chitsauko 6

1 zwakaitika kuti pazuwa reSabata, Jesu akati achipinda napakati peminda yezviyo ne wadzidzi wake achienda kuno kowha zviyo, achipukunura na maoko achiya rimwe ne rimwe. 2 Wamwe wewafarisi wakati: ''Nei muchieta zvinhu zvisina zvisina kufanira muzuwa reSabata?'' 3 Jesu akapidura, akati: ''Amusati mawerenga kuti david paakanga ainewarume akawa ne nzara? 4 akapinda muimba yaMwari akatora zvigwa zvekuratidza, akaya uye akapawo waya waige ainayo. Uye waprisista wanga wari wonga waine mubvumo wekuti wadye chigwa ichi. 5 Uye Jesu akawati: ''Mwanakomana weMunhu ndiye Ishe weSabata''. 6 Zwakatika kuti, rimwe Sabata, Jesu akaenda kusinagoge uye aidzidzisa wanhu. Uye paakage pane mumwe murume akaaga ari ne muwhoko wakaunyana. 7 Uye wanyore newafarisi wakamuwana nepadunze kuti waune kuti wairapa munhu nezuwa reSabata, iwo waitsaka chikodzero chekumupomera. 8 Asi Jesu aisiya zwawaifunga, wakati kumurume ane muwhoko wakaunyana: ''Simuka umire pakati pewanhu wese''. Zwino murume uyo akasimuka akamira. 9 Zwino Jesu akati: ''Ini ndinokubvudzai: Muzuwa reSabata munotenderwa kuita zwakanaka kana kuita chakaipa? 10 Kuponesa upenyu kana kuwoparadza'' Zwino iye akatarisa kumadziro ose iye akataura kumurume uyo:Tambanudza mawhoko ako''. Iye akaita saizwozwo, ruwhoko rwake akarapiwa. 11 Asi Iyo wakazadzwa nehacha, uye waitaurirana pachawa pamusoro pake kuti waimuitei Jesu. 12 Zwakaitika pazuwa iro, kuti Jesu akaenda kurimwe gomo kundonamata. Usiku wese, akaramba achinamata kuna Mwari. 13 Zuwa parakabuda, Iye akadaidza wadzidzi wake akasarudza gumi newawiri wake, wakawapamazita ekuti wapostora. 14 Mazita yemaPostora ainzi: Simoni, akamudaidza kuti Petro, na Adrea muni'nina wake; Jakohbo; Johani; Filipe; Bartomeu; 15 Mateu; Tomas; Jakobho, wanakomana waArfeu; Simono, wainzi Zerote; 16 Judas, wanakomana waJakobho; uye naJudas iscarioti, uyo wekuzomupadukira. 17 Zwino Jesu akadzika nawo mugomo uye wakaramba wari panzwimbo pakadzikira, pauwa newanhu wajinji newadzidzi wake, uye newanhu wajinji wemuJudea ne wemuJeruserema, musaide meTiro ne Sidom. 18 Iwo wakanga wauya kuti wadzwe uye kuti warapwe zwirwere zwawo. Wanhu waitabudzwa nemweya yetswina wairapwa zwekare. 19 Uye wanhu wese waibata mupendero waJesu, kuti maari maibuda simba, iyo waiporeswa. 20 Zwino wakatarisisa wadzidzi wake, wakati: ''makaropafadzwa imi, warombo, nekuti Umambo waMwari ndewenyu. 21 makaropafadzwa mune nzara, nekuti muchaguta. makaropafadzwa imi muchachema, nekuti muchafara. 22 Makarofadzwa naka wanhu, wachiwemgai uye wachikudzigai, wachikutukai wachiramba zita renyu sekushata nokuda kweMwanakomana weMunhu. 23 Farai muzua iro muchitomuka nemufaro, zwiro kwaro muchawa nemubairo mukuru kudenga, uye madzibaba wakaitira maporofita zwimwechete. 