Chitsauko 9

1 Ndino taura chokwadi kuna Kristu; uye adinyepe. pfugwa dzagu dzinondipupurira, muMweya Mutswene, 2 ndine kutsamwa kukuru uye nekurwadziwa momoyo wangu; 3 Nekuti ndinoshuwa kuti dai ndirini hangu ndakatukwa uye ndakapaerazaniswa na Kristu nerudo yehama dzangu, uye wandibatsira panyama. 4 Iwo waisiraeri. waitwe wana, nekubwinya, nezwipikirwa, zwinopa mitemo, kunamata Mwari. 5 Madzibaba wavo, uya Kristu akazwipira, nepanyama, Mwari wawese, Iye ngaropafadze nekusingapere. Ameni. 6 Asi, azvise kuti shoko raMwari rakapotsa. Nekuti awase wese waisraera ndiwerudzi wairaisraeri. 7 Awasi wese dzidza raAbrahama wana waAbrahama. Asi, ''Nekuda kwaIzeke, ichadanwa dzidza rako''. 8 Izvi ndizvo, wana wenyama awasi wana waMwari. Asi wana wechipikirwa ndiro rinodzi rudzi. 9 Nekuti iro ndiro shoko rechikipikirwa: ''Paguwa ino inni ndichauya, uye Sara achapuwa mwana''. 10 Azwisi izvi chete, Asi rebeka agamuchira mwana na Baba wedu Isake 11 uye wana wanga wasite wamberekwa, danga ndisati daida zwakanaka nezwakaipa ( kuti kufunga kwaMwari kuwepo nekusingapere, kwete na mabasa, asi nekuda kweuya anodana), 12 izvi zwakadzi kwaari: ''Mukuru achashandira mudoko.'' Zwakanyorwa: 13 Ini ndakada Jakobho, ndakawenga Sauro''. 14 Muchatiko, zwino? Kusarurama Mwari here? kwete! 15 Nekuti Iye akati kuna Mozise: ''Ini ndichawa nengoni wandino kuitira ngoni uye ndichawa netsitsi kune wandinoda kuitira tsitsi''. 16 Naizwozwo, izvi azwise kune anoda, kana kune anomanya, asi kunaMwari, ndiye anengoni. 17 Nekuti mashoko anoti kuna Farawo: '' ndakusimudzira izvi, kuti inini ndiratidze simba rangu, uye kuti zita rangu ridanidzirwe kunyika yose''. 18 Iye enotzwira ngoni wanege ada, uye anoumesa wanege ada. 19 Zwino, uye uchati: ''Sei Iye anopa muzva kunemunhu? Nekuti ndiani amira pakuda kwenyu?'' 20 Iwe munhu ndiwe aniko kuti upidure Mwar? Ndiani achati ku chakaumbwa nechakauba: ''Sei iwe wandita kundaro?'' 21 Muwombi wehari aanasimba pamusoro pevu here, kuti nedubu rimwe aite mudziyo umwe wakakudza nemimwe usina kukudza? 22 Kana Mwari achida kuratidza kusatwa kwake nekuda kuita simba rake, akamira netsitsi hari wekutsamwa, gadzirirai kuparadzwa? 23 kana iye akaita kuti muziwe upfumi wekubwinya kwake muhari yengoni iye akagadzira kare, 24 tisu isu, uye wawakadana, kwete chete kunema Kuda, Asi pakati pewahedeni? 25 Madaniro aakaita Osea: ''Ini ndichada wanhu Wangu waya wangavasiri wanhu wangu, uye ndichada waya wangawasingandiwe. 26 Zwichaitika, paya pawakabvudza: Imi amusi wanhu wangu', iko iwo wachadzi: 'Wana waMwari wapenyu'''. 27 Isaia akadana pamusoro peisraeri: ''kunyagwe wana waisraeri wavande kunge jecha remugugwa, kuchasara wachaponeswa, 28 nekuti Ishe achaisa shoko rake munyika yese, zwino uye zwakakwana.'' 29 uye Isaia akataura kare: Kana Ishe vewondo wasina kutisira dzidza, dai tiri Sodoma neGomura''. 30 Tichatiko, zwino? kuti wahedeni, kuti wangavasinga tsake kururama, vakawa nekururama, kururama nekutenda; 31 asi, Isaeri, yakatora mitemo yekururama, asi awana kutora. 32 Nei wasina? Nekuti iwo awana kutora nekutenda, asi nemabasa. wakagumburwa neibwe rinogubura, 33 sezwakanyorwa: ''Ini ndichaisa Zioni imbwe rikugumburwa, rimwe mbowe rokupinganiswa. anotenda mahari anyadziswe''.