Chitsauko 12

1 nokuti izwi, zwiuru zwewanhu wakanga wakaugana ipapo, kuswikira pakutsikana. Iye akatanga kuti, pekutanga kuwadzidzi wake: ''Tshenjerai ne mbiriso wewafaresi, ndiko kunyegera. 2 Nokuti akuna chinhu chakafukidzwa chisinga zozaruruwe uye akuna chakawigwa chisingazobudi pachena. 3 Nokudaro makataura muri murima zwichadzwika pachiedza uye waya wanotaura mukati meumba zwichazwika pamusoro peumba. 4 Asi Inini ndinoti, chamwari dzangu, musatya uya anouraya muwiri pekupetsisera apana chachaita. 5 Asi Inini ndinoti ndinokudzai chamuno fanira kutya. ityai uya, apedza kuworaya, ane simba yekukandira kugehena. ndinokuudzai Iye mutyei. 6 Ko shiri duku chanhu adzitegeswe ne masiriva here? Akuna imwe yadzo inokanganikwa paamberi pa Mwari. 7 Nokudaro vhudzi remusoro yakaweregwa rose. musatya. munopfura chiri duku jinji. 8 Ndinoti kwamuri uyo anondipupurira pamberi pewanhu, uye Mwanakomana weMunhu naizvozvo achamupupurirawo pamberi pewatumwa waMwari, 9 Asi uya anondiramba pamberi pewanhu, acharabwa pamberi pewatumwa waMwari. 10 Uyo achatura shoko rakaipa musosoro pe Mwanakomana, iye uchakanganurwa, Asi uya anotuka Mweya mutsene, uyo aakanganirwe. 11 wakakuisai pamberi pemasinagoge, ne wakuru navatongi, musafuganye kuti munopindura sei pakudaira kwenyu kana kuti zwamuchataura, 12 nokuti Mweya Mutsene uchakudzidzisai kudaira pamuchabvudzwa. 13 Nokudaro mumwe wewajinji akamuti: ''Mudzidzisi, udzai munu'na wangu kuti agowane nhaka neni.'' 14 Jesu akamudaira akati: ''Murume, ndianiko wakandiiti mutongi kana kuti mugovera pakati pakati penyu? 15 Ipapo akati kune wajinji: ''Chenjerai uye nekuchegetedza kuchiwa kwese kwenyama, nokuti upenyu wemunhuakusi pazwinhu zwakawanda zwamunadzo.'' 16 Ipapo Jesu akawataurira nemufananidzo: munda yemumwe murume mufumi yakanga yabereka kwazwo 17 iye akafuga ega: 'Adina zwimbo yekuisa zwibereko zwangu. Ndinoita sei?'. 18 Iye akati: 'Ndichaita kudai, ndichaputsa matura angu ndiwake mamwe makuru kuti ndise zwiyo zwangu nezwo zwangu. 19 Ndinoti kune mweya wangu: 'Mweya, unezwakawanda zwakanaka zwakawikirwa zwemakore majinji. Zorora zwakanaka, idye, imwa uye nekufara.' 20 Asi Mwari akati kwaari: 'benzi! usiku wachakumbira mweya wakouye wakagadzirerei, zwinege zwiri zwani?' 21 Ndizwo zwinoita munhu unouganidza pfuma asingage kuna Mwari'' 22 Jesu akati kune wadzidzi wake: ''Naizozo ndinoti kwamuri musafuganye neupenyu wenyu, kuti kuchadyei; kana nemwiri wenyu, nezwamuchapfeka. 23 Nekuti wopenyu wakakocha kupfura chikafu mwiri wakakosha kupfura zwikupfeka. 24 Fungai magugowe. Iwo awasimi kana kukowa. haanetsapi kana dura, Asi Mwari wonowapa zvekudya. Munozwiremedza chiri dzikuru! 25 Ndianiko kwaamuri, ungawedzera kubiti rimwe paupenyu wake? 26 Zwino kana imi, musingagone kuita chinhu chituku munofunganyereiko pamusoro pezwinhu? 27 fungai maruwa nekumera kwawo. Iwo awachandi haaruki. Asi ndinoti kwamuri kunyagwe Solomoni,pakugwenya kwake kwose, akachokedza kunge wamwe wawo. 28 Zwino kana mwari achipfekedzauswa we nyika, kuripo nhasi magwana wongadirwa mumoto, anopfekedza imi zwakanyanya, mune kutenda kuchoma! 