Chitsauko 13

1 Zwino panguva iyo wamwe wanhu wakaweregera Jesu nezwekugarerea, nokudaro ropa ra Pirato yanga yasanganiswa ne chipiriso chake. 2 Akawati Jesu: ''Imi munofunga kuti wagarerea awo ndiwo watadzi wakanyanya nekuti wanga wariwese wagarirea neiko waitabudzika kudaro? 3 Ini ndinoti kwente. Mukasaswidemba, mese muchafanana. 4 Kana wauya gumi na wasere wakawirwa ne Siroe uye yakawauraya, fungai kuti iwo wakanga wanemuswa kupfura wamwe warume we Jerusarema? 5 Ini ndinoti kwete. Asi kana mukasaswindemba, imi mese muchaparara. 6 Uye Jesu akati izvi nemufanandzo: ''Mumwe murume akanga ne muonde wawakasima mumunda wake. Uye akauya kutsaga muchero, asi aina kumawona. 7 Zwadaro akati kumurume uya aishadane muzambiringa: 'Honai, pane makore matatu ndichiuya kutsanga muchero mumuonde uwo asi adina kuwona chinhu. uteme unotadzireiko pasi?'. 8 Uyo akamudaira: ''Siai zve gore rino, kuswikira ndichiworimira nokuisa mupfudze. 9 Ikapa zvebereko gore rinouya, zvakanaka. zvikasa daro, tinogura!''. 10 Naizvozvo, Jesu aidzidzdi mune imwe sinagoge, musuwe sabata. 11 Panga pane mumwe mukadzi anga ane mweya yekurwara kwe makore gumi na masere; iye akanga akapfugama anga asinga kwanse kumira. 12 Achimuona Jesu, wakamudana akati: ''Mukadzi, waporeswa mukurwara kwako''. 13 Akaisa muwoko pamusoro pake, uye ipapo akamira achienda achipa mbiri kuna Mwari. 14 Asi mukuru we sinagoge wakatsamwa nekuda kwekuti Jesu akaporesa musuwe Sabata. Ipapo mukuru akati kune wajinji wanga waripo: mazuwa matanatu amunofanira kuchanda. Honai, munofana kuporeswa mazuwa iwawo, Asi kwete Sabata''. 15 Uye Ishe wakamupidura wachiti: ''Vanyegere! ndiani pakati penyu asinga tore mhuru kana kuti mombe anoitora woenda nayo kunoimwesa mvura musuwe Sabata? 16 Saka, uyo mwana waAbraama, Satani waakanga akasunga makore gumi na masere, angasigafarwe kusunogurwa musowe Sabata here?''. 17 Paaka taura zwino izvi, wese wakamupomera wakanyara, Asi wajinji wakabatwa nemufaro nezvakanaka zwawaita. 18 Saka Jesu akati: ''Umambo waMwari wakafanana neiko? 19 Iyo yakafanana ne mbeu yemustade uye mumwe murume wakaitora akakanda mugadeni; iyo yakakura ikawa moti muwombe, uye chiri dzedenga dzikauya dzikawaka chikasi mumatawi ayo''. 20 Uye zvekarezve akati Jesu: ''Ndiani anofananidzwa ne Umambo waMwari? 21 Iye anoita kunge zviyero zwitatu mumwe mukadzi akatora zwoufu kuswikira zwese zwawireswa''. 22 Jesu aichanya uye achidzidzisa maguta nemu gwanza re Jerusarema. 23 Mumwe akamubvudza: ''Ishe, washoma wachaponeswa?''. ipapo Jesu akati: 24 ''Zvichigesei kuti mupinde nepamusiwo, nokuti ndinoti wajinji wachada kupinda ne pamusiwo asi awapindi''. 25 Nokudaro muridze wehumba uchasimuka uye achivara musiwo, uye imi muchagara panze muchigogodza uye muchiti:'Ishe, Ishe, siyawo tipinde!'. Uye Iye achati: 'Ini adikuziwei uye adiziwe kuti munobva kupi'. 26 Muchati: 'Takadya tikamwa nemi uye Imi maitidzidzisa mugwanzi'. 27 Asi Iyo wakati: 'Dinoti hadiziwe kwamunobva. Ibvai pandiri, waiti wezwakaipa!'. 28 Kuchawa nekuchema uye nekuzwiruma mazino mukaona Abraama, Izeki na Jakobho uye newaporofita wese ye Umambo waMwari, asi wachikukadai panze. 29 Iyo wachauya nekumabvazuwa nekumawirira, nokumosoro, nezasi, wachara patafura ye Umambo waMwari. 30 Uye kune wamwe wekupedzisira wachawe wekutanga uye wekutanga wachawe wekupedzisera. 31 Nguva dzafura, wamwe wewafarisi wakauya Kwaari wakati: ''Ibva pano nokuti Herode arikuda kukuworaya''. 32 Jesu akati: ''Ndinoti mune kapeya: 'Ndinodziga madimoni uye ndinoporesa nhasi na magwana, uye zuwa rechitatu ndichapedzisa. 33 ndinofanira kuti ndifamba nhasi, magwana, nemazuwa anotera, aziete kuti muporofita afe kunze kweJerusarema. 34 Jerusarema, Jerusarema, inouraya maporofita uyeichitema uya wakatukwa mariri. kakanga dzadakafunga kubatanidza wana wayo kunze wuku unobatanidza zwivana zwayo pasi pemapapiro, asi iye awonde izwozwo. 35 Umba yenyu ichatiswa. Ini ndinoti amuchadiwonezve kusvikira zuwa iro radinoti: ''akaropafadzwa uye anouya muzita raIshe''.