Chitsauko 2

1 Nokudaro wakaregererwa iwe, unotonga; kune zwiya zvinotonga mumwe, unozvitonga wega. Nekuti iwe, unotonga, unoita zwimwezwo. 2 Asi isu tinoziya kuti kutonga kwaMwari nechokwadi kune waya wanoita zvinhu izvi. 3 Asi, ndinotendera izwi: kana iwe, Ndiani anotonga wanoita zwinhu izvi, nekudaro unoita zwakadaro, unodarika sei pakutonga kwaMwari? 4 Kana kuti unoremekedza upfumi nekunaka kwawo, netsitsi dzako, usinga ziwe kuti kunaka kwako kunokuendesa kuzvidemba? 5 Asi neushingi uye kushaya kuzwidemba mumoyo zwakazara mukati mako kutsamwa zuwa ne zuwa, zuwa pezwinobuda zwakawadzika kunorurama kwe kutonga kwaMwari. 6 Iye achapa mumwe nemumwe nekuda kwemabasa ake: 7 kune avo watsungirira pamabasa avo akanaka, vachitsaka kubwenya, mokukodzwa uye nekufasa achawapa voupenyu usingapere. 8 Kuchauya hasha uye nekutsamwa kune waya wanenaro, newaya wasingaterere chokwadi, asi wanoterera kusarurama. 9 Mwari wachaudza kutambudzika kune mweya iya yewanhu wakaita zvakaipa, wekutanga waJuda kuchitewera magireke. 10 Asi kubwenya, nerukudzo uye nerugare kune wese wanoita zwakanaka, kune Judas nekune Wageriki. 11 Nokuti Mwari aite zvinoitwa newanhu, 12 saizvo waya wanotadza pasina mutemo uye wachaparara pasi mutemo, wese wakatadza mumosoro pemitemo wachatogwa nemitemo. 13 Nekuti amusi watzwi wemitemo wawe wakarurama pamberi pa Mwari, Asi wanotewera mutemo wacharuramiswa. 14 Nekuti, kune wahedeni, wasina mitemo, wanoita sawanhu kuzwino zvemutemo. Iwo ndivo mitemi pawari, kunyagwe wasina mitemo. 15 Iwo wanoratidza kuti mabasa avo aindiwa nomutemo wakanyorwa mumoyo yawo. Pfugwa dzavo dzinopawo zwapupo kwaari, uye kufunga kwavo kunowapira mosva uye kunowanunudza zvekare. 16 Izvi zwichaitika musuwe wekuti Mwari achatonga nyaya dzewanhu wese, pakati peku pararidza kwangu, nekuda kwa Jesu kristu. 17 Asi, kana iye wochidanwa uchizi muJuda sorora mumitemo, 18 uye gara mukugwinya Mwari, iwe uniziwa kudakwako, uchizikanwa nekunaka kwako, nekuti wadzidziswa nemutemo, 19 kana uchizvite unotongamirira mabofo, uri chiedza kune waya warimurima, 20 murairi wemapenzi, mudzidzi wewana wadhuku, munei mumitemo ruziwo ruchokwadi, ko sei izvi zwichibata mararamiro ako? 21 Iwe unofundisa amwe, aufundi wega? Iwe unoparidza kuti usabhe, asi unobha? 22 Iwe unoti usaite wopobwe, asi unoita upobwe? Iwe unoramba mifananidzo, asi unobha mukereke? 23 Iwe unozvirumbidza pamusoro pemutemo, unoshora Mwari nekuposha mirairo? 24 Se zvakanyorwa: ''Zita RaMwari rinochorwa newahedeni nekuda kwenyu''. 25 Nekuti kudziswa, kuchosha, kana uchigeta, kuterera mitemo; Asi, kuposha kwemitemo, kuchegetwa usina kudzikiswa. 26 Kune waya wasina kudzikiswa wasigachegete mitemo, wakadzikiswa awawonele sevaka dzikiswa? 27 Uye kune waya wasikudzikiswa, wachichegeta murairo, auzvitonge wega, mashoko yekudzikiswa, unoposha pamitemo! 28 Nekuti ausi chete muJuda uripanze chete; avana kudzikiswa kupasi kwenyama. 29 Asi uri muJuda mukati, kudzikiswa mumoyo meMweya, Kwete nemashoko. kukudza kwemunhu uya akuwoyi kune wanhu, Asi kuna Mwari