1 Wagarantia wekusafunga, ndiani akakuroyai! Jesu akaratidzwa kurowerwa kwake pamberi pemaziso henyu! 2 Ini ndinoda kuziwa izwo kubudikidza nemi; makatambira mweya nokuda kwemabasa emutemo kana nokutenda pane zwamakanzwa, 3 muri wekusafunga; makatanga mumweya iko zwino mopedzisira munyama. 4 makashupika zwakadai mahara, dai zwakanga zwiri pasina, 5 uyo anopa mweya kwamuri anoita mabasa anoshamisa kwamuri, nokuti anoita mabasa nomutemo kana nokuzwa kokutenda. 6 sa Abrahamu akatenda kuna mwari zwikazi ndiko kururama'''. 7 saka ziwa kuti madhendere awo akafanana; ndiwo wana waAbrahama. 8 zvinhora zwakawa zwiri mberi kwamwari azoruramisa wahedheni pakutenda, akadaidzira evangeri itwsa kuna Abrahama, ndiwo madzinza ose acharopafadzwa''. 9 saka awo wanokutenda ndiwo wacharopafadzwa pamwe chete naAbrahama, murume wekutenda. 10 wose wanowimba namabasa okutenda wari pasi pekutakwa, nokuti zwakanyora kuti; wakatukwa wese wasingarambi washiita zwose zwiri mubuku yemutemo''. 11 zwino zwiri pashena kuti mwari haashaire nyaia ani zwake pamutemo, nokuti kwokwadi chishararama nokuda kwekutenda''. 12 pamutemo hausi kutenda, asi nokuda kwaizwozwo uya anoita mabasa emutemo kuna iye. 13 kristo akatidzikinura kubva pakutukwa pamutemo, pakawa chakatukwa, nokuda, kwedu kuti zwakanyora; wakatukwa wose ndiwo waturika pamuti''. 14 nokuda kwekuti makore aAbrahama auye kuwa hedheni muna cristo Jesu kuitira kuti nokutenda titambire chipikirwa chemweya. 15 hama ndichataura semurume , sezwo pasina kuwanikwa munhu angakwanisa kana kuwedzera sungano yakaitwa newanhu kana yakatosimbiswa zwakadarowo pana izwozwi. 16 izwo zwipikirwa zwakataurwa kuna Abrahama uye ne mwanakomana wake, zwakanyora azwitauri zwichiti'' uye kumwana zwichitaura vanhu vajinji, asi uye kuwana wako kutauramunhu umwe anowa ndiye cristo. 17 zwino ndinokutaurirai izwi; mutemo wakaziwiswa mashure kwemakore mazana marongomuna ne makumimatatu, haangakwanisi sungano yakaitwa na mwari. 18 nokuti kana nhaka ichionekwa nokuda kwemutemo, naozwozwo aishaonekwi nokuda kwechipikirwa asi mwari nenyasha dzake anopa kuna Abrahama kubudukidza ne chipikirwa. 19 zwino chinagwa shemitemo ndeshei; wakatutsira nokuda kwokudirika kuzwikira kumwana akanga ashitaurwa ne shiwimbiso aswika, mutemo wasenza kubudikidza newakatukwa uye nemurewereri. 20 Asi, murewere amirire munhu umwe chete, asi Mwari umwe chete. 21 Naizwozwo mitemo inopikisa mhiko yaMwary? Kana nepaduko pase asi dai makapiwa mutemo unopa upenyu chokwadi kurarama nemitemo. 22 Magwaro akarasa zwese pase pechiwi kuti chipikirwa chipiwe watende waya wanotenda kuna Jesu Kristu. 23 Kutenda kusati kwauya, tairindirwa nemitemo, uye takasugwa, kusvikira kutenda kwauya. 24 Naizwozwo mitemo wakaiswa kuti untugamirirekuna Kristu kuitirwa kuti tichairwe mosva nekutenda. 25 Asi pakauya kutenda, tanga tisiri pasi pemitemo, 26 nekuti mese muriwana waMwari nekuburukidzira nekutenda kwaJesu Kristu; 27 Nekuti mese makababatidzwa kuna Kristu mapfeka Kristu. 28 Nokudaro akusisina mujuda kana mugireki; akusisina akasungwa kana akasunugurwa; akuna mukadzi kana murume. Nekuti mese muri umwe muna Jesu Kristu. 29 Uye kana muri waKristu, naizwozwo muri dzindza raAbrahama, waryi wenhaka maerenano ne chipikirwa.