Chitsauko 4

1 Ndinoti, kana muryi wenhaka arimuduku, azvina kusiya nemuranda, kunyagwe ariIshe wezvise. 2 Asi ari pase pewakuru kusvikira panguwa yakataurwa na Baba. 3 Nesuwo, patanga tiriwaduku, takanga tiri waranda pekutanga pezvinhu zvenyika. 4 Asi kana Nguwa yakwana, Mwari akatumira Mwana wake, akamberekwa nemukadzi, akamberekwa pasi pemitemo, 5 Iye akaita izvi kuti adzikinurwe pamitemo, kuti tichegetwe sewana. 6 Uye sezwo urimwana, Mwari akatumira mumoyo wedu Mweya weMwana wake, unoti: ''Abha, Baba!'' 7 Naizwozwo, iwe auchasi muranda, asi, mwana; kana uri mwana, uri muryi wenhaka pamberi paMwari. 8 Kana, usinga ziwe Mwari, imi munorachandira pakurarama pewamwari. 9 Asi zwino, wakuziwa Mwari nekuti naMwari anokuzikanwa, sei uchidzokazve kuwaneta usingambatsire kutanga kwezwinhu, waworikuda kuchandira zwekare? 10 Imi munochegeta zuwa, mwedzi, nguwa, nemakore. 11 Ndinokuremekedzai kuti ndakashanda nemi pamwe pasina. 12 Hama ndinokukumbirai, iwai sene, nekuti ini ndakaita semi. Apana chakaipa zwavakandiita. 13 Uye ziwai kuti chirwere chepanyama chakaita kuti ndikuparidzrei vagere rekutanga; 14 kunyagwe kurwara kwangu kwaiwe miedzo mwamuri amuna kunyanyaswa; Asi makandigamuchira semutumwa waMwari, Kunge Jesu Kristu. 15 Mufaro wenyu uripi? Ini ndinokupai zwapupu, dai zwaita, maibvisa maziso agu kuti mupi inini. 16 Ndichawa, muwengui wenyu nekuti nakakuudzai chokwadi? 17 Iwo wanokudai, asi kwete nemabasa akanaka; Asi varikuda kukuwandisai kwandiri, musawa ratidze kunge murikuzvida. 18 Zwakanaka, kuratidza kuti unoda zwakanaka mazuwa ose, kwete chete ndinemi chete. 19 Mwana wangu, sei munoranda muchiwadziwa ekubereka, kuzvikira Kristu agadzirwa kwamuri: 20 daida ini kuwa nemi iko zwino, ndichege inzwi rangu, nekuti ndirikunda kukuremekedzai. 21 Ndipidurei imi, murikunda kugara pasi pemitemo: kana kuti kunzwa nezvemitemo 22 here? Nekuti zwakanyorwa kuti Abrahama aiwe newana airi: umwe wemuranda, umwe wawakasunuguka. 23 Wemuranda akaberekwa nekuda kwenyama, Asi wevakasunuguka akaberekwa nechipikirwa. 24 Zwinnhu izvi zwinofanidza, nekuti awa ndomasungano mawiri: umwe wegomo reSinai, unobereka wana wewaranda, weAgari. 25 Agari igomo reSinai kuArebia, Inoratidza Israel wezwinhu neunhabuka sewana wake. 26 Asi Jerusarema rekumusoro rakasunuguka; mai wedu wariko. 27 Nekuti zwakanyorwa: Farai, nekuti abereke wana; angachijamba nemufaro, iwe usiri kuda kubereka; nekuti wajinji wana wewanhu wariwoga, kune waya wanewarume. 28 Imi hama, iwai se Isake mwana wechipikirwa. 29 Nekuti nguwa iya aiberekwa panyama aitewera aiberekwa paMweya, ndizvo nazwino. 30 Asi magwaro anoti? dziga muranda nemwana wake, zwanga zwisingaite kuti mwana wekuranda aryi nhaka semwana wewakasunuguka. 31 Naizwozwo, hama, atisi wana wewaranda, asi wewakasunuguka.