Chitsauko 15

1 wateresi wose ne waedzi waswidera paduze kuti wanzua Jesu. 2 Wafarisi newanyore waigununguna pachawo, wachiti ''Murume anotora watadzi uye achirya nawo'' 3 Zwino Jesu akataura mufananidzo: 4 ''Ndewopi pakati penyu, ane makwai anezana uye anorasa imwe, anosiya, makumi mapfumbamwe namapfumbamwe murege aende kunotsaga imwe kusvira aiwona? 5 Uye, ariwona unoisa pamufudzi pake achifara. 6 Uye paanoswika kumba, anodana shamwari newaripedyo naye, achiwati: 'Farai neni, nekuti ndariwana kwai rangu rangararasika'. 7 Ndinoti kwamuri, kana mutadzi akasvindemba kunowa nemufaro mukuru kudenga, asi kwete makumi mapfumbamwe nawapfumbamwe wasigande kusvidemba. 8 Ndiwopi mukadzi anoti, ane ndarama inegumi, uye akauya akarasa imwe chete, angarege kubatidza rapi, achitsaka kusvikira aiona? 9 Uye panoriwona, anodana shamwari newaripedyo, achiti: 'Farai neni, nekuti ndaiwona darama'. 10 Zwakafanana, ini ndinoti, kunemufaro pamberi pegerozi dzaMwari kanamutadzi akatendeuka''. 11 zwino Jesu akati: ''mumwe murume aiwe newana wairi, 12 mudoko wacho akati kuna baba wake: 'Baba, ndipei mugove wenaka wangu'. Akamupa, pfuma yake. 13 Mazuwa apera, mwana mudoko akatora zwese zwaiwe nazvo, akaenda kuimwe tswimbo kure nekumba akapera kuparadza pfuma yake ne mari yake. 14 Uye, paakaparadza zwose, kwakawa nenzara munyika iyo, akatanga kutambudzika. 15 Iye akatangira kushadira mumwe munhu munyika iwo, akamutumira kumunda kwake , kuti achigetedze nguruwe. 16 Arya zvaidyiwa ne nguruwe, nekuti apana aimupa chikafu. 17 Asi iye akaduna ega akati: 'washandi wangani wana baba wangu asi wanodya zwakanaka, Asi ini pano ndichifa nenzara! 18 Ndichaenda kuna baba wangu uye ndinowati: Baba, ndatadzira denga nemi. 19 Adina kukodzera kunzi mwana wenyu, ndi entei mushandi wenyu'. 20 zwino mujaya akaenda kuna baba wake. paanga arikure, baba wake wakamuwona, wakazadzwa ne rudo, wakamumanyira, wakamubudira uye wakatsvoda. 21 Uye mwana akati: 'Baba, ndatadzira denga nemi, adina kukodzera kunzi mwana wenyu'. 22 Zwino baba wakati kune washandi wake: 'Endai nekukasika muye nehembe yakanaka timupe apfeke. isai mhete pachikunwe chake neshangu patsoka dzake. 23 Uye mouya nemhuru yakasimba tiworai; tidye uye tifare! 24 Nekuti mwana wangu akanga akafa asi zwino arimupenyu. anga akarasika asi tamuona'. Tese ngatifare. 25 Izvi zwichitika mwana wake mukuru aichanda kumunda. Achisvika paumba, akanzwa kuimba nekutabwa. 26 Iye akadana mushandi akati chi chirikuitika. 27 Mushandi akapidura: 'munu'nuna wako adzoka kumba uye, baba wako wauraya mhuru yakasimba, nekuti iye adzoka dzakanaka newutano'. 28 Mwana mukuru akatsamwa akaramba kupinda. baba wake wakapinda wakamukupira kuti apinde. 29 Asi mwana akapidura:' Makore yese aya daikushandirai semuranda ndichiterera; asi amusati mundipa mbudzi kuti ndifare nechamwari dzagu. 30 Asi, mwana wenyu aparadza pfuma yenyu yese nezwifewe, adzoka, asi imimi maurya mhuru yakasimba'. 31 Asi baba wakapidura: 'Mwana, iwe urineni zuwa nezuwa zwese zwangu ndedzako. 32 Asi isu taifanira kufara nekufara, nekuti munu'nuna wako anga akafa asi amuka, anga akarasika asi awonekwa'''.