1 Shure kwaizvozvo, Jesu wakazodza wamwe wanomakumi manomwe nawawiri akawatuma, wawir wawiri, kubere kwawo nemaguta ose uye nedzimbo kwawaenda kuenda. 2 Uye waiti: ''Kukowa kwakakura, asi wachandi washoma. Saka namatai kuna Ishe wekukowa, kuti watumire washani kuti wakowe. 3 Endai! Ini ndinokutumai segwayana pakati pemapere. 4 Musatora sagui remari, kana mutoro werwendo, kana shangu uye musachingamidza munhu mugwanzi. 5 Imba ipi ne ipi yamuchapinda, chekutanga munoti: 'Rugare ngaruwe ne imba ino'. 6 Ipona pakanga paine mwana werugare, rugare rwenyu richawa pamusoro pake, asi kana pasina, iye achadzoka kwamuri. 7 Garai pa imba imwe chete, muchirya no kumwa zwinenge zwiripo, nekuti mushandi unofanirwa kupiwa mubadaro wake. musachinja dzimba ne dzimba. 8 Guta ripi ne ripi ramushapinda, wakugamushirai, iryai zwinenge zwaisa pamberi penyu 9 rapai warwere wanenge warimo mushiwati: 'Umambo wamwari wakuswika kwamuri'. 10 Asi, guta ripi na ripi, ramuchapinda wakasakugamushirai, budai kunze kwaro moti: 11 'Kunyangue nebukuta reguta renyu ranamira patsoka dzedu, tinorivuruzira kwamuri! Asi ziwai kuti Umambo waMwari wakuswika'. 12 Ini ndinokuudzai kuti, nezuwa rekutogwa, kuchawa nekurerukirwa kweSodhoma kweguta iro. 13 Une urombo, korazeni! Une urombo iwe Betisaida! Mokudaro, nekuti mabasa hemunana akaitwa mamuri akaitirwa Tiro na Sidom, kare pawakaswindemba akagara pamusoro pedota, mubanyika. 14 Paswese Tiro na Sidom icharerugerwa pakutigwa kundarika imi. 15 Iwe Capernaumi, iwe unofunga kuti uchatorwa kuenda ku denga? uchatorwa kunda aasi, kuhadesi. 16 Waya wanudzwa, wanodzwa Ini; newanokurambai wanoramba, Ini; uye waya wanondramba wanoramba uya akandituma''. 17 Wanamakomi manomwe ( ne wawiri) wakadzokera nemufaro, wachiti: ''Ishe, kana mademoni waipfugamira zita renyu''. 18 Jesu akawati: ''Ini daiona Satani achitidona kubva kudenga semheni. 19 Ini ndakakupai simba rekutsika nyoka nezwinyawada, nepamusoro pemuwengi, akuna chenyu chinga kukuwadzai. 20 pakarepo, musafare nekuti mweya wakakupfugamirai imi, Asi namatai kuti mazita yenyu anyorwe mubhuku rekudenga''. 21 Panguva iyo, Iye akamurubidza Mweya mutsene, achiti: ''Ndinokurubidzai, baba, Ishe wekudenga uye ne nyika, nokuti imi makawanzira wanoziwa ne wakanguara zvinhu izvi mukazwizarurera kuwanhu wana waduku. ndizwo, Baba, nekuti zwakafamba dziso renyu. 22 Zwinhu zwese ndakazwipiwa na Baba Wangu, apana anoziwa kuti ndiani Mwanakomana asiri Baba, uye apana anoziwa Baba asiri Mwanakomana uye newaya Mwanakomana anenge wachida kuzarurera''. 23 Uye, Iye akadzokera kune wadzidzi, Iye akati kwawari wonga: '' Wakaropadzwa ndiwo waya wanowana zwinhu zwamuno wanha. 24 Nokuti Ini ndinoti kwamuri maporofita uye nemadzimambo waishuwira kuona zwinhu zwamurikuwona, asi awana kuzwikwanisa kuziona; kunzwa zwinhu zwamuri kunzwa, awana kunzwa''. 25 Zwino mumwe mudzidzisi wemutemo wemaJUda wakamuka kuti wamuedze, achiti: ''Mudzidzi, chinyi chandinofanira kuita kuti ndiwe neupenyu usigapere?''. 26 Jesu wakati: Zwakanyorwa mumutemo? munowerenga sei?''. 27 Iye, ipapo, akamudaira: '' Ida Ishe Mwari wako nemoyo wako wose, nemweya wako wose, nesimna rako rose, nepfugwa dzako dzose, nemumwe wako sezwaunozwinda Iwe''. 28 Jesu akati kwaari: ''wadaira zwakanaka ita izvozvo uchararama''. 29 Asi mudzidzi achida kutsanagudza, akamubvuzwa Jesu: ''Ndiani mumwe wangu?''. 30 Akadaira, Jesu akati: ''Mumwe Murume wadzika kuJerusarema achienda kuJeriko, akadonera mumawoko emagororo wakamutorera zwakanga ainazwo, wakachaya uye wakamusiya awekuda kufa. 31 Zwino mumwe muprisita waidarika ne nzira iwowo uye, paaka muona, wakadarika nerimwe ndiwi. 32 Pakarepo mumwe murevhi, paakaswika panzwimbo, wakadarikawo nerimuwe ndiwi. 33 Asi mumwe musamaria akanga ari parwendo akaswika paduze naye uye, akamunzwira tsitsi 34 uye wakaswidera paduze naye akapfugedza maronda ake akadhurura mafuta ake ne waini pamusoro pake. Iye akamuisa pamusoro pemhuka yake, wakasimukawakaenda naye kuenba yewaheni uye akamuchegeta. 35 Awa magwana, akatora madenari mawiri akapa kuwaridze weimba uye akati: 'Muchegetei, zwamakamuitira zwino darika izvi pandichadzokera, ndichakubhadarai'. 37 Ndewupi pakati pewatatu, pauri, akawa mumwe wewakadona mamawoko ye magororo?'' 36 Mudzidzi wemutemo akati: ''Akamutswira ngoni''. Jesu akamuti: ''Enda kunoita saizwozwo.'' 38 Zwino Jesu na wadzidzi wake wakati wachifamba, iwo wakapinda murimwe guta, uye makanga mune mumwe mukadzi ainzi Marita wakamugamuchira mumba make. 39 Iye akanga ane muninina wake ainzi Maria, Iye akagara pamakumbo aIshe uye aizwa Shoko rake. 40 Marita, akanga achishungurudzika kugadzira Chikafu kuti awape. Iye akauya kuna Jesu akati: ''Ishe, amuna basa nazwo kuti muninina wangu arikundisira ndichichanda ndega? Mubvudzei, kuti andebatsire''. 41 Asi Ishe wakadaira, wakati: ''Marita, Marita, unonetseka nekuda kwezwino zwakawanda, 42 Asi chinhu chimwe chinondikanwa. Maria atsara chinhu chikuru, nekuti nguva iyi yaidzokeredze''.