1 Saka zvinobatsireiko kune waJuda? Chii chawanovana nekudzikiswa? 2 Vanupfura amwe munzira dzose, wekutanga waJuda wakavimbika zviratidzo zwaMwari. 3 Ko, amwe maJuda asina kuvimbika, kusavimbika kwavo kugagonesa kuvimbika kwaMwari kusashande? 4 Akuna umwe mukana. kunze kwaizwozwo, Mwari ndeye wechokwadi, wanhu wese wanyepa. Sezwakanyorwa: ''kune uya anowonekwa akarurama nemashoko ake, kuti mushurira pachauya kuzotonga''. 5 Asi, kana kusarurama kwendi kwaibata kururama kwaMwari taitaurei? tinogona kuti Mwari anakururama nekuti anouya nekutsamwa kwake? (ndinotaura pamusoro pekufunga kwemunhu.) 6 Sekudaro Mwari achatonga sei nyika? 7 Asi, kana chokwadi chaMwari, kune kunyepa kwangu, unoudza rukudzo Kwaari, nekuti ndiri kutogwa se mutadzi? 8 Ko sei tisikanti, zvisirizvo amwe anoti tinotaura: ''tinoita zwakaipa, kune zwakanaka zweuye''? kutokwa kwake kwakarurama. 9 Uye zwino, tirikusvipa mosva pachedu? zwechokwadi kwete. nekuti taratidza kuti kunyagwe maJuda kana magireki, wese warimuzviwi, 10 sezwakanyorwa: Akuna akarurama, kana umwe zvake. 11 Akuna anotzwisisa. Akuna anotsaga Mwari. 12 Tese takatendeuka, wese wakarura wachawa awana maturo. Akuna anoita zwakanaka, kana umwe zwake. 13 Huro dzavo makuwa avorika. Mashoko awo anonyegedza. uturu wenyoka urimumorumo mawo. 14 Mumorumo mawo makazara nerutuko nekuwawa. 15 Mukombo wako unokasika kudeura ropa. 16 Kuparadzwa nematambudziko arimugwanzi rako. 17 Iwo awasive gwanzi rerugare. 18 Akuna kutya Mwari mumaziso ako. 19 Zwino, Zwese zvinotaura mitemo kuti murumo wese unyarare kuti nyika yese itogwe na Mwari. 20 Akuna munhu acharuramiswa nekuda kwemabasa emitemo pambere Pake. Nekuti kwekuda kwemitemo kunouya pfugwa dzechivi. 21 Asi zwino, kusina mitemo kururama kwaMwari kwazviratidza kupiora kwemitemo newaporofita, 22 kururama kwaMwari, nekutenda kuna Jesu Kristu, kuti wese wanotenda kwaari. Azvina kusiana. 23 Nekuti mose makatadza uye mukasa svita pakugwenya kwaMwari, 24 kururamiswa nenyasha dzamahara kubudikidza nekudzikinurwa na Jesu Kristu. 25 Naizwozwo Mwari akapa Jesu Kristu sechisiyaniso cheropa rake, pamberi pekutenda. Iye akapa Kristu kuti aruramise , Uye tsitsi dzake kuti titogwe muchiwi chatakaita kare. 26 Izvi zwakaitika kuti aratidze kururama kwake panguva ino, kuti iye ave akarurama nekururamiswa kune wese wanotenda Jesu. 27 Kuzvikudza kuripi? yakadzigwa. Nomurairo upi? Nemabasa? kwete, Asi zvinoitwa nekutenda. 28 Isu takapedza, munhu anoruramiswa nekutenda nemabasa yemitemo. 29 Mwari ndi Mwari wemaJuda here? Iye hasiwo Mwari yewahedeni here? iye, yewahedeniwo. 30 Kana, suwa, Mwari umwe, Iye anotiruramisa nekudzokiswa nekutenda nekutenda, uye kudzikiswa nekutenda. 31 Isu, Takabisa mitemo nekuda kwekutenda? Kwete napaduku uye uye tinotedera.