1 Jesu akati achiona, wanhu wajinji akakwira mukomo, akagara pasi wadzidzi wakauya kwaari. 2 Zwino iye akabvura muromo wake uye akatanga kuwadzidzisa, achiti: 3 ''Wakaropafadzwa warombo paMweya, nekuti wuchewendenga ndewawo. 4 Wakaropafadzwa wanochema, nekuti wachanyarazwa. 5 Wakaropafadzwa wanyoro, nekuti wachagara nhaka yenyika. 6 Wakaropafadzwa wanenzara nenyota yekururama, nekuti wachasogutiswa zwikuru. 7 Wakaropafadzwa wanetsitsi, nekuti wachaitirwa tsitsi. 8 Wakaropafadzwa wakachena mumoyo, nekuti wachaona Mwari. 9 Wakaropafadzwa wanoyananisa, nekuti wachadaidzwa wana waMwari. 10 Wakaropafadzwa wanotabudzwa nekuda kwekururama, nekuti wuche wekundenga ndewawo. 11 Makaropafazwa imwi kana wanhu wachikuzwidzai wachikutabudzai, wachikupomerai zwakaipa zwese nenhema nekuda kwangu. 12 farai mufarisise kwazwo, nekuti mubairo wenyu mukuru kundenga. nekuti wakatabudza sekudaro waporofita wakazwirarama imimi musati. 13 Imi muri sauti yepanyika, asi kana sauti yarasa wadurungunda, hungachadiswa seiko zwekare? hauchabatsiri chinhu, asi inokadirwa kunze kuti itsikwe newanhu. 14 Imi murichiedza chenyika. Guta rakawakwa pagomo aringa gari yakanwada. 15 Akuna anobatsa rabhi akaisa pasi pendegu, asi kunze kweizvozvo, anoisa pachigadziko kuti ibveneke imba yose. 16 Nekudaro chienza chenyu gachibveneke pamberi pewanhu kuti wawone mabasa eyu akanaka uye morumbidza kuna Baba warikundenga. 17 18 Musafunga kuti Ini dakauya kozoparadza Mutemo; Kana mapororofita, adina kuya kozoputsa asi kodzadzisa. 18 Nekudaro,zwirokwazwo ini dinokutaurirai kuti, kuswikira matenga nenyika apfura, yota imwe, kana tsanga, imwe yemurairo, kuzwikira zwese zwadzadziswa. 19 Naizwozwo aninani anoputsa humwe wemurairo muduku uyu uye achidzidzisa wamwe kuita saizvozvo achadainzwa muduku mumambo wekundenga. Asi mumwenemumwe anochegeta mirairo hi achidzidzisa achadainzwa mukuru kuWumambo wekundenga. 20 Nekudaro dinokutaurirai kuti, kururama kweyu kusigadariki kururama kwewanyori, nekwewafarisi, amupindi muWumambo wekundenga. 21 Makatswa zwakataurwa muguwa yekare: 'Musauraya', aninani anouraya uchapara nyaiya yekutongwa.' 22 Asi ini ndinokutaurirai kuti aninani unotsamwira hama yake pasina nyaya uchapara nyaya ingatongwa ; Uye aninani unoti kuhama yake: Raka'! achapara nyaya pamakorokota; Uye aninani anoti: 'benzi! uchapara nyaya kuti atogerwe Gehena remoto. 23 Naizwozwo kana uchiuya nechipo chako paaritari ukarangarira ipapo kuti hama yako inemhoswa newe, 24 unosia chipo pamberi, peatari, woenda kotaurirana ne amayako, wapedza wouya kozopa chipo chako. 25 Swika pakuwirirara nemunziwisi wako nekukasika, uchirinaye munzira kwenda kuwutogi, kuti munziwisi wako arege kukuisa kumutongi, uye mutongi okuisa kumutariri, ukasungwa. 26 Zwirokwazwo Ini ndinoti: Aungabudimo usina kupa kamare kekupenzesera. 27 Makanzwa kuti zwakataurwa: Musaite hupombwe'. 28 Asi ini ndinokutaurirai kuti aninani unotarisa mukadzi achimuchiwa watoita hupombwe naye mumoyo make. 29 Kana, dziso rako rerudyi rinokuita kuti utadze, ribvise worasira kure, nekuti zwirinani ndhiwi rimwe remwiri wako rife panekuti mwiri wako wese hukandirwe muGehena. 30 Uye, kana ruoko rwako werudyi uchiyita kuti utadze, ugure hurirasire kure, nekuti zwirinani kuti ndiwi rimwe rife panekuti mwiri wese unkadirwe muGehena. 31 Zwakataurwa kuti: 'Aninani anoramba mukadzi wake ngamupe tsamba yekurambana. 32 'Asi ini ndinokutaurirai kuti wese anorambana nemukadzi wake, nenyaia yeupombwe; Uye aninani unororana naye, muchure mwekuti arambana, anoita upombwe. 33 Makazizwa kuti zwakatswi kunewaya wekare muguwa yawo: Musapika nhema, asi muripe kupika kwenyu kuna mwari.' 34 Asi Ini dinokutaurirai kuti musapika nechimwe chinhu: kana nendenga, nekuti yichigaro chaMwari; 35 Kana nenyika, nekuti hichitsiko chetsoka dzake; Kana neJerusarema, nekuti ndiro guta raMambo mukuru. 36 Usapika kana nemusoro wako, uye augoni kuchandura bvudzi rimwe kuti riwe risvipa kana richena. 37 Asi kuti choko rako riwe: hongu, hongu,' kanakuti 'kwete, kwete,' kudze kweizvozvo zwinopfura izwi zwinobva kuneMweya yeswina. 38 Makanzwa kuti zwakataurwa: 'dziso rinonzibwa ne dziso, zino nezino.' 39 Nekundaro ndinoti kwamuri: musadziwisa wakaipa; nekundaro, aninani unokuchaya padama rerudyi pameso wako, muperimwe saindi zwekare. 40 Kana umwe akanda kukutora kwenda newe kuwutongi kuti atore hembe yako, yemukati regera munhu iyeye atorewo nehembe yekunze. 41 Kana, munhu akakumanikidza kuenda maira imwe, uende naye mbiri. 42 Ipa aninani anokumbira, uye usamufuratira kuna aninani anoda kukukwereta kwauri. 43 Makasva kuti zwakataurwa kuti: ' hude wekwako uye uwenge muwengi wako'. 44 Asi ini ndinoti kwamuri: Indai wawengi wenyu uye namatirai kune waya wanokutambudzai, 45 kuti wawe wana weBaba wenyu warikundenga, uye iye unoita kuti wanobudisa wakaipa newakanaka zuwa rawo nebvura wanoinaisa kune wakarurama newasina kururama. 46 Nekuti, kana muchida wanokudai, munemubairo wei? Achisi chokwandi ere kuti wateresi wanoita zwimwe chete? 47 Kana muchikwadzisa hama nzenyu benzi, munondarika wamwe neiko? Achisi chokwadi ere kuti watariri wanoita zwimwezwo? 48 Nekudaro iwai wakakwana, saBaba wenyu warikundenga.