1 Zwakaitika kuti, Jesu paanga ari paimwe zwimbo achinamata, achipedza mumwe wewadzidzi akati: ''Ishe tidzidzisei kunatama, kunge Johani anodzidzisa wadzidzi wake kunamata''. 2 Jesu akati: ''Kana muchinamata, munoti: 'Baba zita renyu ngarikudzwe. Umambo wenyu ngauye. 3 Tipei chingua chatinoda zuwa ne zuwa; 4 mutiregerere zwitadzo zvedu, se zwitino regerera wanotikwereta. tibvisei pakuedzwa''''. 5 Jesu akati kwaari: ''Ndiani pakati penyu, akawa ne chamwari achienda maneru kwaari, achiti: 'chamwari, ndipo zwingua zvitatu, 6 Ipapo chamwari yanga yabva kuswika asi hadina chinhu chikumopa'; 7 uye zwirimukati zwinoti: 'regai kundinetsa, nekuti musuwo wakavarwa ini newana wangu teri panhovo. ini adikwanise kumuka kuti ndikupe. 8 Ini ndinoti, kunyagwa akasamuka kachimupa chinguanekuti ichamwari, asi iye achasimuka nenyaya yekumaninikidzwa, uye uchamupa zwingua zwese zwinokwana. 9 Iniwo ndinoti: Kumbirai imi muchapiwa, tsagai uye muchawana, gogodzai muchazarurerwa. 10 Nokuti wese wanokumbira, wanokupiwa; anotsaga, anowana; anogogodza, achazarurewa. 11 Ndewapi baba pakati penyu, kana mwana akakumbira hove, munomupa nyoka? 12 Kana kuti akakumbira zai, munomupa chinyawada? 13 Nokudaro kana imi, makaipa munofana kumba zwekanaka kune wana wenyu, kana Baba wenyu warikudengawachakupai mweya mutsenepane wachakumbira. 14 Panguwa imwe, Jesu achibvisa demoni remunhu yanga asinga taure. demini parakabuda anga asingataure akataura. wajinji wakachamiswa! 15 Asi wamwe wanhu waiti: ''Anoita na Belzebu, muchinda wemademoni, yanodzinga naye mademoni''. 16 Wamwe waimuedza waitsaga kwaari chiratidzo chikudenga. 17 Asi Jesu, achiziya pfugwa dzawo, akati kwaari: ''Umammbo wese wakapatsanurwa pachayo unoparara; uye umba yese yakapatsanurwa pachayo. 18 Kana Satana akapesa pachake, umambo wake uchamira sei? Nokuti imi munoti ndinobvisa mademoni na Belzebu. 19 Saka sei musire kudzinga watewere wenyu? Ne nyeya yacho, iwo wachawa watongi wenyu. 20 Asi, kana ini ndichidzinga mademoni de chikunwe chaMwari, saka umambo Mwari waswika kwamuri. 21 Kana mumwe murume akasimba, ane zwombo, anochegetedza umba yake, zwinhu zwake zwonoramba zwakachegeteka. 22 Asi kana murume akasimba akamukunda, anomubvisa zwombo anogowa zvino zvake. 23 Uye aseri neni anopesana neni, pamwe chete neni anoparadza. 24 Kana mweya wakaipa ukabuda pane munhu, anoteterera muzwimbo zwakaoma achitsanga kwekuzororera. Amuone, anoti: 'ndakuzwokera kumba, kubva kwaangari'. 25 kana wadzoka, akaswikira umba yakachena yakarokeka. 26 Ipapo anoenda kunotora dzemwe mweya dzenomwe dzakaipa , uye dzese dzinogara pawore. munhu uya uchawe zwakanyanya kudarika pekutanga 27 zwakaitika izwi, iye akataura zwenyu izwi, mumwe mukadzi pakati pewajinji akadanidzira achiti: ''yakaropafadza dhumbu yakakumberekai ne mazamu amakayamwa.'' 28 Asi iye akati: ''Tisati, wakaropafadza waya wanozwa shoko ramwari wachirichegetedzwa''. 