Chitsauko 4

1 Asi Mweya wanotaura pakuguma kwenguwa amwe achabva mukutenda, wachitereresa mweya wekunyegera, uye nedzidziso remweya wetswina, 2 nekuda kwewasingatende wanonyepa, wane pfugwa dzawo dzakawora 3 Iwo wacharambidza manochata, wachashandisa chikafu chakasikwa na Mwari kuti chishandiswe kune wanotenda kune waya wakaziya chokwadi. 4 Nekuti chise chakasikwa na Mwari shakanaka, akuna kana chimwe kuti uchirambe, kana zwagamuchirwa nekutedwa. 5 Nekuti ndikokururama kweshoko raMwari ne minamato. 6 Makaudza zwinhu izwi kune hama, uchawa mushandi akanaka aJesu Kristu, uchipowa chikurya neshoko nekutenda nedzidziso rakanaka yaunotewera. 7 Asi siya zwekunyepa zwevekare, ushizwiita pakudanwa kwakanaka. 8 Nekuti kushanda kwenyama kunoshanda zwishoma; asi kudanwa kwakanaka kunyegerera zwese, une chipikirwa cheupenyu wamanje ne wemagwana. 9 Mashoko aya akatendeka, uye nemubvumo wese. 10 Nekuda kwe izwi tinoshanda tinorwa, nekuti tinomirira Mwari mupenyu, uye muponesi wemunhu wese, kunyanya kuwatende. 11 Tumira zwinhu izwi, uye dzidzisa. 12 Apana anoshora ujaya wako, asi iwa mufananidzo kune wanotenda, mushoko, muzwito, murudo, nemukutenda, nemururama. 13 Ramba uchiwerenga, mukuchinga nemudzidziso, kuswikira pandinouya. 14 Usashore shipo shirimauru, chawapuwa neshiporofita, nekuisa mawoko kwemaprisita. 15 Funga muzwinhu izwi, uye batikana muzwino izwi, kuti kukura kwako kuwonekwe newese. 16 Zwichenjerere nekudzidzisa kwako; ramba uri pachino ichi; nekuti, wakaita izwi, ushaponesa iwe newaya wanodzwa.