1 Zwino tichatiko? Tinoramba tiri muzwiwi here kuti nyasha dziwande? 2 Kwete! Isu tafaka muzwiwi, sei tinorarama mazwiri? 3 Amoziwe here kuti takababatidzwa na Jesu Kristu, uye takababatidzwawo murufu? 4 Naizwozwo, takawigwa naye nekuburukidza nerubabatidzo rerufu. Izvi zwakaitika kuti, sezwo Kristu akamuswa kuwakafa nekuburukidza kwe kubwenya kwaBaba, kuti tifambe muzvitswa muupenyu. 5 Nekuti, takabatana nekufanana naye nekuda kwerufu rwake, uye tachabatanazve, nekumuka kwake. 6 Isu tinoziwa izvi: kuti munhu wedu wekare akakomwererwa Naye, kuti miwiri wechiwi uparadzwe. Izvi zwakaitika kuti tisawe waranda wezviwi. 7 Uya akafa anonzi mutswene anopfurikidza uya arimuzviwi. 8 Asi, kana tichifa na Kristu, tinotenda kuti tichararamazwe Naye. 9 Tinoziwa kuti Kristu akamuka muwafi uye tese tinoziwa kuti aana kufa. Iye akakunda rufu. 10 Patakafa muzwiwi, Iye akafira zwose. upenyu wese waunorarama, anoraramira Mwari. 11 Ini ndinotiwo pakafawo muzwiwi, Asi tinoraramira Mwari muna Jesu Kristu. 12 Naizwozwo, musaseye chiwi kuti chitonge mumwiri wenyu unofa, tererai kuchiwa kwacho. 13 Musape mwiri wenyu kune chiwi, kuti zwisawe zwichandiso zwewakaipa. Asi Ratidzai Mwari sewakafa zwino tawakurarama. Uye ratidzai Mwari kuti Mwiri yenyu iwe chichandiso chekuchadiswa zwakarurama. 14 Musatendere kuti chiwi chikukundei, nekuti amusi pasi pemitemo, Asi pasi penyasha. 15 Uye zwino, tinofanira kutadza nekuti atisi pasi pemitemo, Asi pasi penyasha? kwente! 16 Amuziwe here kuti uya wamakaratidza sewaranda ndiani wamunofanira kuterera uye munoterera Ani? Chokwandi ndeichi: kana kuti muri waranda wezwiwi inokutorai kurufu, kana kuti muranda wekuterera zwinoterera zwinotora kururamiswa. 17 Asi nyasha dzaMwari! Nekuti wakawa muranda wezviwi, nokudaro unoterera moyo nemayererano madzidzisiro awakaita. 18 Makasunugurwa muzwiwi uye mawaranda wezwakarurama. 19 Ndinotaura semunhu, nekuti kwekuneta kwemwiri wenyu. Nekuti, munoratidza sei mwiri wenyu kuwaranda kwewakaipa, kuzviratidza sewaranda wezvakarurama neutswene. 20 Kuwona, kuti pawanga uri muranda wezwiwi, wakanga wakasunugurwa pezwakururama. 21 Nguwa iyo zwebereko zwaubereka zvebereko zwekunyadzisira? Nekuti kumagumo kwezwinhu izvi irufu. 22 Asi ikozwino, makasunugurwa muchiwi uye wamuranda wezwiwi, kuti zwebereko zwenyu zwiruramiswe, uye mubadaro upenyu usingapere. 23 Nekuti mubadaro wezwiwi irufu, Asi chipo chaMwari upenyu usingapere muna Jesu Kristu, Ishe wedu.