29 Wanhu wajinji pawakanga wakaungana, Iye akatanga kutaura: ''dzindza iri idzindza rakaipa. inotsaga chiratidzo, asi apana chiratidzo chawachapiwa, kunze kwechiratidzo cha Jona. 30 Nokuti Jona chakawa chiratidzo chewa Ninivhi, nokudaro Mwanakomana Wemunhu uchawa chiratidzo kune dzindza iri. 31 Mambokadzi wekumaodzanyemba wachamuka, pakutogwa, pamwe chete ne warume wedzindza rino uye achawatonga, nokuti iye akauya kumagumo kwenyika kuti azwe uchejeri wa Solomoni. nokuti munhu mukuru kupfura Solomoni ari pano. 32 Uye warume we Ninivha wachamuka, pakutongwa, ne wanhu we dzindza rino uye wachawatonga, nokuti iwo wakazvindemba nokuda kwe kuparidza kwa Jona. Uye aripano mukuru kupfura Jona. 33 Apana, pakubatidza rambi, anoisa pakawadzika, kana kusiya pasi pendegu, asi kuisa pachigadziko, kuti uya anopinda agone kuwona chiedza. 34 Ziso rako irambi remwiri wako. Kana ziso rako rakanaka,mwiri wako wose unovhenekwa. Asi kana ziso rako rakashata, mwiri wako wose unogara nerima. 35 Nokudaro, zvichengete kuti chiedza chako chisaite rima. 36 Saizwozwo, kana, mwiri wako wose wakazara chiedza, pasina kana tswimbo imwe iri murima, ipapo mwiri wako unowa se chiedza, ipapo chiedza chacho chinokuvheneka. 37 paakanga apedza kutaura, wafarisi wakamukoka kuti wadye naye kumba kwawo, ipapo Jesu akagara patafura. 38 Uye wafarisi wakachamiswa nokuti Iye aina kusimuka wasati wamupa chikafu. 39 Asi Ishe wakamuti: ''imi, wafarisi, munuchenesa kunze kwekapu nedhichi, asi mukati menyu makazara upambi ne zwakaipa. 40 Warume mapendzi! Nokudaro uya akaita kunze aina kuitwo nemukati here? 41 ipai warombozwirimukati menyu, nokudaro zwese zvichanetswa. 42 Asi wonai imi, wwafarisi, kuti ipai chegumi chemindi neruye nechemwe ne murewo yose, Asi munodarika kururamisa uye rudo raMwari. Munofana kuita zwakarurama nekuda Mwari, nokusiya kuita izwozwo zwese. 43 Mune nhamo imi wafarisi nekuti munoda chikutanga masinagogue uye nekuremekedzwa kajinji mumigwagwa. 44 Mune nhamo imi nekuti makafanana ne makowa aya asiri pachena, uye wanhu wanofamba nepo wasingazwiziwe 45 Mumwe mudzidzi wemutemo akati: ''Mudzidzi, zwamutaura zwinoti tukawo''. 46 Jesu akati: ''Mune nhamowo imi, wadzidzi wemutemo! Nokuti munotaura mitoro yewanhu yakaoma, asi amundi kuwabata, kunyagwe ne chigonwe chinyu. 47 Mune nhamo, nokuti munowaka makuwa yewaporofita wakaworaiwa nedzimadziteteguro enyu. 48 Chokwadi muri zwapupu zwemabasa emadziteteguru enyu, asi mubvumirana nazwo; nekuti iwo, parimwe ndiwi, wakauraya, maporofita, asi imi muri kuwaka makuwa awo. 49 nekuda kweizi, roziwo raMwari: 'Ndichwa tumira maporofita nema postori, wamwe wachawatera uye wachawaworaiya'. 50 Saka dzindzi iri richapuwa moswa neropa remaporofita, kubva pakusikwa kwenyika, 51 kubva pana Abel kuswika paropa ra Zakaria, wakauraiwa pakati pe aritar nezwimbo tswene. Kana, ini ndinoti, kwese izvi zwichabva padzindza iri. 52 Mune nhamo, wadzidzi wemutemo, nokuti makabvisa maki yeroziwo; imi chaiwo amupindi munoramba muchirambidza kuti wasapinde'' 53 Jesu paakabuda ipapo, wanyuri ne wafarisi wakatanga kumpopotera kwazwo uye wakaramba wachimubvudzisa pamusoro pezwinhu, 54 wachitsaga kuti wanomubata sei nemashoko ake.