1 Pauro muwapostora (Pauro umwe mudzidzi-asi umwe wekusaidi yewanhu kudziri kwemuhnu asi muna Jesu cristo, muna mwari, baba uyo akamutsa kuwakafa), 2 nehama dzose dzineni, kumacherch eKuwagaradia. 3 muynasha nerugare imi wekusaidi ramwari baba Ishe Jesu cristo. 4 akaswipira nokuda kwezviwi zvedu, kuti atibise muswiwi, nekuda kwamwari baba. 5 mwari ngaarumbidzwe nekusingaperi Amem. 6 ndakashamisika kwazvo kuti imi garai mushitxa nekumitsa, imwe evangeri yakasiana, muchukwenzera kune uyo akakudanai munyasha dza cristo. 7 akuna rimwe vangeri, asi kune vamwe vanhu vanokukonzeresai nyaia, vanoda kushaicha vangeri raKristo. 8 Asi kunyangwe isu, kana mutumwa anova kudenga akakuparidzirai imwe vangeri yakasiana neiyo,yakaparidzirwa isu ngatiwe wakatukwa. 9 sezvo takambotaura zwino ndinotaura-zve saizvozvo kana kuona mumwe munhu anokuraridzirai imwe vangeri inopessana neiyo yamakatambira ngaawe wakatukwa. 10 nokuti zwino ndinoita wushamwari navanhu here, kana na Mwari! kana ndinofadza vanhu,nazwino handidai nazwino, hanisaiwa muranda wa Kristo. 11 nokuti ini ndinoita kuti kudzimwe, hama kuti evangeri yakaparidwa neni haina-kuita seyawanhu. 12 nokuti handina-kuipiwa kana kuidzidziswa nomunhu, Asi ndakairatizwa na Jesu cristo. 13 makazwa kutaura neupenyu wanngu kana pakunamata kwava Judha, kuti ndaitambudza cherch yaMwari zwikuru kwazvo ndikaiparidza; 14 ini ndaifumura kuwaJudha wajinji wezera ramadzibaba angu. 15 zvino nwari akazwifaria pakundisanangura kubva mudumbu raamai wangu akandiisa munyasha dzake. 16 kuti aratize mwanakomana wake kwandiri, ndimuparidze pakati pawahedheni pakarepo handina kurangana nenyama; 17 andina kukwira jerusarema kuna awo, wakanditangira kuwa wapostori asi ndakaeda Arabia ndikadzokers DAMASKO ZVE. 18 Ipapo kakati papera makore matatu ndakakwira Jerusarema kunoona Kefasi, ndikawa naye mazua gumi namashanu. 19 asi andina- kuona mumwe munhu wawapostori, asi Jakobho bedzi munuuna WAishe. 20 izvi zvandinokunyorerai,tarirai, pamberi paMwari handinzwi nhema. 21 Ipapo ndakaeda kusiria nokusiriasi. 22 ndakanga ndisingazikanwi pashiso kukereke dzeJudeia zdiri muna kristo; 23 vakangozwa zvakaziwiswa; kuti munhu uya ataitambudza kare ava kuparidza kutenda uya kwaganga achiedza kuparadzwa. 24 uye wakarumbidza mwari nokuda kwangu.