Chitsauko 10

1 hama dzangu, kuda kwemoyo wangu, nekukumbira kuna Mwari nekuda kwawo kuti aporeswe. 2 Nekuti ndinopa shapupu shekutiwo anoshingirira kuna Mwari, asi kwete nekuziya. 3 Nokuti wakanga wasina kuziwi, kururama kwaMwari, wakatsaka kumisa kururama kwawo oga, wasingaziisi pasi pekururama kwaMwari. 4 Nokuti kristu ndiye kuguma kwemirairo wekururama kune wose anotenda. 5 Nekuti Muzisi anyora pamusoro pekururama kunouya ne mitemo: '''Murume anoita zwakarurama anouya nemitemo achagara nekururama''. 6 Asi kururama kunouya nekutenda kunoti: ''usataure mumoyo mako: 'Ndiani achakwera kudenga? (izvi ndezwikuti udza Kristu pasi); 7 kana: 'Ndiani achadzika kuhadesi?' (izvi ndezvekutora Kristu kuwafi)''. 8 Asi chi chinoti? '''Shoko riripedyo newe, mumoromo mako ne mumoyo wako'''. 9 Iri ndiro shoko rekutenda ratinodanidzira. Nekuti, kana nemuromo wako ukapupora kuti Jesu ndiye Ishe, nekutenda mumoyo wako kuti Mwari akamumutsa kuwafi, uchaponeswa. 10 Nekuti kana moyo wako ukantenda kururama, kana nemuromo wako kuruponeso. 11 Nekuti shoko rinoti: ''Wese wanotenda kwaari awanyadiswe''. 12 Nekuti, maJuda ne magiriki; nekuti Ishe ndiIshe wewanhu wese, kunyagwe kune wapfumi newaya wanomudana. 13 Nekuti wese wanodanidzira zita raIshe achaponswa. 14 Sei muchidana uya wamusina kutenda? Uye sei munotenda uya wamusati mamboswa nezwake? Uye munoswa sei nekuti apana akakuparidzirai? 15 Munoparidza sei imi musina kutumwa? _ sezwakanyorwa: ''Dzakaropafadzwa tsoka dziya dzinoparidza!''. 16 Asi awasi wese wakapa nzewe kune vangere. Nekuti Isaia akati: ''Ishe, ndiani akatenda kune mutumwa wedu?'' 17 Nekuti kutenda kunouya nekudzwa, nekudzwa shoko raKristu. 18 Asi ndinobvudza: Iwo awana kudzwa?wakaita. '' izvigwi rawo rakatzwika nenyika yese, shoko rake mumagomo yenyika''. 19 Kunze kwe izvi, ndinobvudza: Israeri yanga isinga ziwe? Mozisi akati: ''Ini ndichandena nechanje nekuti aina rudzi; pakati perudzi risina ruziwo, ini ndichasimudza kutsamwa'''. 20 Uye Isaia akati: ''Ini ndakawonekwa newaya wanga . wasinganitsake. ndiwoneka kune waya wasina kunditsaka''. 21 Ko kune Israeri, Iye anoti: ''mazuwa ose ndakaisa muwoko wangu kune wanhu wasingaterere nawanokakawara''.