1 Zwino isu tine simba, tinofanira kutakura wasina simba gatisafadze isu chete. 2 Umwe wedu ngafadze umweni wake, izvi zwakanaka kuti zwinomusimbisa. 3 Nekuti Kristu aana kuzvifadza sezwakanyorwa: zwituku zweswaya wakatuka zwakadonera pamusoro pake.'' 4 Nekuti zwakanyorwa kare zwanyorwa kuti zwitifundese, kuti tiwe netsitsi kuwochinki, kuti tiwe netariro. 5 Kuti Mwari wetsitsi wekusimbisa kuti murambe mune pfugwa dzimwedzo, umwe na umwe, nekuda kwaJesu Kristu, 6 kuti tinamate inzwi raMwari na Baba wedu Ishe Jesu Kristu. 7 Naizwozwo toranai umwe na umwe, masarudziro akaita Kristu, pakubwinya mwaMwari. 8 Ndinoti Kristu akaitwa muparidze wekudzingiswa pambare paMwari wechokwadi, kuti aratidze dzidza chimbikirwa chakaita, 9 kuti wehedeni wakudze Mwari nekuda kwengoni. Sezwakanyorwa: ''Zwino ndichapupura Kwauri pambere pewahedeni, uye ndicharumbidza Zita Rako.''' 10 Uye zwekare akati: ''mafai, wahedeni, newanhu wake''' 11 Uye zwekare anoti: ;;Rumbidai Ishe, imi mese, wahedeni; Rumbidzai wanhu wese.'' 12 Uye Isaia anoti: ''Ichapuda midzi yaJese, waya wanomuka wachitonga wahedeni. kwaari wahedeni wakatenda.'' 13 Zwino, Mwari wetariro anokuzadzai nomufaro uye rugare kune wanotenda, kuti tariro ikutorekusimba remweya mutswene. 14 Ini ndinemi hama dzangu, uye makazadzwa nezwakanaka neruziwo rwese. ndinosiwa kuti munogona kudanana machenyu. 15 Naizwozwo ndinokunyorerai ndichanyanya kutsunga uye nechifunga zwekare, nekuda kwechipo chandakapiwa na Mwari, 16 Kuti ndiwe muranda waMwari anotumwa kune wahedebi, kuti ndizwepere sechipiriso yevagere yaMwari. Ndinofanira kuita izvi, zwino, kuti chibayiro chewahedeni chibvumi nemweya mutswene kuti chiruramiswe. 17 Ikozwinho, ndinozwikudza kuna Jesu Kristu kunezwinhu zwaMwari. 18 aditaure chinhu, Kristu kubvisa zwakaita Kristu zwakaita neni kuti wahedeni waterere, nemashoko nemabasa, 19 nekuda kwesimba nezwiratidzo nezvinochamisa,nesimba reMweya Mutswene; kubvisa Kujerusarema nenyika yakapoterera kuzwikira iriko, ndakaparidza shoko rakristu. 20 Iko zwino, kuda kwangu ndekwekuparidza evagere, asi kwete kwakaparidzwa Kristu, kuti ndibatsire kwete pamusoro pegutanga kwekuwobwa. 21 Sezwakanyorwa: ''Waya wasina kuparidzirwa, waya wasina kunzwa, nekunzwisisa.'' 22 Nekuti izvi, ndakakundikana kuya kwamuri. 23 Asi, zwino, adisisina tswimbo muguta rino uye ndaiti ndichauya kusoku chanyirai, 24 Zwino, ndikaenda kuSpanish, ndinomirira kuti ndiperekedwe nemi, kuti ndiwe ndinemi panguwa. 25 Asi, zwino, ndirikwenda kuJerusarema kunoshandira watswene. 26 Nekuti Macedonia neku Akaia wakapa warombo watswene wekuJerusarema. 27 iye wakaita izvi nekuti wakwerete; nekuti, dai wahedeni waipanana zwinhu zwemweya nawo, wanofanira kumbatsirana pazvinhu zwenyama. 28 Zwino ini ndakapedza izvi, kuwa nekchokwadi kuti iwo wachagamuchira kupa, uye kuti ndinde kuSpanish. 29 Ini ndinoziwa kuti ndikauya kwamuri, ndichaenda pakuropafadza kwaKristu. 30 Ndinokumbirawo hama munaIshe jesu Kristu, nerudo reMweya Mutswene, kuti tirwe neminamato neni kuna Mwari. 31 Namatai kuti ndisunugurwe kune waya wasingaterere Mwari kuwaJuda, kuti basa rang KuJerusarema ripfumwe newatswene, 32 kuti ndiuye kwamuri nemufaro, nekuda kwaMwari, kuti ndizorore nemi. 33 Kuti rugare raMwari riwe nemi mose. ameni!