Mariko

1 Jeso akavha panzvimbo iyi akenda kudunhu reJudhiyauye kunzvimbo iri mberi kwemuronga unenzvi Jodhani, vanhu vazhinji vakauya zvakare kwaari. Aivadzidzisa zvakare, sezvaagara asiita. 2 Zvino vafarisi vaka kwaari vasida kumuedza vakamuvhunnza vasiti, "Zviri pamurawona kuti murume arambe mukadzi wake?" 3 Akapindura asiti, "Mozesi akakutaudzeni kudini?" 4 Vakati, "Mozesi akvhumira murume kuti anyore gwaro rekurambana wobva amutandaidza. " 5 "Kuda kwehukukutu hwemoyo yenu kwakaita kuti anyore murawo uyu," Jeso akvataudza asidaro. 6 Asi kuvha pakutanga kwekusikwa, 'Mwari akavaita murume nemukadzi.' 7 'Nekuda kwechikonzero ichi murume asasiya baba namai asinabatana nemukadzi wake, 8 uye vaviri vaneva nyama ibodzi.' 9 Nekudaro zvabatanidzwa namwari, hapafaniri kuwana anezvipatsanura." 10 Pavakanga vari munyumba, vadzidzi vakamuvhunnza zvakare nezvazo. 11 Akati kwavari, "uyo aneramba mukadzi asinaroora umwe mukadzi anepara mhosva kumukadzi wake. 12 Kana mukadzi akaramba murume wake asinarorewa nemwe murume, anopara mhosva yeupombwe." 13 Ipapo vanhu vakarese vana vavo vaduku kwaari vasinangarira kuti avabate, asi vadzidzi vakavadzivisa. 14 Asi jeso asiona izvi, akavanyeterera akati kwavari, "Vhumidzei vana vaduku vauye kwandiri, musavarambidze, nekuti humambo hwamwari ndehweavovakaita seivo. 15 Chokwadi ndineti kwamuri asashaihwa humambo hwamwari asiri mwana muduku haasi kuzohupinda zvachose." 16 Zvino akatora vana akavabata mumanja ake asivha avakomborera paakaisa manja ake pavari. 17 Paakatanga hwendo hwake, umwe murume akadurunha kwaari akafugama pamberi pake akvhunza asiti , "Mudzidzisi akanaka, chiyi chandingaite kuti ndiwane upenyu husingapere?" 18 Jeso akati, "sei usiti ndakanaka? Hakuna munhu akanaka kunze kwaivo mwari voga. 19 Unoziva mirawo gumi: "Usauraye, usaite choupombwe, usabe, usapupure zvenhema, usaite hukoronyera, kudza baba namai vako," 20 Murume akati, "Mudzidzisi, zvese zvinhu izvi ndazvutevedzera kuvha ndiri mukomana wechidiki." 21 jeso akamutarisa akamuda. Akati kwaari, "Chimwe chinhu chausina. Unofanira kutengesa zvese zvaunazo upewo varombo, uye usazviunganidzira fuma yekudenga. saka huya, nditevere." 22 Nekuda kwekutaura uku akataridza kusafara asivha avha ipapo asina mufaro nekuti aive nefuma zhinji 23 Jeso akanangara nangara paakanga ari akati kuvadzidzi vake, "zvakaomera zvakadii kune avo vakafuma kuti vangune humambo hwamwari!" 24 Vadzidzi vakashamisika nemashoko ake. Asi Jeso akati kwavari zvakare, "vana vaduku, zvakaoma zvakadii kuti vangune muhumambo hwamwari! 25 Zviri nyore kuti ngamera ingune nepaburi renariti pane kuti mufumi angune muhumambo hwamwari." 26 Vakava nekushmisika kukuru uye vakatawura pachavo vasiti, "saka ndiyani angaponesewe?" 27 Jeso akavanangara akati, "nevanhu hazvegoneka asi kwete namwari, namwari zvinhu zvese zvinegoneka." 28 Pita akatanga kutaurakwaari asiti, "Onai tasiya zvese takutoveren." 