Chitsauko 2

1 Nemazuwa awo, chirevo chakaitwa na Kesari augosto kuti nyika yose wanyorwe mazita. 2 Izwi zwakaitwa, pekutanga, na Kerino paaga ari Mambo weSiria. 3 Nokudaro wese wakaida kuma guta awo kuti wanyorwe mazita. 4 Josefa akabudawo ku Nazareta, achienda kuGarerea, kwe Beterehema, reJudea, raizikanwa kuti guta raDavid, nokuti iye anga ari rudzi raMambo David. 5 Josefa akaenda nemudzimai wake anzi Maria kuti wanyorese mazita. Iye aiwa nepamwiri. 6 Zwakaitika kuti, wachiswika kuBeterhema, anga ari mazuwa yekuti Maria aite Mwana. 7 Ipapo Iye akabereka mwana ndagwe rake, akamufukidza nemachira. akavamuisa muchidyero, nekuti panga pasina tswimbo. 8 Mutswimbo iyoyo wamwe wewafudzi wanga wari kumuda, wachichegetedza makwai awo usiku wose. 9 Mutumwa waShe akauya arimurukudzo maShe aipenya kwese; wese wakabatwa nekutya. 10 Nokudaro, Mutumwa akati: ''Musatya, ndinokuudzai mashoko yemufaro wawanhu wose. 11 Nhasi guta raDavid, kwaberekwa muponese. Iye ndiKristu, Ishe! 12 Ndichamuziya nechiratidzo ichi: Iye achafukidzwa machira muchidyiro''. 13 Ipapo watumwa wajinji, wachibva kudenga, akauya akabatana newamwe watumwa wachirubidza Mwari uye waiti: 14 ''Mwari ngaakudzwe wekumusorosoro ngakuwe nerugare panyika kune wanhu Mwari anowada zwakanaka''. 15 Watumwa pawakadzokera kudenda wafudzi wakati pachezwawo: ''Habai nekukasika kuBeterhema kunowona Zwino zwinochamisa zwaitwa na Ishe waita kuti tizwiziwe''. 16 Wakaenda nekukasika ikoko wakawona Josefa na Maria wagara. wakawona Mwana akarara muchidyero. 17 Pakapedza kuwona, iyo wakaudza wanhu zwawanga waudzwa pamusoro peMwana. 18 Wese waisangana ne wafudzi waichamiswa ne zwaidzwa. 19 Asi, Maria waichegeta zwose zwaaga abvudzwa achichegetedza mumoyo make. 20 Wafudzi wakadzokera wachirumbidza nekukudza Mwari, nekuti zwese zwavakawona nekudzwa ndizwo zwanga zwataura mutumwa. 21 Zuwa repfubamwe, yanga yasvika nguwa yekuchecheudza vana. Iwo wakanyoresa kuti Jesu, nekuti mutumwa akamudana kudaro, asati aberekwa mudumbu. 22 Mazuwa yekuti acheneswe akati apfura, nekuda kwemurairo waMosisi, Josefa na Maria wakatora Mwana wakaenda naye kutembere, kuJerusarema kuti waratidze Ishe. 23 nekuti zvazvanyorwa pamurairo waIshe: ''Mwana wese ndagwe anofanira kucheneswa naShe''. 24 Nekuda kwemurairo waIshe, iwo waifanira kupa ''chiri kana kuti njiwa'' chipiriso. 25 Kwaiwe nemumwe murume kuJerusarema ainzi Simoni. Anga akatendeka aiwe netsitsi. Iye aimirira kunyaradzwa kwaIsraeri uye mweya mutswene wawe pamusoro pake. 26 Mweya mutswene wakamududzira kuti azofe asina kuwona Kristu ndiMwari anga amuwimbisa. 27 Achitongamirirwa ne mweya, Simoni akapinda mutembere. Josefa na Maria wakauya neMwana, Jesu, kuti wazadzise zwaidiwa nomutemo. 28 Simoni akagamuchira Jesu mumawoko ake uye akarubidza mwari achiti: 29 ''Ishe bvumai kuti muranda wenyu aende murugare, nekuti ndawona zvazadziswa zvamakawimbisa. 30 Nekuti maziso angu awona ruponeso rwenyu, 31 ramakagadzirira wanhu wenyu; 32 chiendza kune wasinga tende, uye kuti rumbidzo reuye kune mwana wenyu waIsraeri''. 33 Wana baba we Mwana waichamiswa nezvaitaurwa pamusoro peke. 34 Simoni akaropafadza Maria, amai wake: ''Mwana iwo kune zwakaipa nekumutswa kweIsraeri achawa newawegi 35 (pakatwa uchafura nepanomweya wake), kuti pfugwa dzijinji ne moyo yewanhu iwonekwe. 36 Mumwe muporofita ainzi ana anga ariko. Iye anga arimwana waFanueri, dzidza raAser. Iye aga ari wechikuro, iye akararama nemurume wake makure masere kubva muwomadara wake, 37 uye akawe chirikadzi iye akararama enga makumi masere ne pfumbamwe. aana kusiya tembere, achirumbidza Mwari nemunamato nekutsanya, usiku nemakusene. 38 Ipapo akatanga kutenda Mwari achittaura pamusoro pemwana wese waimirira kushadurwa kweJerusarema. 39 Pawakapedza kuita zwese maererano nemutemo waIshe, iwo wakadzoka kuGarerea, kumba kwawo, kuNazareta. 40 Uye Mwana aikura mwiri, achisimba, achizwadzwa neruziwo, uye nenyasha dzaMwari dziri pamusoro Pake. 41 Wana baba wake vaenda makure yese nkuJerusarema, kudya kwepasika. 42 Jesu pakasvitsa makumi mawiri, iwo wakaenda na kumitambo, sezvawaita. 43 Wachipedza mitambo, wachidzoka Jesu akaramba ari MuJerusarema wana baba wacho awana kumuziya, 44 nokudaro iyo waifuga kuti wanai mumotocari yawo. zuwa rimwe wachifamba, iwo wakatanga kumutsaga muwachaMwari nehama. 45 Wasina kumuwona, Iyo wakadzokera Kujerusarema uye wakatanga kumutsaga. 46 Mazuwa matau apera, iwo wakamuna mutembere, akagara pakati pewadzidzise, achitwisisa achipa mubvudzu. 47 Wese waimudzwa waichamiswa neruziwo rwawo nekudaira kwake. 48 Iwo pawakawona Jesu, wakafara. mai wake wakati: ''waiterei zvakadaro nesu? ini na baba wako tashupika nekukutsaga'' 49 Uye Jesu akapidura: ''murikundi tsaguireiko? Imi amuseya kuti ndinofanira kugara mumba maBaba wangu here?''. 50 Asi iwo awana kutzwisisa mashoko zvaitaura Jesu. 51 Nokudaro Jesu akadzokera nana baba wake kuNazareta, wachizvininipes kwawari uye mai wake waizvichegeta mumyoyo. 52 Asi Jesu akaramba achikura muruziwo.