24 Asi, mune nhamo imi wapfumi! Nekuti matotambira mugowe wenyu. 25 Mune nhamo imi makaguta zwino! Nekuti muchawa nenzara. Imi murikuseka. muchawa nekuchema. 26 Mune nhamo imi, kana wese wanotaura zwakanaka pamuri! Nekuti madzidzima awo akaita nema waporofita nemutowo mumwechete. 27 Ini ndinokutaurirai kwamuri: idai wawengi yenyu uye itai zwakanaka wanokuwengai. 28 Ropafadzai wanokutukai uye muwanamatire waya wanokuwengai. 29 Kana munhu akakuchaya dama, mupe akuchaye rimwe said. Kana munhu akakutorera hembe, wosamurambidze kutora yemukati. 30 Kana munhu akakukumbira chinhu, mupe kwaari. Kana umwe akatora chinhu chako, usakumire, kuti akudzosere. 31 Itirai wamwe, zwamunozoda kuitirwawo. 32 Kana muchida wanokudai kukudza muchawa nako here? Nokudaro watadzi wanoda wanowadawo. 33 Kana muchieta zwakanaka kune waya wanokuitirai zwakanaka, mune kukudzwa wakandi? Kunyagwe newatadzi wanozwiita izwo. 34 Kana muchikweretesa waya wamunoziwa kuti wachakudzoserai, munekuda kupi? Kunyagwe newatadza wanokweretesawo achimirira kudzokerwa nemutowo mumwechete. 35 Asi, idai wawengi wenyu, waitirei zwakanaka wakweretesei musinga taresiri kudzoserwa, mubairo wenyu uchawa mukuru. Muwe wana wekumusorosoro, nekuti Iye anemoyo wakanaka kune wasinganamate newaya wakaipa. 36 Iyai ne tsitsi, nekuti Baba wenyu wane tsitsi. 37 Musatonga, kuti musatogwawo. musapomera kuti musapomerwawo. regererai, kuti muzoregererwawo. 38 Ipai kuti muzopihwawo. Muchatambira chiero chakanaka, zwakanyarara, chakazokuswa, chaita mufunga, chakazugunuswa. Nekuti nechiero chamunoera, muchaerwawo nacho. 39 Saka Iye akataurirawo nemufananidzo: ''Zwinoita kuti bofu rigatugamirere rimwe bofu here? Akazwita, awire mugomba here? 40 Mumwe mudzidzi yapindi mudzidzisi wake, Asi kana akakwana kudzidziswa achaita se mudzidzi wake. 41 Nei uchiuna dhanda riri mudziso rimumwe wako, Asi awokwanise kuwona chiri mudziso mako? 42 Sei uchitaura ku hama yako kuti: 'hama, sei ndibvise dhanda riri mudziso mako', iwe chitotanga tanga wabvisa chirimudziso mako, uye nehama yako. 43 44 Akuna muti wakanaka unombereka michero wakachata, kana muti wakaipa unobereka michero wakanaka. Nokudaro mui mumwe ne muwe unowoneka nezwibereko zwawo. Akuna unokuwa maonde pamitzwa, kana mazambiringa hatanwi parutato 45 Murume akanaka, ane upfume pamoyo wakanaka unobudisa zwakanaka, asi munhu akaipa anobvisa zwakaipa zwemomoyo make kuisa kunze kwakaipa; nekuti murumo unotaurazweya zwakazara momoyo. 46 Uye nei muchinde daidza: 'Ishe, Ishe' imi musingaditerere Pazwinhu zwandinokutaurirai? 47 Munhu wese anoda munditewera anonzwa shoko uye anonditerera, ini ndichamupangedzira: 48 'Uye akaita semunhu, akawaka imba, akadzikisa paruware: mbvura yakawada ikanaya ikachaya imba iyona. ikatadza kusogunuswa nekuti yanga yakadziwirwa zwakanaka.