Chitsauko 18

1 Zwino Jesu akawataurira ne mufananidzo kuti wainamata sei musinganeti: 2 ''maiwe ne mumwe mutongi muguta asingatya Mwari uye asinga remekedze wanhu. 3 Maiwe, muguta, remwechete chirikadzi yaraimba ichiuya kwaari, achiti: 'Ndirurame sei kune muwengi wangu'. 4 Nenguva jinji, asi iye anga asina kugadzirira kuti awabatsire asi akati kwaari kunyagwe inindisigache Mwari kana kuwa nehanya ne wanhu, 5 nokuda kwechirikadzi inondinyagadza, ndichaita zwikururama, kuti iye amire kundinyagadza'''. 6 Zwino Ishe wakataura: ''itswai zwinotaura mutongi asi kururama. 7 Hagaite mwari kururamisa wakatsanagurwa, wanoda zuwa na manheru, kunyakwe wachinonoka kumumbatsira? 8 Ndinoti kwamuri anokasika kuwaruramisa. nezwese, kana Mwanakomana wakauya, uchaswikira kutenda panyika?. 9 Zwino Jesu anotsanagura nemufananidzo, kune mamwe waitenda,waiti wakarurama waichora wamwe: 10 warume wairi wakakwera kukereke kuno namata mumwe wanga ari mufarisi mumwe muteresi. 11 Mufarisi, akamira kudai, naye akanamata achiti: 'Mwari ndinokutendai nekuti hadina kufanana ne wamwe wanhu, bavha wasina kururama manoia upobwe kana kunge muteresi uyo. 12 Ndinotsanya kairi pasondo ndinopa chigumi kune zwese zwandinotambira'. 13 Asi muteresi, akamira, nechekure, asingachadisi kusimudza maziso kumusoro, achichaya paditi pake achiti: 'Mwari ndidzwirei ngoni, ndirimutadzi'. 14 Ndinokutaurirai kuti murume uyo akadzokera kumba kwake akaruramiswa kupfura mumwe, uye wese wanozvikudza uchaninipiswa''. 15 Wanhu wauya newana wadike wadike kwaari, kuti wamubate, asi wadzidzi pawakaona izvi wakawatsiura. 16 Asi Jesu akawadana ahiti: ''siyai wana wauye kwandiri, musawarabidze. Nekuti Iyo ndiwo Umambo waMwari. 17 zvechokwadi ndinoti, asingatambire umambo waMwari se wana munduku akwamisi kupinda mairi''. 18 Saka mumwe murume mudzidzi akabvudza achiti: Mudzidzi yakanaka, ndinoita sei kuti kuti ndipede upenyu usigaperi?'' 19 Asi Jesu akamudaira kwaari: '' sei unondite ndakanaka? Apana akanaka, kunze mumwe, anonzi Mwari. 20 Iwe unoziwa murairo: usa pobha, usauraya, usabha, usapupure nhema, remekedza baba wako na mai wako''. 21 Uye iye akati: ''Izvi zwose ndakazviterera kubva ndiri muduku''. 22 Uye Jesu achiswa izvo akati: ''chirikushota chinhu chimuchete: tengesa zwese zwaunadzo, upo kuwaropo uye uchawa nefuma kudenga; opedza, unditewera''. 23 Asi, paakatswa izvo, murume akatsamwa zvekuru, nekuti hanga arimufumi zvakanyanya. 24 Saka nekuona kuti murume anga atsamwa, Jesu akati: ''zvinonetsa sei kune munhu ane fuma kuti apinde mu umambo waMwari! 25 Zvirenyore kuti gamera ipinde pabori yetsono pane kuti mufume apinde mu umambo waMwari''. 26 Uye wakaswa izvi wakabvudza: ''Saka, ndiani uchaponeswa?'' 27 Jesu akapidura: ''zwino zwinotadzwa ne wanhu Mwari anozvigona''. 28 Petro akati: ''Isu takasia zwese zwataita tikakutewerai''. 29 Jesu akapidura: ''Zvirokwazvo ndinotiakuna munhu akasiya imba, mukadzi, hama, baba kana kuti mwana nekuda kwe umambo wa Mwari 30 amugamuchere zvijinji panyika ino. Asi upenyu usigapere''. 31 Achitora wanegumi nawawiri akati: ''ndirikukwira kuJerusarema uye zvichazadziswa mashoko wose akanyorwa newaporofita nekuda kwe Mwankomana. 32 Uchaiswa mumawoko yewasigatende wachamushora wachamutuka uye wachamufirira kwaara. 33 Uye wachanera, wachamuworaya ne zuwa retatu Uchamuka''. 34 Iwo awana kuzvisisa zvino izvozvo, shoko iri yanga yakadzika kwaari awana kudzwisisa zvirewa. 35 Zvakaitika kuti Jesu paakasvika kuJeriko, panga pane rimwe bofo ranga riri mugwanzi, richikumbira sirivha. 36 Pakaswa wanhu wajinji wachifura, iye wakabvudzan chi chirikuitika 37 uye wakamudza kuti ndi Jesu wanazareta. 38 Ipapo bofo rakadanidzira, richiti: ''Jesu, mwana waDavid ndizvrewo goni''. 39 Wamwe waifura negwanzi wakati anyarare. Asi iye akaramaba achidanidzira: ''mwana waDavid, ndidzwereiwo ngoni''. 40 Jesu akamira akaraira kuti wauye naye murume uyu kwaari. Ipapo, bofo parakasvika, kuna Jesu akamubvudza: 41 ''Unoda kuti ndikuiterei?'' Iye akati: Ishe, ndinoda kuwona'' 42 Uye Jesu akati: ''chiona. kutenda kwako kwakuponesa''. 43 Ipapo akatanga kuwona uye akamutewera achirubidza Mwari. uye wanhu wajinji wairubidza Mwari.