Chitsauko 13

1 Munhu umwe na umwe ngaterere wanesimba newakuru, nekuti, akuna ukuru, usingabude KwaMwari; ukuru uripo wakaiswa na Mwari. 2 Uya anoshora watungamirire arikushorawo simba raMwari; uya anoshora achotongwa zwake enga. 3 Nekuti watungamiriri awasi zwinotyisa kune wanhu wakanaka, asi kune zwino zwakaipa. Aundi kutya watungamiriri? Ita zwakakunakira, uye uchapuwa kupasiswa kwako. 4 Nekuti iye muranda waMwari wezwakanaka. Asin wakaita zwakaipa, itya, nekuti iye abate bakatwa pasina nyaya; nekuti muranda waMwari, uya anotsiwa nekutsamwa kuneuya anoita zwakaipa. 5 Saka tererai, kwenyu nenyaya yekutsamwa, asi nenyaya yepfugwa. 6 Naizwozwo, muchipawo musho, nekuti wakuru wemitemo warandakadzi waMwari, uya anoita zwenhu zwese. 7 Badarai wese wamuri kukwereta: badarai wese wamunofanira kubadara; kana mitero,mitero; ndiani watigatya, kutya, ndiani anokudzwa kudzwa. 8 Aukwerete munhu chinhu, kunze kwerudo umwe na umwe. Nekuti uya anoda umwe wake anoterera mirairo. 9 Mutemo: ''Usaite upobwe'', usauraya'', usabhe'', usachiwe'', kana kune mumwe mutemowo zwekare, zwese zwinoitsw muchiitiko: 10 ''Ida umwe wako sezwaunozvida''. Rudo arikwadze umwe wako. Naizwozwo rudo kuterera murairo. 11 Nenyaya iyi, iwe unoziwa nguwa, yanguwa yekumuka kana wakarara. Nekuti kuponeswa kwapedyo kunge zwatai tenda kare. 12 Usiku urikuenda, uye zuwa rekuswendera. ambai, siyai mabasa yerima, uye tipfeke pfuti yechiedza. 13 Ndatifambei zwakarogeka, sezuwa; ngatisaite zwekumwa; tisingabatwi nekuita zwakaipa usingate upobwe; usaite godo. 14 Asi pfekai Ishe Jesu Kristu, musadyise nyama, pazvinochiwa.