1 Uye zwakaitika musuwe Sabata, Iye akapinda muimba yemumwe mukuru wemafarisi kuti adye chigwa, iwe waimutarira zwakanaka. 2 maiwe nemumwe murume aiwe norukandwe. 3 Jesu akabvudza wadzidzi wemajuda ne wafarisi: ''Zwinobvumirwa here kuporesa musuwe Sabata, kana kuti kwete?'' 4 Asi iwo awana kupidura. Zwino Jesu akamubata, akamupoesa uye akati enda. 5 Uye akawati: ''Ndiani pakati penyu, mwana wake kana kuti mbogoro yadona, amuende kunoipisa here kwaire, kunyagwe musuwe Sabata?'' 6 Pamberi peizvi, asi iyo awana kudaira. 7 Jesu akawona kuti waya waikokwa kumitambo waenda kugara panerukudzwe, akawataurira nemufananidzo, achiti: 8 ''Ukakokwa pamutambo yepamuchato, usagare patafura yepamberi, nekuti munhu yepamberi yaunege wakokwa. 9 Kuti izvi zwisaitike, kana munhu hakakukoka iwe newe, ndinouya ndichiti: 'ipai tswimbo uyo'. Uye zwino, nekunyara, iwe unofanira kugara pekupedzisira. 10 Nokudaro, kana ukakokwa, enda kunogara pekupedzisira, uya akukoka anouya kwauri woti: 'Shamwari, enda patswimbo yepaduze'. Zwino unokudzwa pambere pewanokokwa. 11 Nokudaro anozvikudza, achaninipeswa, uye wese anozvininipesa uchakudzwa''. 12 Jesu akati kune murume akamukoka: ''Ukapamunhu chiswuswura kana kuti chirairo, usakoke shamwari, kana kuni hama, kana kuti weukama, kana kagari wepedyo wakapfuma, iwo wanokukoka uye wanokubata zwakafanana. 13 Mukaita mutambo ukoka warombo, wakakwara, wakaremara uye nemabofo, 14 uye unoropafadzwa, nekuti iwo awana chikukupa. asi iwe uchapiwa musi uchamuka watswene''. 15 Pawakanzua izvi, mumwe anga akagara na Jesu patafura, akamuti: ''Wakaropafadzwa waya wanodya chigwa mu Umambo waMwari!''. 16 Jesu, akawapidura: ''Mumwe murume akagadzira chirayiro uye akakoka wajinji. 17 Nguwa ye chirayiro, Iye akatuma waranda wake kuti aende kunoudza waya wachakokwa: 'Uya, nekuti zwese zvarendi'. 18 Asi wese wakatanga kuswipa muswa. Wekutanga akati: 'ndatenga munda tirikunda kuwouna. ndiregererei'. 19 Wamwe wakati: 'Ndakatemga mombe dzishanu, ndichaedza ndiregerereiwo'. 20 Uye mumwe akati: 'Ndaneta andichakwanisa kuenda'. 21 Muranda akadzoka akataurira zwese zvanga zwaitika kuna ishe wake. Zwino ishe muridzi weumba, ,wakatsamwa zwikuru, wakati kune muranda wake: 'inda nekukasika magwanza yese ne matswimbo yese yemuguta, ndana kunyagwe warombo, zwirema, mapofo kunyagwe wakakuwara kuti wapinde'. 22 Muranda akati: 'Ishe, zwamandituma kuita ndaita, uye pachine tswimbo'. 23 Ishe wakati kune muranda wake: 'Inda munagwanzwa kwese kunomanikidza wanhu kuti wapinde, kuti umba yangu iwe newanhu wajinji. 24 Ini ndinoti akuna uya akakokwa acharaira chirayiro'''. 25 Wanhu wajinji waimuperekedza. uye Jesu achidzoka, akawati: 26 ''Kana munhu anouya kwandiri asingawenge baba wake, mukadzi, mwana, munu'una, kunyagwe upenyo wake, awowe wadzidzi wangu. 27 Uya asinga takure muchijikwa wangu uye anonditera azowe mudzidzi wangu. 28 Ndeupi pakati penyu, achida kuwaka swingo, agare pasi kuwona kuti chi chinodiwa kutenga kuti apedzese? 29 Kana atanga akakoniwa kupedzisa, wese wanozwiona wanotanga kuseka, wachiti: 30 'Murume uyu akatanga kuwaka asi aina kukwanisa kupedza'. 31 Kana kuti ndeupi mambo anoti, achibuda kunorwa neumwe mambo, akwanisi kugara pasi otaurirana kuti tinokunda sei, ne warume wanezwiuru zwemazana zwinegumi, anorwa na mambo ane zwiuru zwemazana zwinamakumi mairi? 32 Uye, kana asinga zwikwanise, anotuma warume iwo wachiri kure, iye anotumira kuti wasaine rugare. 33 Kune, waya wasinga siye awakwanisi kuita wadzidzi wangu. 34 Munyu wakanaka, asi, kana munyu ukasa wawa, unita sei kuti uwawe? 35 Azwiete pamunda kana kuti padutu. inokandirwa panze. uya anenzewe dzekudzwa ganzwe''.