Chitsauko 3

1 Mugore regumi nemashanu rokutanga kwa Tibheriasi Kesari, apo Pondio Pirato wakanga ari mambo weJudhea, uye Herode, anga arimubati weGarirea, munun'una wake Firipe, anga ari mubati we Iturea, re Tirakanite, uye Risania, ari mubati we abhurini, 2 panguva ye muprisita Anas na Caifas, shoko raMwari rakauya kuna Johani, mwana wa Zakaria, mugwenga. 3 Iye akaenda mumaguta aripedyo ne Jorodhani, achiparidza rubabatidzo rekuswindemba, kuti waregererwe zvitadzo zwawo. 4 Sezvakanyorwa mubhuku re masohoko umoporofita Isaia: ''Izwi rinodaidza kubva mugwenga: 'Gadzirai dzira yaIshe, ruramisasai migwagwa yake. 5 Magoronga ose achafuchirwa, nemakomo ose achanderedzwa, dzira dzose dzakapeama dzichatwasanudzwa, uye ne dzira dzakasaenzana dzichaenzaniswa; 6 uye ose wachaona ruponeso rwaMwari'''. 7 Uye Johani wakati kuwanhu wajinji kuti wauye kuzobabatidzwa naye: ''Imi wana wenyoka! Ndianiko akuyapirai kuti mutinze rutsamwa kuchauya? 8 Zwakadaro Iwai nezwibereko zwekuchunyuka uye musatange kutaurira wamwe wenyu:'Isu tina Abrahama sababa wedu! , Nekuti ndinokutaurirai kuti mwari anogona kumutsira Abrahama wana pamabwe aya. 9 Dhemo rakatoiswa pamwechete ne midzi yemuti. Uye muti yese isingabereke zwakanaka ichatemwa uye ichakandirwa mumoto''. 10 Uye wanhu wajinji waimubvudza, wachite: ''zwinyi zwatinofanira kuti tiete?'' 11 Iye akapidura, achiti: ''Kuti umwe kana aine hembe mbiri, kahapi kuti umwe uwo asina uye kana ane zwekudya, gaitewo zwimwechete''. 12 Nokudaro wamwe wateresi, wakauya kuti wababatidzwa, wakabvudza: ''Mudzidzi tinofanira kuti tiitei?'' 13 Uye Johani akawati: ''Musatorazve mare jinji kunze kweyamakataurerwa''. 14 Wamwe wemasoja wakabvudzawo, wakati: ''Ko isuwo? Tingaiteiwo?'' Uye Iye akati: Musatorera wanhu mare nechisimba, musachepere wanhu zvawasina kuita. Gutsikanai nemubairo wenyu''. 15 Nokuti wanhu wakanga wakamirira kuswika kwaKristu, wose waifugidzira mumoyo dzawo kuti Johani aizowa Kristu. 16 Johani akawapidura akati: ''Pandiri ini, ndinobabatidza nembvura, asi uya anouya kwandiri mukuru kwadiri adina kurunama kusvika pakusunugura misungu dzechagu dzake. Iye achakubabatidzai nemweya mutsene uye ne moto 17 Iye mumawoko ake ane tsero kuti apepete zvakanaka kuti kutsamwa kwake ndekwekubatanidza garasi mudura. Asi Iye achatsa ne moto usinga dzime''. 18 Uye nemamwe mashoko majinji, Johani aiparidza nekurudzira wanhu. 19 Uye akatsiura Herode, mubate, nekuti anga aroora mukadzi wemunun'una wake, Herode, nezwemwe zvakawanda uye nezvemwe zvaakanga aita, 20 Uye zve akawedzera zwese pawese, kuti asunge Johani mutorongo. 21 Zwakaitika nokudaro wanhu wakati wareku babatidzwa na Johani, Jesu akababatidzwa naye, 22 uye nokudaro wakanamata denga rekavurika; uye nemweya Mutsene wakaburuka semufananidzo wejiwa. Uye pakadzika izwi rekudenga rikati: ''Uwo ndiye mWanakomana wangu wandinodisa, mahari ndinofadzwa zvikuru'' 23 Apo Jesu paakatanga kereke yake, Iye aiwe ne makore makumi matatu. Iye akanga ari mwanakomana waJoseda ( sekuonekwa kwazwo), mwana waEri, 24 mwanakomana wa Matate, Mwanakomana waRevhi, mwanakomana wa mereki, mwanakomana wa Janai, Mwanakomana waJosefa. 25 Mwanakomana waMatatias, Mwanakomana waAmos, mwanakomana waNaum, mwanakomana waEsla, Mwanakomana waNagai, 26 mwanakomana waMaate, mwanakomana waMatatias, mwanakomana waSemei, mwanakomana waJoseke, mwanakomana waJoda 27 Mwanakomana waJoana, mwanakomana waResa, mwanakomana waZorobaber, mwanakomana waSalatiel, mwanakomana waNeri, 28 mwanakomana waMelki, mwanakomana waAdi, mwanakomana waKosa, mwanakomana waErmoda, mwanakomana waAr, 29 Mwanakomana waJosuwa, mwanakomana waEriezer, mwanakomana waJorim mwanakomana waMatate, mwanakomana warevhi, 30 Mwanakomana waSimoni, mwanakomana waJuda, mwanakomana waJosefa, mwanakomana wa Jona, mwanakomana waEriakim, 31 mwanakomana waMerea, mwanakomana waMena, mwanakomana waMatata, mwanakomana waNata, mwanakomana waDavid, 32 mwanakomana waJesse, mwanakomana waObede, mwanakomana waBoaz, mwanakomana waSara, mwanakomana waNaison, 33 mwanakomana waAminadabe, mwanakomana waAdmin, mwanakomana waArni, mwanakomana waEsrom, mwanakomana waFares, mwanakomana waJuda, 34 mwanakomana waJacobho, mwanakomana waIsake, mwanakomana waAbrahama, Mwanakomana waTera, mwanakomana waNaor, 35 mwanakomana waSeruke, mwanakomana waRagau, mwanakomana waFareke, mwanakomana waEbar, mwanakomana waSara, 36 mwanakomana waKaina, mwanakomana waArfaxade, mwanakomana waSem, mwanakomana waNoa, mwanakomana rameke, 37 mwanakona waMutusale, mwanakomana waEnoki, mwana jarede, mwanakomana waMarerer, mwanakomana waKaina, 38 mwanakomana waEnose, mwanakomana waSete, mwanakomana waAdamu, mwanakomana waMwari.