna mumba, anga asingade kuti vazive anga arikup,asi pakerepo zvanga zvasagoneka kuti vanhu vamu hwandise. 25 Zvino mukadz wakanga ari muGiriki wechi Sayirofeni.Akakumbira kwaari kuti avhisewe dhimoni kuvha kumwanasikana wake. 26 Iye akati regera vana vatange vapihwa chokuja.Nokuti hazviite kuti titore chokuja chevana tokandira kumbwa. '' 27 Iye wakati kwaari ,''Siya vana vatenge vapihwa chokuja.Nokuti hazviite kuti titore chekuja chevana tokandira kumbwa.'' 28 Asi akadavira kwaari, ''Hongu ,Ishe,kunyangwe nembwa dzija mafufu anedonhera pasi petafuura yevana wani''. 29 Akati kwaari ,''nokuda kwezvawataura,wasununguka kuenda.Dhimoni rvha kumwanasikana wako''. 30 Akadzokera kumba kwake akawana mwanasikana wake akanga azvambarara panhovo,Dhimoni ravha raenda. 31 Akabuda zvakare akayenda kunyika yeTire,akafuura nemuSidhoni kugungwa reGareri kusvikira kumusoro kwenyikaye Dhekaporisi. 32 Vakawuyisa kwaari nemumwe akanga asinganzvi uyeachinetsakana nekutaura, vakakumbira kuti aturike ruoko rwake pamusoro pake . 33 Akamutora akataramuka panhu vazhinji kaverevere,akaisa chigumwe chake munzeve dzake,akasvipa mate ndokubata ndokubata rurimi rwake. 34 Akatarira kudenga ,akati ndokugomera akati,''Efata'' ndekuti'' Vhura'' 35 Pakereponzeve dzake dzkabva dzvhurik.Chisungo cherurimirwke chakaregedzewa, akatanga kutaura zvitsvene. 36 Jeso akaraira kwavari kuti asaudza vasaudzechero ani zvake.Iye paayinyanyisa kuvaraira ndipowo zvakarepavainyanyisa kushambadza. Vakashamisika zvakanyanya. 37 ''Aita zvinhu zvaka zvakanaka.Anoiyita vasinganzve vanzve zvakare vasingataure vataure''.