Chitsauko 16

1 1 Ini ndishakutumirai hanzwadzi yedu Febe, mushandi Wekuchechi iri paseniseria, 2 kuti mumugamushire munashe, sezvinofanira watsene, kuti mubatsire chinhu chipi nechipi chaanenge adha kwamuri. asi iye wakawa mubatsiri wewajinji, kuburikidza neni. 3 chingamidzai Prisira na Akira, avo vanobata neni muna Kristo Jesu, 4 noupenyu wangu wakaisa upenyu wawo.ini ndinowatenda , asi kwandiri, asi kumakereke ose asingaziwi mwari. 5 kwazisai kereke iri paumba pawo. kwadzisai chamwari yangu Epeneto, chibereko shokutanga muna Kristo munyika ye Ezhia. 6 shingamidzai Maria uyo akashanda zvikurusei kwamuri. 7 kwadzisai Adhinonikas na Juniasi,baba wangu ne shamwari yangu yakanga iri mujeri pamwe chete neni. newaPostori, wakanga wari muna Kristo wakanditangira. 8 chingamidzai Amupinatasi,uyo wandinoda muna Kristo Jesu. 9 chingamidzai Uribhanusi, uyo anobata nesu muna Kristo Jesu, uye nasitakisi mudikani wangu. chingamidzai Apenesi, akaedzwa muna Kristo. 10 chingamidzai waia weukama waAristobhurisi. 11 kwadzisai baba wangu Herodiani. kwazisai waia weukama wekwaNakisasi, wari muna Ishe Jesu. 12 chinganidzi Tirifera na Trifosa, wadzidzi washanda nesimba muna Ishe. 13 chingamidzai Rufosi, uyo akasanangurwa na Ishe,naamai wake wakanga wari amai wanguo. 14 chingamidzai Asingiritasi ,na Firigoni, na Herimaesi, naPatridohasi, naHerimosi, nehama dzewanadzo. 15 chingamidzai Firorogasi naJunias, na Nerea nehanzwadzi yake naOlimbasi newatsene wosw waainawo. 16 chingamidzanai nekutsodana kutsene. makereke wose AKristo mukwazisane. 17 ndinokukumbirai zvikuru hama dzangu, rangarirai waia wanopesanisa uye wanoisa zvigumbuso pamberi penyu wanopikisana ne dzidziso yokumadzindza imi muwe kure nawo. 18 wanhu wakadaro wasi kushumira Ishe wedu Kristo asi dhumbo. nemashoko awo anotapira nokushata kumeso, iwo wanonyengera moyo wewatsene. 19 wanhu wakanzwa nokuteerera imi. ini ndinemufaro pamusoro, asi ndinoda kuti muwe wanoziwa maningue ne zvakanaka zvinoenderana ne zwakaipa. 20 mwari werugare achakurumidza kuputsa Satani pasi petsoka dzenyu. kuti nyasha dzamwari dziwe nemi. 21 Timoti, shamwari yangu yebasa, inokukwazisai sezwinoita Rusiasi naJosoni na Josipata. 22 Ini Teritiasi, ndanhora tsamba, ndinokushingamidzai muna Ishe. 23 Gaiosi uyo akandigamuchira ini ne kereke yose, ininkuno ndinokukwazisai.erasitosi, mubati wehomwe yemari yeguta ne hama yedu Kwatosi anokukwazisai. 24 nhasha dzamwari weduJesu Kristo dziwe neni mose . amem. 25 Zvino anogona kukusimbisai nevangeri rangu, nemharidzo ya jesu kristo, maererano ne chawawanzika makore nemakore, 26 asi zwino zwakasaruzwa, zwikazikanua munyika yose nemashoko eshiporofita, maringue nemitemoya mwari nokusingaperi, pakuteerera kokutenda. 27 Kana iye oga mwari akachenjera ngakuwe nokuguinha nosingaperi na Jesu cristo. amem.