29 Musatsake zwikudya kana zwekumwa, musafunganye. nokuti wagari wese. 30 Nokuti wagari wese wenyika wanhu tsaga izwi uye baba wanozwiziya kuti ndozwamunoda. 31 Tangai matsaga umambo waMwari zwose zwinokutewerai. 32 musatya, mapoka matuku, nokuti zwinofadza Baba kukupai Umambo. 33 tengesai zwamunazo mupewaropo. itai umwe dzisingachembere, pfuma isingapere kudenga, pasinga zwiki mbava. pasingaparadzi zwepfuma. 34 pfuma yenyu, ipapo pachawe ne moyo wenyu. 35 Siayi zwipfeko zwenyu zwakasungwa muchihunu, zwenyu ne mwenje ifute. 36 Nemi muwe sawanhu wakarindira ishe wawo pakudzoka kwake kumutambo kwemuchato, wokuwana kuti kana, akasvika anogogodza, iwo wamuzarurire musuwo nukukasika 37 Wakaropafadzwa varanda awo vanoti kana Ishe achidzoka. Unowawana wakarindira zwiro kwazwo ndinoti kwamuri uchazwisunga chiuno, iye akawagarisa pokudya akawuya akawashandira. 38 Kana ishe akaswika nezuva re chipiri usiku wetatu akawana akadaro wakaropafadzwa waranda wawo. 39 Asi zivai izwi kana ishe weimba aiziwa nguwa inouya mbavha, haaisatendera kuti imba yake iparadzwe. 40 Nemi garawo makagadzirira nokuti hamuziwe musi nenguwa kuti mwanakomana wemunhu anouya''. 41 Zwino petro akati: ''Ishe, mufananidzo uyu munotaura kwatiri, kana kune wose? 42 Uye Ishe akati: ndianiko mutariri wakatendeka wakachejera ukaiswa naishe wake pamusoro pawaranda wake kuti awape muguwe zwokudya zwawo nenguwa yakafanira? 43 Wakaropafadzwa muranda uyu unoti kana ishe wake amuzwikira achiita izwozwo iye panouya. 44 Chokwadi ndinoti kwamuri iye achawimba ne zwakanaka zwake. 45 Asi kana muranda uyo oti mumoyo wake: 'Ishe wangu ononoka kudzoka' anoda kupoda kune waranda newaranda kadzi owapa zvokudya ne zwokumwa vechidakwa; 46 ishe womuranda achauya pamusuwo rasiga furikidzira, nenguwa iya yasigaziwe, achamupanicha achamuisa muchitirongo neawo wasina kutendeka. 47 waranda waya vanoziwa kuita kwaishe, wawo wotadza kuzwigadzirira kana kuita kasainirana ne kuita kwake, acharamba zwishinji. 48 Asi usina kuziwa akaita zwakafanira kurangwa kwake kushaita kushoma wakapiwa, zwishinji zwishinji zwichatsakwa kwaari uya achatemba, zvikuru kuru sei achakumbirwa. 49 Ndakawuya kuzokanda moto panyika zwandaita ini kuti ndai tiriyo zwitike. 50 Ndine rubabatidzo rune rwandicha babatidzwa naro ndakatsamwa kwazwo kuswira zwazadziswa. 51 munofunga kuti ndakauya kuzopa rugare panyika? Ndinoti andina, kuwunza kuparadzaniswa. 52 Kubvira zvino vachanu weimba imwe wachapesana: vatatu vangapesana vaviri vaviri na vatatu. 53 Iwo wachapesana: Baba nemwana mwana nababa, mai ne mwana mwana na mai, vamwene nemurora murora na vamwene''. 54 Jesu aitaura kune wajinji: ''Kana mukawona makore achikwira kumawirira, nekukurumidza munoti: 'kuchawa ne mvura ndizvo zwichaitika. 55 Kana muchiwona mhepo irikuvuvuta, munoti: kuchapisa kwazwo, zwichaitika. 56 Imi wavengi munosiwa kududzira nezwokudenga ne zwemunyika asi imi amuzivi kutudzira siri kuitika panguwa iyoyo? 57 sei musingazwitongeri zwakanaka kwamuri? 58 Kana uchienda ne muwengi wako kumatongi edzimhosva edza zvakanyanya kuti muwirirane muchiri mungwanza kuti arege kukukwera kumutongi uye mutongi angokuisa kumupurisa agokuisa mujeri. 59 Ndinoti kwauri haungabudimo usati watipa siriva yokupedzisira.