Chitsauko 14

1 Ngamuchirai umwe akaneta pakunamata, asi usingatonge zwanoita. 2 Munhu anekutenda kuti arya zwese; umwe, asi akaneta, anorya zinorimwa chete. 3 Uya anorya zwese ngasashore uya asigarye zwese; uye uya asingarye zwese ngasatonge uya anorya zwese, nekuti Mwari akamugamuchira. 4 Ko iwe uri ani, unotonga muchandi wemumwe munhu? Pemberi pemudzidzi wako anodona here kana kuti anomira. Asi acharamba akamira, nekuti Ishe anesimba kuti amimise. 5 Umwe munhu anokochesa zuwa kupfura munhu; umwe anoti mazuwa akafanana. ngatisei munhu afunge zwanoda mupfugwa dzake. 6 Uya anotarera zuwa, uye anoririra kuna Ishe; uye anorya, anodyira Ishe, nekuti anopa nyasha kuna Mwari. ndiani asina kudya, nekuda kwekuti Ishe auna kudya, uye anogopa nyasha kuna Mwari. 7 Nekuti akuna umwe anozwiraramira, uye akuna munhu anozwifira. 8 Nekuti kana, tichirarama tinoraramira Ishe. kunyagwe, tikararama kana kufa tiri waIshe. 9 Nekuti Kristu akafa akamuka, kuti awe Ishe kunyagwe kuwafi kana wapenyu. 10 Asi iwe, sei uchitonga hama yako? Iwe sei uchishora hama yako? Nekuti tese tichawa pamberi pekutogwa na Mwari. 11 Nekuti zwakanyorwa: ''Ichokwandi kunge wapenyu,'' aishe wanoti,'' Kwandiri mabvi yese achapfugama, uye ndimi dzose dzicharumbidza Mwari.'' 12 Nekuti umwe na umwe achazwimirira ega kuna Mwari. 13 Nokudaro musatongwe umwe na umwe; Asi, kunze kuizi, apana achisa chisungu pamberi pehama yako. 14 Ini ndinoziwa kuti ndirimuchkwandi muna Ishe Jesu kwairi akuna chakazwipa, kunze kuya waya anoti zwese zwakasvipa; kwari chakasvipa. 15 Kana iri nyaya yechikafu, hama wako inotswamwa ausi mugwara rerudo. Usaparedze nenyaya yechikafu uya akafirwa na Krstu pamuchinjekwa. 16 Zwino, musabvumi kuti zwiya zwinouneka zwakanaka zvinyadziswa. 17 Nekuti umambo waMwari achisi chikafu kana zvikumwa, Asi nekururama, rugare nemufaro kweMweya mutswene. 18 Nekuti uya anochandira Kristu kuti abvumwe naMwari, anopasiswa ne wanhu. 19 Zwino ngatitsake zwinhu zwerugare. umwe na umwe. 20 Usaparadze basa raMwari nekuda kwechikafu. zwinhu zwese zwakachena, asi zwakachata kune wanhu wanodya wachivawadona. 21 Zwakana kuti musarye nyama, kana kumwa waini, kana chimwe chinhu chinoita kuti hama yako itadze. 22 Chegetai kuna Mwari kune wanotenda kwazwiri. Akaropafadzwa newoya asingazwitonge zwiya zwanopasisa. 23 Uya asinga tende anotogwa asina kudya, aisi nyaya yekutenda; zwese zwisingabvumirwe nekutenda chiwi.