1 Ini ndinokunzwai Mwari angarasa wanhu wake? here nekudarowi ini ndiri wo muisraeri, wedzinza ra Abrahama, weimba ye Benjamini 2 .Mwari hana kurasa wanhu wake awaakuwaziwa pakutanga amuziwi zwinotaura magwaro anotaura nekuda kwa Eroyia.nokuti akakumbira kuna ishe pamusana kwewa israeri? 3 ''Ishe, akauraya maporofita ese achapwanya aritari dzawo ini ndakasara ndega, iwo wano tsvaka kuda kuparadza upenyu wangu. 4 Asi, Mwari akawapindura? ''Ini ndakanyora kwandiri zwuru zwinomwe zwe wamwe wasina kupetera mabvi kuna Baari. 5 Asi nenguwa iyoyo aripo waakasara nokuda kutsarwa nenyasha. 6 Zwino kungowa kwe nyasha akusisiri mabasa. Akawanda kana zwakadaro nyasha adzisisri nyasha. 7 Amwe anokopera dudziro rekare kana zwiri zwenyasha sakaadzisisiri nyasha neamwe maitiro ,mabasa asisiri mabasa Saka tichaita sei waisraeri zwinhu zwari kutsvaka, aiwa kuzwiwona asi waka tsarwa wakazwiona azhinji wachaoneswa. 8 Sezwakanyorwa: ''Zwichinzi Mwari akawapa mweya we hope madziso akeasisaone ne nzewe ne dzewe kuti dzisanzwe kusvikira na nhasi''. 9 David akati: ''Anotiwo tafura yenyu ngaitwe musango ne bure riwa nechigumbuso ne chinotsiwa kwaari. 10 Maziso awo nga swipirwe kuti, wasa ona misana yawo ikotamiswe mazuva ese''. 11 Wakamubvudza, kuti iwo wakagumburwa wakadonha? Kunze kweizvi, asi nokuneta kwawo ruponeso rakauya kuwa hedeni, kuti israeri iwe ne chanje. 12 Kana kuneta kwawo upfumi we munyika, uye kurasika kwawo upfumi we nyika kuwa hedeni, zwikuru sei kuchawa kukura kwako? 13 Zwino ndinotaura kwamuri imi, wahedeni kana ndiri muapostora wewahedeni, ndinokudza ushumuri wangu. 14 Zwingada ndingatsaka chanje kune awo wenyama wangu, kuti amwe aponeswe. 15 Nokuti, kana kuraswa kwawo kurikunyanyisa nyika kuchawa sei kugamuchirwa kwako, kuchazoweiko asi upenyu kubva kurufu? 16 Kana zwibereko zwekutanga zwiri zwitsvene , chikanyiwa chese chitsvene ,kana mudzi uri mutsvene nenhaidzacho dzakadaro. 17 Kana mamwe matiwi akagurwa ,imwe nhai yemourivhi wemusango, wakabatanidzwa pakati pamamwe, zwino nemubairo umwe chete nawo kubva pamudzi wemourivhi. Hapana kuzvikudza pamusoro penhai idzo. 18 Asi kana muchizvikudza, muziwe kuti ausiwe unokudza mudzi wakakutakura 19 zwino iwe uchati: ''Nhai dzakaguka kuti ini ndibatanidzwe''. 20 Zwiro kwazwo nukuda kwesatenda ikaguka iyo unomira nukutenda kwako. Usazvifunga iwe asi itya. 21 Nekuti, kana Mwari asina kurega nhai, akuregewo. 22 Naizwozwo, natsakufunga pamusoro pounyoro nechokwadi cha Mwari. Nerimwe diwi kwakuya nema juda awo wakadonha; asi nokurutiwi ,asi unyoro waMwari ukawepo pamusoro pake ,asi waramba wari muunyoro. Kana wakasadaira iye achatemwa. 23 Iwo kana, vakasarambirira pakusatenda, wacha simudzirwa zwe kare. Nokuti Mwari anogona kusimudzirwa zwakare. 24 Nokuti kana wakatemwa kubva pamuorivhi wemunda pakusikwa kwawo, uye akabanidzwa pamuorovhi wemunda zvichapesa ne masvikiro azwo ko,kuzoti awo agara ari apo achazofara sei kuti abatanidzwazwe mumumuti wo muorivhi? 25 Nei, hama, andidi kuti mugare musingaziwe zviitiko izvi, kuti musawe wazivi mupfugwa dzenyu. Chiitiko ichi ndechekuwomesa wewana waIsraeri, kuti wasviki kuwahedeni. 26 Naizwozwo israeri yese ichaponeswa sezvakanyorwa zwechinzi, uchauya pazioni musununguri iye acha bvisa kusada Mwari kuna Jacob. 27 Uye iyi ndiyo sungano yangu nawo, kana ndabvisa zwiwi zwawo. 28 Kana zwiri zwevangeri ,iwo wachavengwa nokuda kwenyu; asi Mwari chaiwo wadikanwi nekuda kwamadzibaba. 29 Nokuti zwipo zwaMwari nokudainzwa kwake zwisandirwi. 30 Nekuti, imi kare, makanga musingaterere Mwari; asi, Zwino muchagamuchira ngoni nekuda kwekusaterera kwawo. 31 Naizwozwo awo maJuda awasikuterera. minduro yawo watambire ngoni asharatidza imi, iwo wanogona kutambira ngoni nhasi. 32 Nekuti Mwari achavara wanhu pakusaterera kwawo, kuti awanzwire ngoni wese. 33 Kwakadzika kwe wopfumi, jenre ne kuziwa kwaMwari! kutonga kwenyu kunyoro, gwanzi renyu arizwisisike! 34 Ndianiko angaziwe pfungwa dzaMwari? kana achawa mupiwi wemazano? 35 Ndiani akatnga kumupa zwinhu, kuti Mwari amubhadare?'' 36 Nekuti zwese zwinobva kwaari uye zwiripo kubunikidza naye zwinhu zwake ndezwake. ngarumbidzwe nekusingapere. Amem.