1 Kana kuti auziwe, hama, kuti mitemo inochegetwa munhu achirarama? Nekuti ndinotaura munhu anoziva mitemo. 2 Nekuda kwemitemo, mukadzi akarorwa akabatana nemurume wake pakurarama; Asi kana murume wako afa, wasunugurwa pamitemo yemichato. 3 Zwino, akabatana nemumwe murume murume wake achiri mupenyu aita upombwe. uye kana zve, kana murume wako afa, wakasunugurwa pamitemo, kuti usaite upombwe unogona kurorwa ne umwe murume. 4 Naizwozwo, imi hama dzangu, makafawo pamitemo, pambere pemwiri waKristu, kuti uye we umwene, uya akamuswa kuwafi, kuti uite zwembereko kuna Mwari. 5 Nekuti kana tiri panyama, pakuchiwa kwechiwi, mvurikai pamitemo, inotichandisa mumitezo kuti ite zwembereko zwerufu. 6 Uyezve, zwino tasunugurwa pamitemo. tinofira kune zweya zwakatisunga, kuti tichandire mweya mutswene itswa, asi kwete murikure. 7 Zwino tinoti? Mitemo paari chiwi? Ini ndaisasiwa chiwi ndai pasina mitemo. Nekuti ndaisasiwa kuchiwa ndai pasi mitemo shoko rinoti: ''Usachiwa''. 8 Asi chiwi takabvumirwa nekuda kwemitemo, chakaudza kuchiwa kwese pamdiri. Nekuti ndai pasina mitemo, chiwi chakafa. 9 10 Kare ndairarama ndisina mitemo, Asi mitemo payakuya chiwi chakararama uye ndikafa. 11 Nekuti chiwi, pachaiswa kuti chiwepo nemitemo chakandinyegedza. Nekuti kwemitemo, wakandiuraya. 12 Naizwozwo, mitemo utswene nekuti mitemo utswene, yakarurama uye yakanaka. 13 Naizwozwo, zwanga zwakanaka kwandiri chakawa rufu? Asi chiwi, kuti uratidze chiwi pakati pechakanaka, yaka wobha rufu mandiri. Nekuda kwemitemo nechiwi chakawoneka chiwi, azvipemwe. 14 Nekuti tinoziwa kuti mitemo zvinhu zwemweya, Asi inini ndiriwepanyama, kuzvitengesa semuranda pachiwi. 15 Nekuti zvandinoita, adizwetwisise. Nekuti zwandiri kuda kuita, ini adizviite; zwandiwenga, ndinozveita. 16 Asi kana ndichita zwandisingande, ndinobvumirana nemitemo kuti mitemo wakanaka. 17 Asi Zwino adisini ndichaita izvi, a chiwi chinorarama mandiri. 18 Nekuti ndinoziwa kuti mandiri, munyama amurarame, chinhu chakanaka, nekuti zvandinoda zwirimandiri, asi adigone kuzvita. 19 Nekuti zwakanaka zwandiri kuda kuita, adiiti, Asi zwakaipa zwandisigande, izvi ndinoita. 20 Naizwozwo, kana ndichiita zwandisigande, saka andisine ndirikuita, Asi chiwi chinorarama mandiri. 21 Ndinotswisisa, mandiri, mitemo yekuita zwakanaka, Asi zwakaipa zwiri mandiri. 22 Nekuti, semunhu wekare, ndakafara nemitemo waMwari. 23 Ini, ndinowona mitemo dzakasyana pamitezo yemwiri wangu, chinorwa nemitemo prizwino ipfugwa zwangu. Isu zwinodiita musugwa pamitemo ichiwi chiri mitenzo imwiri wangu. 24 Ndiri munhu asingabhesere! Ndiani anondisunugura pamwiri werufu? 25 Nyasha dzaMwari nekuda kwaJesu Kristu Ishe wedu! Nekuti ini ndinochandira mitemo yamwari nepfugwa dzangu, nemwiri ndinochandira kutanga kwechiwi.