29 Jeso akati, "Chokwadi ndeeti kwamuri, hapana kana mubodzi asiya nyumba kana vakoma kana hanzadzi kana amayi kana baba kana vana kana minda nekuda kweni kana shoko. 30 Nekuti ndiyani asinhu azvinzva kanopinda kazana mukukura kwenu kose uku:dzumba nevakoma nehanzadzi navana amai nevana neminda nekupondewa, zvakare munhambwe inotevera, pave nehupenyu husingaperi. 31 Asi vazhinji vari pamberi vasava vekugumisira." 32 Vaiva munzira vasienda kuJerusarema uye Jesu waiva pamberi pavone. Vadzidzi vakashamisika uye vaitovera vakakacha. Pakarepo Jeso wakatora vane gumi nevaviri pambari zvakare akavataudza zvisaitika munguva fupi. 33 "Wonayi tirikuenda kuJerusarema, mwanakomana wemunhu asapasiwa kumupurisita mukuru nevanyori. vasamushuvira rufu uye vasamupa kuvatadzi. 34 Vasamusverudza, vasamusvipira, vasamurova zvakare vasamuuraya. Asi musure memazuva matatu asamuka." 35 Jemusi naJoni, vanakomana vaZebedee, vakasvika kwaari vakati, "Mudzidzisi tineda kuti mutiitire chese chatisakukumbireni." 36 Akati kwavari, "chini chameda kuti ndikuitireni?" 37 Tivhumireni tigare nemi mukubwinya, umwe ari kuruji kwenu umwe ari kuruzende." 38 Asi Jeso akavapindura, "Hamezivabo zvamevhunza. Mungagone kumwa mukomechi yandinemwa kana kuwombekwa nemuwobekehwo wandisaita?" 39 Ivo vakati, "teegona," Jeso akti kwavari, "Komichi yandisamwa, musamwa, uye ruwombeko hwandakawombekwa naho. 40 Asi asagara kuruji kana kuruzende handisini ndisazvitaura, asi ndezvevavo vakazvigadzirihwa." 41 Vamwe vadzidzi gumi pavakanzva izvi, vakatanga kunyetera zvidepindiridza pamusoro paJemusi naJoni. 42 Jeso akavadana kwaari akati kwavari, "muneziva avo vanhu vanetohwa sevatungamiri vekuroverera vakurireni, nevakuru vakuru vavo imi ivai nesimba guru pavari. 43 asi hazvifaniri kuita saizozo pakati penu. Anekungura kuva mukuru pakati, penu, anofanira kuva muranda wenu, 44 Uye asava neshungu yekuva wekutanga pakati penu anofanira kuva nhapwa yenu mese, 45 nekuti mwanakomana wemunhu haana kuuya kuzeponesewa, asi kuzeponesa nekupa hupenyu hwake sehusina maturo kuvazhinj." 46 Vakapinda muJeriko. Asiburika muJeriko nevadzidzi vake gurususu revanhu,mwanakomana waTimaeus,bartimaeus, bofu raikumbira, wakanga agere pambari penzira. 47 Paakanzva kuti ndiJeso weNazareta, aktanga kudanidzira asiti, "Jeso mwanakomana waDhavhiti, ivai netsitsi neni!" 48 vazhinji vakadzivisa bofu vasitimuti anyarare. Asi iye akadanidzira zvidepindiridza, "mwanakomana waDhaviti, iva netsitsi neni!" 49 Jeso akamira akakomekedza kuti adaniwe. Murume bofu akadaniwa, asinzvi, "shivirira! Simuka,! Arikukudanidza." 50 Akakanda pambari bhachi rake, aksimuka, akasvika pana Jeso. 51 Jeso akamupindura asiti, "uneda kuti ndikuitireniko?" murume bofu akati, "Mudzidzisi, ndineda kuona." 52 Zvino Jeso akati kwaari,"Enda. Kutenda kwako kwakuporesa." Pakarepo akatanga kuona, asivha akumutevera kwaaiyenda.