2 Jesu akati kune wadzidzi wake: ''Kwakange kune mumwe murume mupfumi akange aine mutungamiriri, iye aipomerwa kuti aparadza pfuma yake. 1 Saka murume mupfume akamudana akati: 'Zwiiko zwandiri kunzwa pamusoro pako? Zwadairire pamusoro poutungamiriri wako, uye usazowezwe mutungamirir'. 3 Uye mutungamiriri akazwiti kwaari: 'Ndaita sei, nokuti ishe wangu warikundibvisa basa reutungamiriri? Ini hadina simba pakuchera, uye ndinonyara kukumbira. 4 Ndinoziwa zwadichaita kuti, kana ndikabviswa pautungamiriri, kuti wanhu wazonditambire mudzimba dzawo' 5 Saka mutungamiriri akadaidza mumwe na mumwe aikwereta ishe wake iye akabvudza wekutanga: 'Une chikwereti chakaita sei kuna ishe wangu?'. 6 Iye akati: 'Zana rezviero zvamafuta amourivhi'. Mutungamiriri akati: 'Tora tsamba yako, ugare pasi nekukasika, unyure makumi mashanhu'. 7 Uye mutungamiriri akatizwe kune mumwe: 'Une chikwete chakaita sei?'. Iye akapidura akati: 'Zana rezviero zvegorose'. Iye akati: 'Tora tsamba yakounyore makumi masere'. 8 Ishe akaremekedza mutungamiriri asina kururama, nokuti akanga aita neuchenger. Nokuti wana wenyika ino waka chengera kwazwopakuita kwazwo kukunda wana wechiedza. 9 Ndinoti kwamuri: 'Ita chamwari dzenyu dzene pfuma isina kururama, kuitira kuti painoperera, muzotambirwa mudzimba dzisinga pere'. 10 Akatendeka pazwishoma akatendekazwe pane zwakawanda, uye asina kutendeka pazwishomauye achavawo asina kutendeka pane zwakawanda. 11 Nokudaro, kana usina kutendeka uchishandisa pfuma dzenyika ino, ndianiko achawimba newepachokwandi paupfimi? 12 Uye kana usina pamari newamwe wanhu, ndiani achakupawo zwako? 13 Hakuna muranda anochandira wana ishe wawiri, iye anowenga umwe uye oda umwe, kana kuti achanamatira kune umwe agozwidza umwe. haugone kushandira Mwari ne pfuma''. 14 Ipapo wafarisi, waida mari zwakanyanya, wakanzwa zvinhu izvi, wakamutuka. 15 Asi Iye akati: ''Imi munozwiruramisa pamberi pewanhu, Mwari anoziwa moyo wenyu. zwinhu zvinorumbidza na wanhu zwinonyagadza Mwari. 16 Mitemo zwawaporofita zvakaparidzwa kuswika pakuswika kwa Johani. kubvira izozwino, vhageri ye Umambo wa Mwari riri kuparidzwa, uye tose tirikuswimanikidza kupinda mariri. 17 Zwiri kunyore kuti denga nenyika zvipfure pane kuti rawara raduku remitemo kabviswe. 18 Uya anoramba mukadzi wake anororazve umwe anenge aita upombwe, uye anorora mukadzi arabwa anenge aita upombwe. 19 Pakange pane umwe murume mupfumi, aipfeka hembe dzepepuru ne mucheka wakana uye aishandisa upfumi wake mazuwa 20 ose. Umwe murombo aidzi Razaro, aigara pamusowo pake, nemaronda akawanda. 21 Iye aishuwira kudya dzadona patafura yemurume mupfumi uye neimbwa dzaiuya dzichinadza maronda ake. 22 Zvakaitika pakafa murombo akatorwa ne ngironzi akamuiendesa pachipfuwa chaAbrahama. Mupfumi akafawo akawigwa 23 ari mugehena, umo airwadziwa, akasimudza maziso nechekure akaona Abrahama na Razaro ari pachipfuwa pake. 24 Saka iye akadanidzira, akati: 'Baba Abrahama, ndizwreiwo ngoni, tumai razaro anyike chigunwe chake nemvura atonodze rurimi rwangu, nekuti ndirikutsa mumoto muno' 25 Asi Abrahama akati: 'Mwanakomana rangarira kuti, pawakange uchiri mupenyu, iwe wakatambira zwinhu zwose zwakanaka, Asi ipapo razaro aigamuchira zwino zwakachta, Asi zwino Razaro arikunyaradzwawo pano, asi iwe urikurwadziwa'. 26 Pamusoro paizvozvo, pane mukana mukuru wakaiswa, kuti wanobva kuno kuti wauye ikoko wasagane uye akuna munhu angakwanise kuyambuka kuno kwatiri'. 27 Murume mupfumi akati: 'Ndinokukumbirai Baba Abrahama, kuti ishe watumi kumba kwababa wangu, 28 nokuti ndine wanun'una washoma ndinonda kuti muwataurire, kufira kuti warenge kuuya kuzwimbo ino inorwadza'. 29 Asi Abrahama akati: 'Iko kune Muzizi newaporofita, vanawo gawadzwe'. 30 Murume mupfumi akati: 'Aiwa Baba Abrahama, asi umwe akabva kuwakafaakaenda kwawari, akatendeuko'. 31 Abrahama akati: 'Kana iwo wasiganzwi Mozizi nawaporofita, hawangatende kunyakwe dai mumwe akamukakubva kuwafi'''.