Chitsauko 12

1 Naizwozwo, hama dzinodiwa, ndinokumanikidzai, ne tsitsi dzaMwari, muwape mwiri yenyu semubayiro mupenyu, chitswene chinogamuchirika kuna Mwari, aya ndiwo maitiro amunofanira kuita. 2 Regai kuswiedzinisa nemaitiro yenyika ino, Asi chadurwai nekuchinja kwepfugwa dzenyu kuti muziwe zwakanaka ndezwipi, Zwinogamuchirika dzakanaka na Mwari. 3 Nekuti, nenyasha dzandakapuwa, umwe ne umwe wenyu ngasafunga zwanoda asi zwanofanira; Asi, ngafunge neruziwo, nekutenda Mwari yakapa umwe na umwe. 4 Nekuti tinemitezo mujinji pamwiri imwe, asi mitezo yese aina basa rakafanana. 5 Uye kana kwatiri, isu takawada, takawubwa mimwiri imwe yaKristu, uye tiri mitenzo umwe na umwe. 6 Isu tine zwipo zwakasyana nekunda kwenysha dzatakapuwa. Kana chipo chiri chekuporofita, ngachiwe nekunda kwekutenda kwako. 7 Na chipo iri basa, saka sandai. kana chipo chiri kufundisa, saka Fundisai. 8 Kana chipo chiri kusimbisana, saka simbisanai. kana chipo chiri chekubvisa, saka bvisai nerudho. kana chipo ndechikutungamirirera, tungamira nesimba. kana chipo chiri che ngoni, ngaite ngoni nemufaro. 9 Rudo ndaruwe resina unyegere. Semai zwakaipa; itai zwakanaka. 10 Rudanano rehama, dananai kwazwo. pakukudzana, remekedzai umwe na umwe. 11 Kune wane wosimbe, musawarairwe. Shingai munweya, shandirai Ishe. 12 Farai netariro reramagwana. Iwai wanyoro pakutambudzwa. Rambai muchinamata. 13 Bhatsiranai zwinhu zwemweya uye chanyiranai. 14 Ropafadzai wanokutewerai; ropafadzai uye musatuke. 15 Farai newano fara nemi; chemai ne wanuchema. 16 Fungai nezwewamwe semafungero aunozwita. Musafunge kwekuzwikudza, Asi bvumai anhu anozwininipesa. Musajengere mumaziso yenyu. 17 Apana anopadara zwakaipa kune zwakaipa. Itai zwakana mumaziso yewese. 18 Kana zwichiita, isu tinowimba nemi, iwai nerugare newese. 19 Hama dzadiwa, musatsiwa kwamuri, Asi ipai tswimbo yekutsamwa kwaMwari. Nekuti zwakanyorwa: '''Kutsiwa ndekwangu; Ini ndichadzosera'. ndizwo zwinotaura Ishe''. 20 Asi kana muwengi wako akaswa nzara, mupe zwekudya. Akawa nenyota, mupei zwekumwa. Nekuti wakaita izvi, iwe unowaka zwinhu zwemoto mumusoro wako''. 21 Usakudwe Nezwakaipa, asi kunda zwakaipa nezwakanaka.