Chitsauko 2

1 Akati apfura makore anegumi na mana, dakakwira zwekare na naBharnabhasi,ndakatorazve titosi, 2 uye, nekuda kwechiratidzo, ndakakwira, ndakawaudza vagere yandinoparidza kuwahedeni. Izvi zwakaitika pachedu, kuti zwemwi ndirege kuamanyira pasina. 3 kunyagwe titosi, akanga ari neni, aiwe mugiriki, akamanikidzwa kundzinguiswa. 4 Uye nekuda kwehama dzenema, wanga waripati pedu, wakapida chiwande wande kuti waone kusunugunka kwedu yatinayo muna Kristu Jesu, kuti watiente waranda. 5 Atina kuwasandukira iwawa tichiwanzwa nguwa imwe, kuti chokwadi chevagere chirambe chinemi. 6 Uye kune awa wanonzi wakuru (zwanga zwiripo kare andina basa nazwo; Mwari haana pasa nekutarira kwemunhu); awa wakanga wari wakuru apana chawakandimoresa. 7 Asi iwo wakati pandakapiwa vagere kune wasina kudzinguiswa, saPetro kune wasinakudziguinswa, 8 (Nekuti wouya angari muna petro semuApostora wekudziguiswa, uye agari mandoire kune wahedeni) 9 Uye Jakobho, naCefas, na Johani wainzi mbiru, waiziya nyasha dzandakapuwa uye wakasimudza mowoko wavo werudyi tikabatana ini na bharnabhasi, kuti tiende wahedeni iwo kune wakadziguiswa; 10 tichirangarirawo warombo; izvi takatsagawo kuti ndite nezwakakosha. 11 Cefas akauya kubva kuAntiquia, wanga wanaye wachiwonana meso na meso, nekuti iye aifanira kutsurwa; 12 wamwe wasati wazvika wakatumwa na Jakobho, iye airya newahedeni; Asi pawasvika, achibva ipona wachivawapesana, achtya wakanga wakadzinguiswa. 13 Bharnabhas nawo wakaita mano mano, pamwe chete naye; Bharnabhas akatsauswa namano mano awo. 14 Asi ndchiona kuti awafambe zwakarurama ne vagere, ndakataura pamberi pewese wana Cefas: ''Kana iwe uri mujuda, unorarama semuhedeni, uye kwente kunge majudas, sei muchimanikidza wahedeni wachirara sejuda?'' 15 Isu, tinorarama semajuda, uye kwente watadzi warikuwahedeni, 16 tinoziya kuti munhu aruramiswe nemabasa yemitemo, asi mukutenda kuna Jesu Kristu. Isu tinotenda muna Jesu, kuti tiruramiswe nekutenda muna Kristu, kwente nemabasa yemitemo; nekuti apana anoruramiswa nemabasa yemitemo 17 Asi isu, tikatsaga kururamiswa na Kristu, asi isu tinonzi watadze, usaka Kristu aiwepo pachiwi? kwente! 18 Nekuti, kana ndichidzoka kugadzira zwandakaparadza, Ndinozviziwa kuti ndaposha. 19 Nekuti nemitemo ndakafa pamitemo, kuti ini ndirarame naMwari. 20 Ndakakomererwa naKristu. adisi kuraramazve ndirini, asi Kristu anorarama mandiri; uye ndinorarama upenyu wangu panyama nekuda kwekutenda kune Mwanakomana, akandida akazvipira kwandiri. 21 Andibvisi nyasha dzaMwari; kana kururama kuri pakati pemitemo, tichiti Kristu akafira zvisipo.