1 Jesu akati kune wadzidzi wake: ''Azvidziwirike kuti kunyadziswa kuye, Asi pakati pawo zwinhu izvi zvichaitika! 2 Zaiwe nani kuti bhowe re guyu risungirirwe pamutsipa, ipapo uchikadwa kugugwa, kupotsa zwino zvidhoko. 3 ndakagwarira. Kana hama yako ikatadza, umutsure; kana iye akasvindemba, muregerere. 4 Kana iye akatadza kanomwe kwauri muzuwa rimwero kanomwe akadzokeredza achiti: 'Ndazvindemba', muregerere''. 5 Wadzidzi wakati kuna Ishe: ''Tiwedzerei kutenda'' 6 Ishe wakadaira: ''Ndai makage mune kutenda kwakaita se tsanga yemastarda, maiti kumuwonde: 'Gurwa ne midzi usemwe mugugwa' Iye aikotererai! 7 Ndiani pakati penyu, anoiwe ne basa panyika kana kuti kuchegeta mhuka, umoti kana adzoka kumunda: 'Uya ugare apa udye? 8 Kana kuti, musati: 'Ndigadzirerei chikafu, isa bande muchiono pakati penguwo dzako, kuswikira inini ne kumwa, uye wapedza udya ne kumwa'? 9 Iye anofanira kutenda muranda here nekuita zvataurirwa? 10 Kana nemiwo mukaita zvemunege muwodzwa, munoti: 'Tiriwaranda wasingabatsiri, taita zvataida kuita''. 11 Wari mugwanzi re Jerusarema, Jesu apfura ne pakati peSamari ne Gareria. 12 Achipinda murimwe guta, akanosangana ne warume gumi waiwe nemaperembudzi. Iwo wakamira pamberi pake 13 uye wakadanidzira, wachiti: ''Jesu, mudzidzi, titswerei ngoni''. 14 Achiwawona, akati: ''endai kunoratidza maprisita''. zwakaitika kuti mugwanzi wakachena. 15 Mumwe wcho, wachiona kuti waporeswa, akadzoka, achikudza Mwari ne izwi guru, 16 akapfugama mutsoka dzaJesu, achimupa nyasha. uwo angari musamaria. 17 Ipapo Jesu akabvudza: ''awasi gumi here waporeswa? 18 Kuwamwe pfubamwe waripi? Awana kuya wamwe wachikudza Mwari,kunze kwako usiri wekuno?''. 19 Iye akati: ''Simuka, enda, kuyenda kwako kwakuponesa''. 20 Rimwe zuwa, wafarisi wakamubvudza kuti umambo waMwarri uchauya riniko, Jesu akapidura: ''Kuya kwe Umambo waMwari achisi chinhu chinowoneka. 21 Amusoti: 'Uripano!' kana: 'Uriapo!, neiko umambo waMwari uripakati pedu''. 22 Jesu akati kune wadzidzi wake: ''Muchaona mazuwa andichada kune muwone Mwanakomana, amuso muone zvekare. 23 Iwo wachiti: 'Uripano! Uriapo! 'Musabude, musawatere. 24 Kuita semene inopenya ne simba kurimwe ndiwe rikudenga, ndizvo zvichaita Mwanakomanana weMunhu muzuwa rake. 25 Asi Iye anofana kutambudzika zvinhu zwakawanda acharabwa ne rudzi rino. 26 Se zvakatika mazuwa a Noah, ndizvo zvichaitika zuwa re mMwanakomana. 27 Wadya, nekumwa, wairorana wachirodzana, kuzvikira zuwa ra Noah pawakapinda muareka, kwakauya mvura ikaparadza wese. 28 Ndidzo didzo nemazuwa aLoti: wadya, wachimwa, waitegesa, wachisima, wachiwaka. 29 Asi, Loti pahaka buda muSodoma, kwakanaya moto waibva kudenga ikaparadza wese. 30 Ndizvo zvichaitika mazuwa yeMwanakomanana zvakaratidzika. 31 Nezuwa iro, anenge aripamusoro kuwa nezvinhu zvavo zvakanaka, musadzike muchitora. anenge arikugomo gasadzoke kumba. 32 cherechedzai mukadzi wa Loti. 33 Anotsaga upenyu wake wocharasa, asi anorasa upenyu uchaponeswa. 34 Ndinoti, usiku wairi wari pabhonde, mumwe wachatorwa muwe uchasiwa. 35 Wakadzi wairi wachigaisa wese, mumwe muchatorwa mumwe uchasiwa''. 36 Wawiri wari mumunda umwe uchatorwa umwe uchasiwa. 37 Uye iwo wakamubvudza: ''Kupi, Ishe?''. akawadarika: kune chitunha ndipo panougana majhiwa.