1 Zwino, tinoziti kuna Abrahama, Wanateteguru wedu wepanyama, wakapida? 2 Nekuti, kana Abrahama aruramiswa nekuda kwemabasa, ingadai anechinhu chikuzwirumbidza nazvo, asi kwete pamberi paMwari. 3 Ndizwipi zvinotaura zwinyorwa? ''Abrahama akatenda muna Mwari, izvi zvakamuita akarurama''. 4 Kune wanoshanda, mari awapewe ipapo, asi chikwerete. 5 Uye kune waya wasingashande, asi, kunze kweinzi, wanotenda kune uya anoruramisa mutadze, Uye kutenda kwako kunoitwa seakarurama. 6 David akadanidzira ropafadzo kune warume Mwari akawapa ruramiso nekuda kwemabasa. 8 Iye akati: ''Wakaropafazwa watadzi uye wakarekererwa, uye zwivi zwakafukedzwa. 7 Wakaropadzwa murume Asingapewe zwakaipa.'' 9 Ropafadzo rakadanidzirwa kune waya kune wakadzingiswa, kune waya wasina kudzingiswa? Nekuti isu takazvitaura: ''Kutenda kwakapuwa Abrahama sekururama.'' 10 Zwino, iye akapowa sei? Abrahama paakanga adzingiswa kana kuti asati adzingiswa? Azvise mukudzoguiswa nyagwe asina kudziguiswa. 11 Abrahama akagamuchira chiratidzo chekungiswa, changa chiri chisimbiso chikururama nekutenda yakanga anayo asati adziguiswa. Chiratidzo chaaka gamuchira ndechekuti akawe baba wekutenda kune wese wanotenda, Izvi zwinorewa kuti akanzi seakarurama. 12 Uye tinoti zwekare Abrahama akanzi baba wekundzingiswa, kwete chete waya wakadzingiswa,asi, kune waya wanotewera kutenda kwababa wedu Abrahama asate adzingiswa. 13 ngei zwisina kuita ngomitemo kuti chiwimbiso chakapiwa kuna abrahama nodzinza rake, chiwimbiso chekuti aiwa wararami wenyika iyoyo. Zwakadaro iye akapiwa baba wekutenda. 14 Wanorarama nemitemo yenyika yekutenda akubatsire kuvimbisa kunobvisa. 15 Mutemo unounza kutsamwa ,kusina mitemo, akuna kusaterera. 16 Naizvozvo chipikirwa chinouya nekutenda, kuita kuti zvienderane nenyasha, kuitira kuti kuipisa wese wedzinza ra abrahama. madzinza aya ose akabatanidza kuisa aya ose ano ziya mitemo asi newaye wokutenda kwa Abrahama. Iye ndiye baba wemarudzi edu tose, 17 sezvakanyorwa: ''Ndakakuita kuti uwe baba wemarudzi ose''. Abrahama akanga ari pamberi kwewaya wakawimba, kuna Mwari, anopa upenyu kuwafi anodaidza zwinhu zwisipo kuti zwivepo. 18 kuburikidza pazwese zwakakomberedza Abrahama akawimba akazwipa razwamangwana kuna Mwari akawa baba wemarurdzi kubvira pazwakataurwa: ''Ndozwichawa dzinza rako''. 19 Iye ane kuneta pakutenda Abrahama akanzwa kutimukadzi wake aizoita mwana nekuti aiwe nemakore churu asina mwana iye akaziya kuti mudumbu maSara makanga musingadi zvekuberekamwana. 20 Asi nekuda kwechiwimbiso cha Mwari .Abrahama haana kumira kutenda. Zvakadaro akasimbiswa nokutenda akapa mbiri kuna Mwari. 21 Akanga akakuzikanwa kuti Mwari ane simba nokuita zvakanga awimbisa . 22 Ndosaka zvakanzi kwaari ndokururama. 23 Mashoko okuti akanyorerwa iye ega Mwari akamupa kurarama. 24 Zvakanyorwa zve kuti kwatiri awo wachanzi na Mwari wakarurama kunesu wanotenda kuti akamuka Jesu ,ishe wedu pakati pewakafa. 25 Uyo akapiwa mukutadza kwedu iye akamutsa kuti tiwe watsvene.