1 Uye zwakaitika, umwe musi, wajinji wanga wakawugana pana Jesu kuti watzue shoko raMwari, uye Iye anga akamira paduze pegugwa reGenesare. 2 Iye akawona zvekepe zwiwiri zwiri kurimwe ndiwe regugwa, ranga rene waenzi waisuka mabure. 3 Ipapo Iye akakwira chimwe chechikepe, changa chiri chaSimoni, uye akakumbira kuti aise mukati megugwa. Jesu akagara, muchikepe, aidzidzisa wajinji. 4 Paaka pedza kudzidzi, jesu akati kuna Simoni: ''Tora chikepe muende kwaka dzika dzika uye mukande mabhure''. 5 Uye Simoni akapidura: ''Mudzidzi, takashanda usiku wese uye atina kubata chinhu, asi nekuda kwemashoko yenyu tichadzikisa mabhure''. 6 pawakapedza kuita izwi, wakabata hove dzakawanda, uye mabhure akatanga kukweka. 7 Ipapo wakadaidza wamwe wewaedzi kuti awa batsire. Iwo wakazadza zwikepe zwose kusvikira zwawekunyura. 8 Simoni petro paaka wona izwi, iye akapfugama mutsoka dza Jesu, achiti: ''ibvai pandiri, Ishe nekuti ndiri mutadzi''. 9 Wese wanga waripo wakachamisika nekubata kwanga waita hove. 10 Nekufanana, Jakobho na Johani mwanakomana waZebedeu, waishandidzana na Petro. Uye Jesu akati kuna Simoni: ''usatya, kubva ikozwino uchawa waidze wewanhu''. 11 Pawakauya ne zvikepe mugugwa, wakasiya zwose wakatera Jesu. 12 Zwakaitika kuti, Iye panga ari kurimwe guta, kwanga kune mumwe murume anga ane mapere mbudzi akawada. Iye paaka wona Jesu, akapfugama, akaisa chiso pasi, uye akakumbira achite: ''Ishe, kana kurikunda kwenyu, munondiporesa.'' 13 Jesu akatabanudzwa ruwoko akamubata, achiti: ''Uku kuda kwangu. Chi chena!'' Uye ipapo mapere mbudzi akatiza. 14 Iye akamudzidzi kuti asaudze munhu, asi akamuti: ''Tera gwanza rako, ratidza maprisita opa chipiriso nekuchena kwawaita, kunge zwakataurwa na Mosesi, kuti ope zwapupu'' 15 Ipapo, nawo yake yakatekeshera kwese, uye wajinji waiuya kuna Jesu kuti waswe dzidziso uye wairapwa wese wairwura. 16 Uye nemwe nguva Iye Aenda kwake oga kuti anamate. 17 Zwakaitika kuti, rimwe zuwa, Jesu aidzidzisa, uye kwaiwe newa wafarisi newakuru wemutemo wakagara paduze naye. Iwo wauya kubva dzwimbo dzakasiyana siyana rekuta reJudea ne kuGarerea uye ne guta reJerusarema. Uye simba raIshe ranga riri Waari kuti aporese. 18 Ipapo wamwe warume wakauya nemumwe murume anga arichirema. Iwo waitsaga dzwimbo, yekuti wapende naye manga muna Jesu. 19 Asi, nenyaya yewajinji, iwo awana kukwanisa. Nokudaro wakakwira pamusoro peumba, pamusoro, peumba wakadzikisa chirema, pamberi pewanhu panga pana Jesu. 20 Achiwona kutenda, kwake Jesu akati: ''Murume, zviwi zwako zwaregererwa''. 21 Wanyore newafarisi wakatanga kumubvudza, wachiti: ''Ndiani uyo Achitaura zvikutuka? Mwari chete ndiye anoregerera zwiwi''. 22 Asi Jesu, achizwiziya zwawaifunga, akapidura akati: ''Murikuzwibvudzireiko mumoyo yenyu? 23 Ndezwipi zwiri nyore kuti: 'zviwi zwako zwaregererwa.' Kana kuti 'Muka ufambe?' 24 Nokudaro, kuti muziwe kuti Mwanakomana weMunhu anesimba panyika rekuregerera zviwi, ini ndinoti: 'Simuka, tora zvinhu zwako unde kumba kwako''. 25 Ipapo iye akasimuka pakati pawo, akatora zwaiwatira akaenda kumba kwake achirumbidza Mwari. 26 Wese wakachamisika, wachirumbidza Mwari, uye nekutya kukuru, wachiti: ''Nhasi tawona zwinhu zwinochamisa''. 27 Akati apedza, Jesu akabhuda ipapo akaenda kune mumwe muteresi ainze Revhi akagara pazwipo aipiwa mutero. Ipapo Jesu akati: ''nditewere''. 28 Rivhi akasiya zwese, akasimuka akamutera. 29 Ipapo Revhi akagadzira mutambo kuna Jesu kumba kwake. Wateresi wajinji uye newamwe wanga waripa tafura, waidya naye. 30 Uye wafarisi ne wanyore waiwodza wadzidzi WaJesu, kuti: ''Ngei arikudya ne kumwa newateresi uye newatadzi?''. 31 Jesu akapidura: ''Uya ane utano haandi murapi, asi uya anorwura. 32 Ini adina kuya kuti ndidane watswene, asi kundana watadzi kuti wasvidembe''. 33 Iwo wakamuti: ''Wadzidzi waJohani warikunamata ne kutsanya, newadzidzi wewafarisiwo.Ipapo wadzidzi wako wari kudya nekumwa''. 34 Jesu akati: ''Zvinoiti here kuti wakokwa pamuchato watsanye icho chikomba chiripo here? 35 Asi ichasvika nguva yekuti chikomba chichatorwa, ipapo wachasara wachitsanya 36 Ipapo Jesu akawadzidzisa nemufananidzo: ''Apana anobvisa chigamba chiembe inyowani kuti aise paembe yekare. Nokudaro, akaita izwozwo, hembe inyowani inogara yakakweka, uye chigamba achiwirirane ne hembe yekare. 37 Apana anoisa waini itsva mumikombe yekare. akaita zwakadaro, waini itswa inowa, nukudaro mukombe unopotsika. 38 Asi waini itswa inofanira kuisa mumikombe itswa. 39 Akuna, anoda kumwa waini, yekare ndinoda kumwa waini itswa, nokudaro anoti: ''Yekare yakanaka!''.